Home 🎬 Bollywood 🎵 Pakistani 🎤 English Pop

Bhanan’ana

👤 Freeman HKD 🎼 TROPHY ⏱️ 2:56
🎵 1936 characters
⏱️ 2:56 duration
🆔 ID: 10306186

📜 Lyrics

Bata mwana uyo
Ibhanan'ana 5 star
Hona mwana uyo ibhanan'ana
Petso
Royc Chikati
HK
Move

Handisi kuzvibeliever kuti ndini
(bhanan'ana)
Uri too much ndaifunga kuti handihwine ini
(bata mwana)
Ndaingoti pamwe ndichahwina confafa ndisina
(bhanan'ana)
Pauri ndaigara ndiri busy kuimaginer
(bhanan'ana bhanan'ana ahhh)

Ndichitanga kukuona ndakanzwa
Sendaiswa ngetani (saMr Palmer)
Nda nda ndaistammer ndakatadza kana
Kusasa (ndaikakama)
Ndaida kutuma munhu ndikazogaya
ZvaPutiti (naTocky Charmer)
But ndaikwata ndaifunga kuti
uchandinyunya (saBilli Khama)
Kutaura feya (ndaihuta shaa)
But same time (ndichikuda shaa)
Pandaichuna team yangu kuti ndinodonha
Newe vaingoti hapana (zvinozikanwa)
Ikozvino ndakuungunaidza (pfuma shaa)
Kumba kwenyu ndaakunzi (mukwasha)
Wakandida ndiri step father disina jagwa
Uchiramba vane ma(Bimma shaaa)
Hoyoooo

Handisi kuzvibeliever kuti ndini
(bhanan'ana)
Uri too much ndaifunga kuti handihwine ini
(bata mwana)
Ndaingoti pamwe ndichahwina confafa
Ndisina, (bhanan'ana)
Pauri ndaigara ndiri busy kuimaginer
(bhanan'ana bhanan'ana ahhh)
Listen to me baby naive ndiri pasi
Asi wakandikwidza higher
Ndosaka ndichikuti ndandi
(I can't believe wakandida ahh)
Wakandida Nadine siripasi raive rakasungwa newire
Hama dzako dzichikuti ungamudi
(I can't believe wakandida ahh)
Pazvanga zvakaoma pandaikanga waya
(I can't believe wakandida ahh)

Wakanditi ndini chete munhu waunodesire
(I can't believe wakandida)
(Ndaihuta shaa)
But same time (ndichikuda shaa)
Pandaichuna team yangu kuti ndinodonha
Newe vaingoti hapana (zvinozikanwa)
Ikozvino ndakuungunaidza (pfuma shaa)
Kumba kwenyu ndaakunzi (mukwasha)
Wakandida ndiri step father disina jagwa
Uchiramba vane ma(Bimma shaaa)
Hoyoooo

Handisi kuzvibeliever kuti ndini. (bhanan'ana)
Uri too much ndaifunga kuti handihwine ini
(bata mwana)
Ndaingoti pamwe ndichahwina confafa
Ndisina, (bhanan'ana)
Pauri ndaigara ndiri busy kuimaginer
(bhanan'ana bhanan'ana ahhh)

⏱️ Synced Lyrics

[00:03.27] Bata mwana uyo
[00:04.86] Ibhanan'ana 5 star
[00:07.60] Hona mwana uyo ibhanan'ana
[00:10.93] Petso
[00:12.74] Royc Chikati
[00:15.36] HK
[00:16.89] Move
[00:18.08] Handisi kuzvibeliever kuti ndini
[00:20.60] (Bhanan'ana)
[00:21.79] Uri too much ndaifunga kuti handihwine ini
[00:24.56] (Bata mwana)
[00:25.44] Ndaingoti pamwe ndichahwina confafa ndisina
[00:28.79] (Bhanan'ana)
[00:29.69] Pauri ndaigara ndiri busy kuimaginer
[00:33.03] (Bhanan'ana bhanan'ana ahhh)
[00:36.30] Ndichitanga kukuona ndakanzwa
[00:38.56] Sendaiswa ngetani (saMr Palmer)
[00:40.89] Nda nda ndaistammer ndakatadza kana
[00:43.37] Kusasa (ndaikakama)
[00:45.19] Ndaida kutuma munhu ndikazogaya
[00:47.24] ZvaPutiti (naTocky Charmer)
[00:49.40] But ndaikwata ndaifunga kuti
[00:51.21] Uchandinyunya (saBilli Khama)
[00:53.79] Kutaura feya (ndaihuta shaa)
[00:55.81] But same time (ndichikuda shaa)
[00:58.02] Pandaichuna team yangu kuti ndinodonha
[01:00.40] Newe vaingoti hapana (zvinozikanwa)
[01:01.73] Ikozvino ndakuungunaidza (pfuma shaa)
[01:04.45] Kumba kwenyu ndaakunzi (mukwasha)
[01:06.60] Wakandida ndiri step father disina jagwa
[01:08.82] Uchiramba vane ma(Bimma shaaa)
[01:11.42] Hoyoooo
[01:12.55] Handisi kuzvibeliever kuti ndini
[01:16.12] (Bhanan'ana)
[01:16.86] Uri too much ndaifunga kuti handihwine ini
[01:20.00] (Bata mwana)
[01:20.89] Ndaingoti pamwe ndichahwina confafa
[01:24.25] Ndisina, (bhanan'ana)
[01:25.08] Pauri ndaigara ndiri busy kuimaginer
[01:28.89] (Bhanan'ana bhanan'ana ahhh)
[01:32.15] Listen to me baby naive ndiri pasi
[01:34.44] Asi wakandikwidza higher
[01:37.44] Ndosaka ndichikuti ndandi
[01:39.64] (I can't believe wakandida ahh)
[01:41.74] Wakandida Nadine siripasi raive rakasungwa newire
[01:45.98] Hama dzako dzichikuti ungamudi
[01:48.24] (I can't believe wakandida ahh)
[01:50.21] Pazvanga zvakaoma pandaikanga waya
[01:52.57] (I can't believe wakandida ahh)
[01:54.62] Wakanditi ndini chete munhu waunodesire
[01:57.12] (I can't believe wakandida)
[01:58.84] (Ndaihuta shaa)
[01:59.86] But same time (ndichikuda shaa)
[02:02.47] Pandaichuna team yangu kuti ndinodonha
[02:04.69] Newe vaingoti hapana (zvinozikanwa)
[02:06.58] Ikozvino ndakuungunaidza (pfuma shaa)
[02:08.62] Kumba kwenyu ndaakunzi (mukwasha)
[02:10.82] Wakandida ndiri step father disina jagwa
[02:13.68] Uchiramba vane ma(Bimma shaaa)
[02:15.48] Hoyoooo
[02:16.80] Handisi kuzvibeliever kuti ndini. (bhanan'ana)
[02:20.80] Uri too much ndaifunga kuti handihwine ini
[02:24.76] (Bata mwana)
[02:25.53] Ndaingoti pamwe ndichahwina confafa
[02:28.86] Ndisina, (bhanan'ana)
[02:29.52] Pauri ndaigara ndiri busy kuimaginer
[02:33.15] (Bhanan'ana bhanan'ana ahhh)
[02:35.53]

⭐ Rate These Lyrics

Average: 0.0/5 • 0 ratings