Pandichamuka
๐ต 1609 characters
โฑ๏ธ 2:09 duration
๐ ID: 10307126
๐ Lyrics
Umm, ndimbokutaura nyaya se-
Wo-wo kutaura kuita sei? Sh, sh, sh
Ahh, ah
Yeah, (yeah) Ten
Pandichamuka pandichazenge ndamuka (pandichazenge ndamuka)
Ndicha-, ahh, ndichanochengeta musha (chengeta musha)
Pandichabvunzwa, pandichazenge ndabvunzwa
Ndichati ndine mavanga
Vakandipfekera munzwa (vakandipfekera munzwa)
Vakanditsika tsika, vakanditsika mutsipa
Vakandirwisa, vakatosiya vapfiga rinda
Pandichamuka, pandichazenge ndamuka
Ndinemavanga vakandipfekera munzwa (vakandipfekera munzwa)
Baba vepano, baba vepano vadhakwa ma-one
Vachazobatika kuma 1:00, vachadzoka, umm
Vakati, "Tambai" muchadzana, vakazvigaya mambama
Munoti rice racho makanga
Vanoti, "Ndandichida iri Tanganda", vato mu-cheeky
Ndiri munhu wenyama, sha (ndiri munhu wenyama, sha)
Usandidaro (usandidaro) pamberi pevana vangu
Handina mufaro (wakanditora) wakanditora kuhama dzangu
Wakabvisa rusambo, wakandizora munyama wangu
Pandichamuka (ah) pandichazenge ndamuka (pandichazenge ndamuka)
Ndicha-, ah, ndichanochengeta musha (ndichanochengeta musha)

Kungoti ndine mavanga (hey)

Vakandipfekera munzwa ava (aha)
Vakandisetera guva ava (aha)
Ndakazvinyengera, dai ndakazviterera pandakanzi chenjera kuda mbwa
Kune zvirwere kwamunotamba, saka ndanyora tsamba
Ini ndaenda, vana ndinavo
Zvagara munovaramba, munotopenga
Marova ini, marova mwana, marova chamba
Makanaka makarara, asi kungomuka matova n'anga
Pandichazenge ndamuka ndicha-, ndichanochengeta musha (ah)
Pandichabvunzwa, (hey) pandichazenge ndabvunzwa
Ndinemavanga wakandipfekera munzwa iwe

โฑ๏ธ Synced Lyrics
[00:06.19] Umm, ndimbokutaura nyaya se-
[00:08.60] Wo-wo kutaura kuita sei? Sh, sh, sh
[00:14.39] Ahh, ah
[00:21.82] Yeah, (yeah) Ten
[00:24.83] Pandichamuka pandichazenge ndamuka (pandichazenge ndamuka)
[00:28.28] Ndicha-, ahh, ndichanochengeta musha (chengeta musha)
[00:31.55] Pandichabvunzwa, pandichazenge ndabvunzwa
[00:34.34] Ndichati ndine mavanga
[00:36.01] Vakandipfekera munzwa (vakandipfekera munzwa)
[00:38.19] Vakanditsika tsika, vakanditsika mutsipa
[00:41.12] Vakandirwisa, vakatosiya vapfiga rinda
[00:44.38] Pandichamuka, pandichazenge ndamuka
[00:47.45] Ndinemavanga vakandipfekera munzwa (vakandipfekera munzwa)
[00:50.62] Baba vepano, baba vepano vadhakwa ma-one
[00:54.01] Vachazobatika kuma 1:00, vachadzoka, umm
[00:57.02] Vakati, "Tambai" muchadzana, vakazvigaya mambama
[01:00.39] Munoti rice racho makanga
[01:02.17] Vanoti, "Ndandichida iri Tanganda", vato mu-cheeky
[01:04.65] Ndiri munhu wenyama, sha (ndiri munhu wenyama, sha)
[01:06.64] Usandidaro (usandidaro) pamberi pevana vangu
[01:09.92] Handina mufaro (wakanditora) wakanditora kuhama dzangu
[01:12.85] Wakabvisa rusambo, wakandizora munyama wangu
[01:16.20] Pandichamuka (ah) pandichazenge ndamuka (pandichazenge ndamuka)
[01:19.38] Ndicha-, ah, ndichanochengeta musha (ndichanochengeta musha)
[01:22.56] Pandichabvunzwa, pandichazenge ndabvunzwa
[01:25.48] Kungoti ndine mavanga (hey)
[01:27.14] Vakandipfekera munzwa (vakandipfekera munzwa)
[01:29.08] Vakandipfekera munzwa ava (aha)
[01:32.22] Vakandisetera guva ava (aha)
[01:35.55] Ndakazvinyengera, dai ndakazviterera pandakanzi chenjera kuda mbwa
[01:42.06] Kune zvirwere kwamunotamba, saka ndanyora tsamba
[01:45.31] Ini ndaenda, vana ndinavo
[01:46.75] Zvagara munovaramba, munotopenga
[01:49.35] Marova ini, marova mwana, marova chamba
[01:51.53] Makanaka makarara, asi kungomuka matova n'anga
[01:55.88] Pandichazenge ndamuka ndicha-, ndichanochengeta musha (ah)
[02:01.04] Pandichabvunzwa, (hey) pandichazenge ndabvunzwa
[02:04.29] Ndinemavanga wakandipfekera munzwa iwe
[02:08.22]