Home ๐ŸŽฌ Bollywood ๐ŸŽต Pakistani ๐ŸŽค English Pop

Ndiri Ndega

๐Ÿ‘ค Holy Ten feat. Feli Nandi โ€ข ๐ŸŽผ ENERGY โ€ข โฑ๏ธ 3:39
๐ŸŽต 1957 characters
โฑ๏ธ 3:39 duration
๐Ÿ†” ID: 10579959

๐Ÿ“œ Lyrics

Di Don, ha ha ha
Swish (Swish)

Ndiri ndega ndinochema
Dai mapota muchigara pano, ndiri ndega ndinopera
Makamutsa wani Razaro, hunhu hwenyu hunorehwa
Musande musandi fencer ini, ndiri ndega ndinochema
Ndiri ndega ndino

Ndiri ndega ndinochema
Dai mapota muchigara pano, ndiri ndega ndinopera
Makamutsa wani Razaro, hunhu hwenyu hunorehwa
Musande musandi fencer ini, ndiri ndega ndinochema
Ndiri ndega ndino

Ndohorera pano (ndohorera pano)
Vakakanda mapfumo ndichamagamha ndomadzorera kwavo
Vakandirotera nhamo, ndichipfugama ndogonyera pano
Chatikombera chando (hoyo), zvatiomera mambo (aiwa hoyo)
Zvatigozhera pano (ho-ho-ho)

Honai honai, musandirasazve tongai, Mwari tongai, gomo iri rovai
Toppai mvura iyi toppai
Honai honai, musandirasazve honai, Mwari tongai, gomo iri rovai
Toppai mvura iyi toppai, ndiri ndega ndofa

Ndiri ndega ndinochema
Dai mapota muchigara pano, ndiri ndega ndinopera
Makamutsa wani Razaro, hunhu hwenyu hunorehwa
Musande musandi fencer ini, ndiri ndega ndinochema
Ndiri ndega ndino

Ndiri ndega ndinochema
Dai mapota muchigara pano, ndiri ndega ndinopera
Makamutsa wani Razaro, hunhu hwenyu hunorehwa
Musande musandi fencer ini, ndiri ndega ndinochema

(Ndohorera) ndohorera pano uwo-o-o-o, ndogarira pano uwo-o-o-o
Vakakanda mapfumo ndichamagamha ndomadzorera kwavo
Vondirotera nhamo, ndichipfugama ndogonyera pano
Chatikombera chando, zvatiomare mambo
Zvatigozhera pano oh-o-o-o
Makati murudo murudo murudo
Garai murudo uwo-o-o-o

Ndiri ndega ndinochema
Dai mapota muchigara pano, ndiri ndega ndinopera
Makamutsa wani Razaro, hunhu hwenyu hunorehwa
Musande musandi fencer ini, ndiri ndega ndinochema
Ndiri ndega ndino

Ndiri ndega ndinochema
Dai mapota muchigara pano, ndiri ndega ndinopera
Makamutsa wani Razaro, hunhu hwenyu hunorehwa
Musande musandi fencer ini, ndiri ndega ndinochema
Ndiri ndega ndino

Ndiri ndega ndinochema
Dai mapota muchigara pano, ndiri ndega ndinopera
Makamutsa wani Razaro, hunhu hwenyu hunorehwa

โฑ๏ธ Synced Lyrics

[00:05.36] Di Don, ha ha ha
[00:16.42] Swish (Swish)
[00:19.05] Ndiri ndega ndinochema
[00:21.23] Dai mapota muchigara pano, ndiri ndega ndinopera
[00:25.92] Makamutsa wani Razaro, hunhu hwenyu hunorehwa
[00:30.54] Musande musandi fencer ini, ndiri ndega ndinochema
[00:34.80] Ndiri ndega ndino
[00:37.31] Ndiri ndega ndinochema
[00:39.61] Dai mapota muchigara pano, ndiri ndega ndinopera
[00:43.92] Makamutsa wani Razaro, hunhu hwenyu hunorehwa
[00:48.63] Musande musandi fencer ini, ndiri ndega ndinochema
[00:52.89] Ndiri ndega ndino
[00:53.58] Ndohorera pano (ndohorera pano)
[00:55.67] Vakakanda mapfumo ndichamagamha ndomadzorera kwavo
[00:59.85] Vakandirotera nhamo, ndichipfugama ndogonyera pano
[01:04.70] Chatikombera chando (hoyo), zvatiomera mambo (aiwa hoyo)
[01:09.13] Zvatigozhera pano (ho-ho-ho)
[01:11.94] Honai honai, musandirasazve tongai, Mwari tongai, gomo iri rovai
[01:18.46] Toppai mvura iyi toppai
[01:20.79] Honai honai, musandirasazve honai, Mwari tongai, gomo iri rovai
[01:27.58] Toppai mvura iyi toppai, ndiri ndega ndofa
[01:31.30] Ndiri ndega ndinochema
[01:33.99] Dai mapota muchigara pano, ndiri ndega ndinopera
[01:38.16] Makamutsa wani Razaro, hunhu hwenyu hunorehwa
[01:43.04] Musande musandi fencer ini, ndiri ndega ndinochema
[01:47.29] Ndiri ndega ndino
[01:49.79] Ndiri ndega ndinochema
[01:51.93] Dai mapota muchigara pano, ndiri ndega ndinopera
[01:56.40] Makamutsa wani Razaro, hunhu hwenyu hunorehwa
[02:00.96] Musande musandi fencer ini, ndiri ndega ndinochema
[02:06.89] (Ndohorera) ndohorera pano uwo-o-o-o, ndogarira pano uwo-o-o-o
[02:16.77] Vakakanda mapfumo ndichamagamha ndomadzorera kwavo
[02:21.39] Vondirotera nhamo, ndichipfugama ndogonyera pano
[02:25.94] Chatikombera chando, zvatiomare mambo
[02:30.41] Zvatigozhera pano oh-o-o-o
[02:34.81] Makati murudo murudo murudo
[02:39.49] Garai murudo uwo-o-o-o
[02:43.91] Ndiri ndega ndinochema
[02:46.22] Dai mapota muchigara pano, ndiri ndega ndinopera
[02:50.90] Makamutsa wani Razaro, hunhu hwenyu hunorehwa
[02:55.33] Musande musandi fencer ini, ndiri ndega ndinochema
[02:59.85] Ndiri ndega ndino
[03:02.20] Ndiri ndega ndinochema
[03:04.32] Dai mapota muchigara pano, ndiri ndega ndinopera
[03:08.92] Makamutsa wani Razaro, hunhu hwenyu hunorehwa
[03:13.35] Musande musandi fencer ini, ndiri ndega ndinochema
[03:17.72] Ndiri ndega ndino
[03:20.26] Ndiri ndega ndinochema
[03:22.40] Dai mapota muchigara pano, ndiri ndega ndinopera
[03:27.09] Makamutsa wani Razaro, hunhu hwenyu hunorehwa
[03:31.45]

โญ Rate These Lyrics

โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†
Average: 0.0/5 โ€ข 0 ratings