Don't Do It
๐ต 2275 characters
โฑ๏ธ 3:44 duration
๐ ID: 10306406
๐ Lyrics
Kubva nhasi ndakuzviziva kuti iwewe baby haundi truste
But why why
Five Star Gallis
Don dweet unuh better hear mi gal
Don dweet u ah my oxygen
Usipo chandichararamira hapana baby don don't do it
Kana usipo same neteam yesoccer inenge isina goalie
Usipo chandichararamira hapana baby don't do it

Baby dai waiziva zvandinosangana nazvo munzira
Kukurwadzisa ndorwadziwa
Kubva pandakarira hobho vasikana vanondichiva
Nekuda kwako ndova ganzira
Enda uchiziva kuti handina chandakakutadzira
Waputsa zvatagadzira
Izvi zvazoitika handina kubvira ndazvitarisira
Handifunge ndikazozvigamuchira
Usati wanyanyodeepisa
Tarisa kwatakabva makilometer
Paye wakanditi uchandida
Kusvika ndava Uncle kunge Epatan

Message yaka popper ichiti thanks for the day
Yaisava yekutamba love
Mumwe mwanasikana wandakatobatsira
pana Baines ndamuona achitambwa rough
Unowanza hasha seiko ndipe time to explain
Mira kundipindura gwabvu
Ndangoitawo muSamariteni ndaona mwanaskana arimusituation iri tough
Kana uchienda enda uchiziva kuti inini handina mhosva
Kana arima friends anokwichidzira
Vabudirira zvavaronga
Kubva nhasi ndakuzviziva kuti wewe baby haundi truste
But why why unuh fi learn to trust mi haisi mhosva here kuti muGallis
Don dweet (don't do it)
unuh better hear mi gal
Don dweet u ah my Oxygen

Babe dai waiziva zvandinosangana nazvo munzira

Same neteam yesoccer inenge isina goalie

โฑ๏ธ Synced Lyrics
[00:02.47] Kubva nhasi ndakuzviziva kuti iwewe baby haundi truste
[00:07.55] But why why
[00:08.92] Five Star Gallis
[00:10.72] Don dweet unuh better hear mi gal
[00:18.08] Don dweet u ah my oxygen
[00:21.39] Usipo chandichararamira hapana baby don don't do it
[00:26.10] Kana usipo same neteam yesoccer inenge isina goalie
[00:31.03] Usipo chandichararamira hapana baby don't do it
[00:36.06] Kana usipo same neteam yesoccer inenge isina goalie
[00:42.46] Baby dai waiziva zvandinosangana nazvo munzira
[00:45.79] Kukurwadzisa ndorwadziwa
[00:47.52] Kubva pandakarira hobho vasikana vanondichiva
[00:50.58] Nekuda kwako ndova ganzira
[00:52.48] Enda uchiziva kuti handina chandakakutadzira
[00:55.46] Waputsa zvatagadzira
[00:57.23] Izvi zvazoitika handina kubvira ndazvitarisira
[01:00.33] Handifunge ndikazozvigamuchira
[01:02.24] Usati wanyanyodeepisa
[01:03.57] Tarisa kwatakabva makilometer
[01:05.95] Paye wakanditi uchandida
[01:08.79] Kusvika ndava Uncle kunge Epatan
[01:10.99] Usipo chandichararamira hapana baby don't do it
[01:15.53] Kana usipo same neteam yesoccer inenge isina goalie
[01:20.66] Usipo chandichararamira hapana baby don't do it
[01:25.50] Kana usipo same neteam yesoccer inenge isina goalie
[01:31.57] Message yaka popper ichiti thanks for the day
[01:34.98] Yaisava yekutamba love
[01:36.31] Mumwe mwanasikana wandakatobatsira
[01:39.27] Pana Baines ndamuona achitambwa rough
[01:41.30] Unowanza hasha seiko ndipe time to explain
[01:44.25] Mira kundipindura gwabvu
[01:46.44] Ndangoitawo muSamariteni ndaona mwanaskana arimusituation iri tough
[01:51.05] Kana uchienda enda uchiziva kuti inini handina mhosva
[01:56.57] Kana arima friends anokwichidzira
[01:59.57] Vabudirira zvavaronga
[02:01.04] Kubva nhasi ndakuzviziva kuti wewe baby haundi truste
[02:06.47] But why why unuh fi learn to trust mi haisi mhosva here kuti muGallis
[02:11.67] Don dweet (don't do it)
[02:14.99] Unuh better hear mi gal
[02:16.53] Don dweet u ah my Oxygen
[02:20.03] Usipo chandichararamira hapana baby don't do it
[02:24.88] Kana usipo same neteam yesoccer inenge isina goalie
[02:29.97] Usipo chandichararamira hapana baby don't do it
[02:35.12] Kana usipo same neteam yesoccer inenge isina goalie
[02:41.07] Babe dai waiziva zvandinosangana nazvo munzira
[02:47.02] Kukurwadzisa ndorwadziwa
[02:49.76] Kubva pandakarira hobho vasikana vanondichiva
[02:51.70] Nekuda kwako ndova ganzira
[02:52.47] Enda uchiziva kuti handina chandakakutadzira
[02:54.33] Waputsa zvatagadzira
[02:56.16] Izvi zvazoitika handina kubvira ndazvitarisira
[02:59.26] Handifunge ndikazozvigamuchira
[03:01.11] Usati wanyanyodeepisa
[03:02.69] Tarisa kwatakabva makilometer
[03:05.23] Paye wakanditi uchandida
[03:07.12] Kusvika ndava Uncle kunge Epatan
[03:10.07] Usipo chandichararamira hapana baby don't do it
[03:14.52] Same neteam yesoccer inenge isina goalie
[03:19.83] Usipo chandichararamira hapana baby don't do it
[03:23.52]