Ndimwari Ft. Crooger & Mclynebeats
๐ต 2152 characters
โฑ๏ธ 3:37 duration
๐ ID: 10623636
๐ Lyrics
You see, the problem with the human mind is
The human mind, we move by what we see
If I look at you
I can already finish you (Mclyne anokuwachisa kunge OMO)
I look at your shoe, I look at your trouser
I look at your skin, I look at what you're driving
I look at the way you're talking
Then I can give you a title
Uchiona zigondora kudai, aiwa ndiMwari vanochengeta
Uchiona makwegura kudai, aiwa ndiMwari vanochengeta
Uchiona kushaura kudai, gore rino nhamo toifemesa
Uchiona zigondora kudai
Hakuzi kungwara kwangu ndiMwari
NdiMwari, ndiMwari
Hakuzi kungwara kwangu ndiMwari
NdiMwari, ndiMwari
Hakuzi kungwara kwangu ndiMwari
Pandinovarairwa muvengi ondizvidza
Hondo vanondirwira a-ah
Mwari vanondida, vanondi-protecter
Pandinoomerwa, vanondi-provider
Handimborare nenzara, Mwari makanakisa
Hamumbondinyadzisa, hamumbondi-forsaker
Rudo rwakanyanyisa he-e
Rudo rwakanyanyisa nyanyisa
Rurefu, rwendo rwatafamba munesu
Rurefu, rwendo rwatafamba munesu
Uchiona zigondora kudai, aiwa ndiMwari vanochengeta
Uchiona makwegura kudai, aiwa ndiMwari vanochengeta
Uchiona kushaura kudai gore rino nhamo toifemesa
Uchiona zigondora kudai
Hakuzi kungwara kwangu ndiMwari
NdiMwari, ndiMwari
Hakuzi kungwara kwangu ndiMwari
NdiMwari, ndiMwari
Hakuzi kungwara kwangu ndiMwari
Yeah, handishaure zvemakwikwi
Ndinoshaura zveprezha
Mufombi nepaJivhi kunge Jah vakundi-prayzah
Dai ndisiri muimbi pamwe ndiri mhizha
Ndane nguva ndiri pano hapana need ye-tape measure
I'm just tryna survive through the zhizha seshizha
Pamushando zviri pachena ndovasiya vane seizure
Ngoma rinonaka kubuda siriri
Zingoma rebanga, rinocheka sechivhiriri
Ngoma remandiriri
Ukaona zvandaona
Aiwa zvandaona zvakaoma
Aiwa zvakaoma zvandaona
Dzimwe hama dzitori pa-coma
Ndikucheka poverty nebanga
Iri itarenda haasi masanga
Ngoma dziri tii semasamba
Zvasarira imimi motamba

โฑ๏ธ Synced Lyrics
[00:00.06] You see, the problem with the human mind is
[00:02.00] The human mind, we move by what we see
[00:10.89] If I look at you
[00:13.16] I can already finish you (Mclyne anokuwachisa kunge OMO)
[00:16.28] I look at your shoe, I look at your trouser
[00:19.67] I look at your skin, I look at what you're driving
[00:23.52] I look at the way you're talking
[00:25.12] Then I can give you a title
[00:28.27] Uchiona zigondora kudai, aiwa ndiMwari vanochengeta
[00:32.86] Uchiona makwegura kudai, aiwa ndiMwari vanochengeta
[00:37.44] Uchiona kushaura kudai, gore rino nhamo toifemesa
[00:42.46] Uchiona zigondora kudai
[00:44.81] Hakuzi kungwara kwangu ndiMwari
[00:47.06] NdiMwari, ndiMwari
[00:49.48] Hakuzi kungwara kwangu ndiMwari
[00:52.06] NdiMwari, ndiMwari
[00:54.55] Hakuzi kungwara kwangu ndiMwari
[00:56.83] Pandinovarairwa muvengi ondizvidza
[01:00.34] Hondo vanondirwira a-ah
[01:03.20] Mwari vanondida, vanondi-protecter
[01:07.68] Pandinoomerwa, vanondi-provider
[01:12.55] Handimborare nenzara, Mwari makanakisa
[01:17.09] Hamumbondinyadzisa, hamumbondi-forsaker
[01:21.73] Rudo rwakanyanyisa he-e
[01:29.08] Rudo rwakanyanyisa nyanyisa
[01:35.01] Rurefu, rwendo rwatafamba munesu
[01:39.96] Rurefu, rwendo rwatafamba munesu
[01:44.95] Uchiona zigondora kudai, aiwa ndiMwari vanochengeta
[01:49.56] Uchiona makwegura kudai, aiwa ndiMwari vanochengeta
[01:54.32] Uchiona kushaura kudai gore rino nhamo toifemesa
[01:59.15] Uchiona zigondora kudai
[02:01.33] Hakuzi kungwara kwangu ndiMwari
[02:03.92] NdiMwari, ndiMwari
[02:06.24] Hakuzi kungwara kwangu ndiMwari
[02:08.50] NdiMwari, ndiMwari
[02:11.10] Hakuzi kungwara kwangu ndiMwari
[02:13.31] Yeah, handishaure zvemakwikwi
[02:15.12] Ndinoshaura zveprezha
[02:16.73] Mufombi nepaJivhi kunge Jah vakundi-prayzah
[02:19.09] Dai ndisiri muimbi pamwe ndiri mhizha
[02:21.38] Ndane nguva ndiri pano hapana need ye-tape measure
[02:23.57] I'm just tryna survive through the zhizha seshizha
[02:26.15] Pamushando zviri pachena ndovasiya vane seizure
[02:28.61] Ngoma rinonaka kubuda siriri
[02:30.33] Zingoma rebanga, rinocheka sechivhiriri
[02:32.84] Ngoma remandiriri
[02:33.26] Ukaona zvandaona
[02:35.49] Aiwa zvandaona zvakaoma
[02:37.88] Aiwa zvakaoma zvandaona
[02:40.00] Dzimwe hama dzitori pa-coma
[02:42.49] Ndikucheka poverty nebanga
[02:45.06] Iri itarenda haasi masanga
[02:47.34] Ngoma dziri tii semasamba
[02:49.69] Zvasarira imimi motamba
[02:52.39] Uchiona zigondora kudai, aiwa ndiMwari vanochengeta
[02:57.03] Uchiona makwegura kudai, aiwa ndiMwari vanochengeta
[03:01.70] Uchiona kushaura kudai gore rino nhamo toifemesa
[03:06.76] Uchiona zigondora kudai
[03:09.09] Hakuzi kungwara kwangu ndiMwari
[03:11.27] NdiMwari, ndiMwari
[03:13.69] Hakuzi kungwara kwangu ndiMwari
[03:16.04] NdiMwari, ndiMwari
[03:18.50] Hakuzi kungwara kwangu ndiMwari
[03:20.41]