Home ๐ŸŽฌ Bollywood ๐ŸŽต Pakistani ๐ŸŽค English Pop

Chimhanya

๐Ÿ‘ค Freeman HKD/Tocky Vibes/Daruler โ€ข ๐ŸŽผ Robbery โ€ข โฑ๏ธ 3:31
๐ŸŽต 2205 characters
โฑ๏ธ 3:31 duration
๐Ÿ†” ID: 10306301

๐Ÿ“œ Lyrics

Panoda moyo wakashinga
(Scatter)
Oooo takangodaro tahwina
(Tele)
Saka wangu ingoshinga ukadaro tahwina
Rikatsamaya wotoritsoma
(Five Star)

Daruler hondo yacho inoda kushinga ngatitorodza mapfumo
(mapfumo)
Usanete wangu mira kubata muchuno
Donha uchimuka dzedzereka asi tichasvika kumagumo (magumo)
Usanete wangu mira kubata muchuno

Chimhanya chimhanya chimhanya mwana wekwaChizanga
Hondo yacho inopisa semudzanga
Ihondo svinu-svinu kwete yemashanga
Chizama chizama chizama
Ramba uchingozama ukangokunda chete vachakuti gamba
Nekuda kwehondo iyi hobho vazhamba

Ndinomira seMukono
Handife ndaita give up agh izvo no
Pazvinhu zvacho ndiri Mhofu_yeMukono
Pamwe pacho panoda faster hapadi chinono

Zvinoda Moyo wakashinga
Ooo kangodaro wahwina
Mumwe wangu itoshinga
Ooo kangodaro wahwina
Panoda moyo wakashinga

Chamakuvangu
Hondo yacho inotoda kushinga wangu ngatitorodza mapfumo
(mapfumo)
Usanete wangu mira kubata muchiuno
Donha uchimuka dzedzereka asi tichasvika kumagumo (magumo)
Usanete wangu mira kubata muchiuno

Chimhanya chimhanya chamakuvangu chimhanya
Hondo yacho inopisa semudzanga
Ihondo svinu-svinu kwete yemashanga
Chizama chizama chizama
Ramba uchingozama ukangokunda chete vachakuti gamba
Nekuda kwehondo iyi hobho vazhamba

Wotoshandira sadza ungagodii
Hupenyu hukurwadza
Simuka haikona kumirira mukana
Vangani vakazvarwa vachizviwana
Huru yadzo yakupinda pachiGanvoster
Handichada kukanga waya kana ku roaster
Ndava kuda kuva mupfumi Dangoota
Vonditi Chamakuvangu tambo madhonza
(yuwi yuwi yuwi)

Five star comin like fire
up to the top yeah
Mi nah Go retire
Hustle until i get weh mi desire
Nepakamakidza Chamakuvangu tryer

Handisi kuzopera mweya kunge flat tire
Pandobata ngoma ndinosiya ndauraya
Simudza usakande mapfumo pasi
Kungave kure asi tinosvika badzi

Hondo yacho inotoda kushinga wangu ngatitorodza mapfumo
(mapfumo)
Usanete wangu mira kubata muchiuno
Donha uchimuka dzedzereka asi tichasvika kumagumo (magumo)
Usanete wangu mira kubata muchiuno

Chimhanya chimhanya chimhanya mwana wekwaChizanga
Hondo yacho inopisa semudzanga
Ihondo svinu-svinu kwete yemashanga
Chizama chizama chizama
Ramba uchingozama ukangokunda chete vachakuti gamba
Nekuda kwehondo iyi hobho vazhamba

โญ Rate These Lyrics

โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†
Average: 0.0/5 โ€ข 0 ratings