Wanga Wakarara
๐ต 2945 characters
โฑ๏ธ 4:36 duration
๐ ID: 10117319
๐ Lyrics
Dai ndandisina kuchenjera
Dai ndisina kuvapedzera
Kutakura mombe, mbudzi ihata
Hamburamakaka, muchandigona ndakwegura
Dai ndandisina kuchenjera
Dai ndisina kuvapedzera
Kutakura mombe, mbudzi ihata
Hamburamakaka, muchandigona ndakwegura
Bata basa wembwachena
Nyamatsatse yavheneka
Gamba rinozunza nyika iwe
Nyamatsatse yavheneka
Iho, iho, iho, yowerewe
Iho, iho, ah, iyaho
Iho, iho, iho, yowerewe
Iho, iho
Hwahwa ndakahwuranga
(Wanga wakarara ngoma ichirira) wanga wakarara
(Wanga wakarara ngoma ichirira)
Kusvikira zondo rikagwamba
(Wanga wakarara ngoma ichirira) wanga wakarara
(Wanga wakarara ngoma ichirira)
Hona ndakatamba naSisiriya
(Wanga wakarara ngoma ichirira) wanga wakarara
(Wanga wakarara ngoma ichirira)
Ho-o ndakapotsa ndanamirira
(Wanga wakarara ngoma ichirira) wanga wakarara
(Wanga wakarara ngoma ichirira)
Hwahwa ndakahwuranga ini

Hm-m ndakapotsa ndanamirira
(Wanga wakarara ngoma ichirira) wanga wakarara
(Wanga wakarara ngoma ichirira)
Mauya muri vanganiko? Tangai mazviverenga
(Hondeya ho-o)
Vakabika rinonaka chembere dzakuya mamera
(Hondeya ho-o)
Hutuka hurombo (hondeya)
Hurombo chenjera (hondeya ho-o)
Ibira remajita (hondeya) hurombo
Vasikana kwandakabva kure-kure
Kwandoenda kure ndorira
(Kumagumo kusvikira kumagumo)
Vakomana kwandakabva kure-kure
Kwandoenda kure ndorira
(Kumagumo kusvikira kumagumo)
Vakomana kana ndikadanwa ndinenge ndananga pachinangwa
Ndorira (kumagumo kusvikira kumagumo)
Vasikana kana ndikadanwa ndinenge ndananga pachinangwa

Hiya, hiya, hiya, hiya
Hiya, hiya, ha iya ho-o
(Hondeya ho-o)
Hiya, hiya, ha-a hiya (hondeya)
Hiya, hiya, ha iya ho-o
(Hondeya ho-o)
Iho, iho, iho, yowerewe (hondeya)

โฑ๏ธ Synced Lyrics
[00:13.78] Dai ndandisina kuchenjera
[00:16.88] Dai ndisina kuvapedzera
[00:20.07] Kutakura mombe, mbudzi ihata
[00:22.23] Hamburamakaka, muchandigona ndakwegura
[00:26.43] Dai ndandisina kuchenjera
[00:29.54] Dai ndisina kuvapedzera
[00:32.87] Kutakura mombe, mbudzi ihata
[00:35.25] Hamburamakaka, muchandigona ndakwegura
[00:39.29] Bata basa wembwachena
[00:42.28] Nyamatsatse yavheneka
[00:45.73] Gamba rinozunza nyika iwe
[00:48.86] Nyamatsatse yavheneka
[00:51.80] Iho, iho, iho, yowerewe
[00:55.27] Iho, iho, ah, iyaho
[00:58.38] Iho, iho, iho, yowerewe
[01:01.31] Iho, iho
[01:03.37] Hwahwa ndakahwuranga
[01:05.00] (Wanga wakarara ngoma ichirira) wanga wakarara
[01:08.15] (Wanga wakarara ngoma ichirira)
[01:09.94] Kusvikira zondo rikagwamba
[01:11.45] (Wanga wakarara ngoma ichirira) wanga wakarara
[01:14.77] (Wanga wakarara ngoma ichirira)
[01:16.17] Hona ndakatamba naSisiriya
[01:17.84] (Wanga wakarara ngoma ichirira) wanga wakarara
[01:21.17] (Wanga wakarara ngoma ichirira)
[01:22.47] Ho-o ndakapotsa ndanamirira
[01:24.28] (Wanga wakarara ngoma ichirira) wanga wakarara
[01:27.33] (Wanga wakarara ngoma ichirira)
[01:28.83] Hwahwa ndakahwuranga ini
[01:30.88] (Wanga wakarara ngoma ichirira) wanga wakarara
[01:33.86] (Wanga wakarara ngoma ichirira)
[01:35.22] Kusvikira zondo rikagwamba
[01:37.07] (Wanga wakarara ngoma ichirira) wanga wakarara
[01:40.22] (Wanga wakarara ngoma ichirira)
[01:41.86] Hona ndakatamba naSisiriya
[01:43.30] (Wanga wakarara ngoma ichirira) wanga wakarara
[01:46.77] (Wanga wakarara ngoma ichirira)
[01:48.23] Hm-m ndakapotsa ndanamirira
[01:49.76] (Wanga wakarara ngoma ichirira) wanga wakarara
[01:52.96] (Wanga wakarara ngoma ichirira)
[01:53.65]
[02:15.21] Mauya muri vanganiko? Tangai mazviverenga
[02:20.79] (Hondeya ho-o)
[02:21.84] Vakabika rinonaka chembere dzakuya mamera
[02:27.13] (Hondeya ho-o)
[02:28.17] Hutuka hurombo (hondeya)
[02:31.32] Hurombo chenjera (hondeya ho-o)
[02:34.63] Ibira remajita (hondeya) hurombo
[02:39.34] Vasikana kwandakabva kure-kure
[02:41.44] Kwandoenda kure ndorira
[02:43.00] (Kumagumo kusvikira kumagumo)
[02:45.79] Vakomana kwandakabva kure-kure
[02:47.89] Kwandoenda kure ndorira
[02:49.76] (Kumagumo kusvikira kumagumo)
[02:52.06] Vakomana kana ndikadanwa ndinenge ndananga pachinangwa
[02:55.53] Ndorira (kumagumo kusvikira kumagumo)
[02:58.64] Vasikana kana ndikadanwa ndinenge ndananga pachinangwa
[03:01.84] Ndorira (kumagumo kusvikira kumagumo)
[03:05.12] Hwahwa ndakahwuranga
[03:06.77] (Wanga wakarara ngoma ichirira) wanga wakarara
[03:10.08] (Wanga wakarara ngoma ichirira)
[03:11.20] Kusvikira zondo rikagwamba
[03:12.94] (Wanga wakarara ngoma ichirira) wanga wakarara
[03:16.10] (Wanga wakarara ngoma ichirira)
[03:17.67] Hona ndakatamba naSisiriya
[03:19.36] (Wanga wakarara ngoma ichirira) wanga wakarara
[03:22.57] (Wanga wakarara ngoma ichirira)
[03:24.17] Ho-o ndakapotsa ndanamirira
[03:25.63] (Wanga wakarara ngoma ichirira) wanga wakarara
[03:29.10] (Wanga wakarara ngoma ichirira)
[03:30.53] Hwahwa ndakahwuranga ini
[03:32.10] (Wanga wakarara ngoma ichirira) wanga wakarara
[03:35.32] (Wanga wakarara ngoma ichirira)
[03:36.93] Kusvikira zondo rikagwamba
[03:38.54] (Wanga wakarara ngoma ichirira) wanga wakarara
[03:41.84] (Wanga wakarara ngoma ichirira)
[03:43.11] Hona ndakatamba naSisiriya
[03:45.06] (Wanga wakarara ngoma ichirira) wanga wakarara
[03:48.28] (Wanga wakarara ngoma ichirira)
[03:49.86] Hm-m ndakapotsa ndanamirira
[03:51.39] (Wanga wakarara ngoma ichirira) wanga wakarara
[03:54.47] (Wanga wakarara ngoma ichirira)
[03:57.85] Iho, iho, iho, yowerewe
[04:00.88] Iho, iho, ah, iyaho
[04:04.14] Iho, iho, iho, yowerewe
[04:07.32] Iho, iho, ah, iyaho
[04:10.62] Hiya, hiya, hiya, hiya
[04:13.78] Hiya, hiya, ha iya ho-o
[04:15.87] (Hondeya ho-o)
[04:16.84] Hiya, hiya, ha-a hiya (hondeya)
[04:20.27] Hiya, hiya, ha iya ho-o
[04:22.25] (Hondeya ho-o)
[04:23.24] Iho, iho, iho, yowerewe (hondeya)
[04:26.90] Iho, iho, ah, iyaho
[04:29.76]