Juzi
๐ต 1451 characters
โฑ๏ธ 3:08 duration
๐ ID: 10335686
๐ Lyrics
Usanetseke I'll be fine
It's just a matter of time
Chete chete ko handi ndizvo zvawakada
Plus kudzidza hakumbopere
Mwari anenge ane chinangwa
Chigumbu handina asi ndichiri ndakatsamwa
Ungandirova zigumegi, believe
Kuita kundi dhomotsa you played, deceive
Wakandirakidza zveshuwa kuti uri mwana wa Eva
Ndine maghost ari kunditsoma kumba kwedu saka
Dzoka utore juzi rako rawakanganwa
Ndikaritarira ndoshaya rugare
Utore nhumbi dzako dzawakasiya mumba mangu
Ndikadzitarira ndoshaya rugare (ndoshaya rugare)
Wakati ukuda attention
I gave you the shit
I'm broke from all the dreams that you were selling me
Uri mboko yemunhu
I felt I should tell you this
But nyangwe zvazvo hatisi ma enemies
Zvakare ndezvakare ngatimbozvisiye
Zverudo zvacho taimboizviitirei?
Ko dai wakandiudza kuti haudi waibvei?
Now chandokumbira kuti
Utore juzi rako rawakanganwa
Ndikaritaria ndoshaya rugare
Utore nhumbi dzako dzawakasiya mumba mangu iwe
Ndikadzitarira ndoshaya rugare
Utore juzi rako rawakanganwa
Ndikaritarira ndoshaya rugare
Utore nhumbi dzako dzawakasiya mumba mangu
Ndikadzitarira (F-futronic)
Zvichimboitirwei?
Zverudo zvacho
Taizviitirei
Zvichimboitirwei?
Zverudo zvacho taizvi-
Dzoka utore juzi rako rawakanganwa
Ndikaritaria ndoshaya rugare
Utore nhumbi dzako dzawakasiya mumba mangu iwe
Ndikadzitarira ndosaya rugare

โฑ๏ธ Synced Lyrics
[00:15.40] Usanetseke I'll be fine
[00:18.02] It's just a matter of time
[00:20.52] Chete chete ko handi ndizvo zvawakada
[00:24.25] Plus kudzidza hakumbopere
[00:26.12] Mwari anenge ane chinangwa
[00:29.06] Chigumbu handina asi ndichiri ndakatsamwa
[00:32.00] Ungandirova zigumegi, believe
[00:35.89] Kuita kundi dhomotsa you played, deceive
[00:39.35] Wakandirakidza zveshuwa kuti uri mwana wa Eva
[00:43.48] Ndine maghost ari kunditsoma kumba kwedu saka
[00:47.59] Dzoka utore juzi rako rawakanganwa
[00:52.25] Ndikaritarira ndoshaya rugare
[00:56.04] Utore nhumbi dzako dzawakasiya mumba mangu
[01:00.34] Ndikadzitarira ndoshaya rugare (ndoshaya rugare)
[01:06.04] Wakati ukuda attention
[01:08.24] I gave you the shit
[01:10.28] I'm broke from all the dreams that you were selling me
[01:14.04] Uri mboko yemunhu
[01:15.91] I felt I should tell you this
[01:18.37] But nyangwe zvazvo hatisi ma enemies
[01:22.22] Zvakare ndezvakare ngatimbozvisiye
[01:26.72] Zverudo zvacho taimboizviitirei?
[01:31.04] Ko dai wakandiudza kuti haudi waibvei?
[01:35.16] Now chandokumbira kuti
[01:36.97] Utore juzi rako rawakanganwa
[01:41.29] Ndikaritaria ndoshaya rugare
[01:45.28] Utore nhumbi dzako dzawakasiya mumba mangu iwe
[01:49.82] Ndikadzitarira ndoshaya rugare
[01:53.62] Utore juzi rako rawakanganwa
[01:57.98] Ndikaritarira ndoshaya rugare
[02:01.98] Utore nhumbi dzako dzawakasiya mumba mangu
[02:06.50] Ndikadzitarira (F-futronic)
[02:12.10] Zvichimboitirwei?
[02:15.76] Zverudo zvacho
[02:17.03] Taizviitirei
[02:20.66] Zvichimboitirwei?
[02:23.62] Zverudo zvacho taizvi-
[02:25.95] Dzoka utore juzi rako rawakanganwa
[02:30.65] Ndikaritaria ndoshaya rugare
[02:34.79] Utore nhumbi dzako dzawakasiya mumba mangu iwe
[02:39.37] Ndikadzitarira ndosaya rugare
[02:42.76] Utore juzi rako rawakanganwa
[02:46.97] Ndikaritarira ndoshaya rugare
[02:50.96] Utore nhumbi dzako dzawakasiya mumba mangu iwe
[02:55.82] Ndikadzitarira ndosaya rugare
[02:57.81]