Home ๐ŸŽฌ Bollywood ๐ŸŽต Pakistani ๐ŸŽค English Pop

Ipapo

๐Ÿ‘ค Feli Nandi โ€ข ๐ŸŽผ Ipapo โ€ข โฑ๏ธ 3:22
๐ŸŽต 1245 characters
โฑ๏ธ 3:22 duration
๐Ÿ†” ID: 10701788

๐Ÿ“œ Lyrics

I-i-i-i-i ipapo ipapo ipapo
I-i-i-i-i ipapo ipapo ipapo
I-i-i-i-i ipapo ipapo ipapo (Alicious)

Ndakatsvaga chiyedza kwamuri oh-oh
Mukati ramba wakabatirira, wakabatirira ipapo
Dzingave rondedzero pfumbamwe, hadzikwane
Pfungwa dzangu nokusara kwadzo dzinogumirwa

Ipapo, ramba wakabatirira ipapo, ipapo oh
Ukachitsvaga uchachiwana
Ukachiwana uchachitenda
Ukachitenda uchapuhwa zvimwe

Ukachitsvaga uchachiwana
Ukachiwana uchachitenda
Ukachitenda uchapuhwa zvimwe

Ramba wakabatirira ipapo, ipapo (i-i-i ipapo)
Ramba wakabatirira ipapo, ipapo (ipapo ipapo)
Ramba wakabatirira ipapo, ipapo (i-i-i ipapo)
Ramba wakabatirira ipapo, ipapo (ipapo ipapo)
Ipapo, ipapo (i-i-i ipapo)
Ramba wakabatirira ipapo, ipapo (ipapo ipapo)

Waita masanga nemhepo-o-o-o
Zvoita sezvisina chimuko-o-o-o
Ndiyani simba pasi pezuva he-e-e?
Iwewe ramba wakabatirira uchatungira nenguva (ukachitsvaga uchachiwana)
Inguva (ukachiwana uchachitenda)

(Ukachitenda uchapuhwa zvimwe) heee, ramba wakabatirira ipapo (i-i-i-i ipapo)
Ramba wakabatirira ipapo, ipapo (ipapo ipapo)
Wakabatirira wakabatirira wakabatirira (i-i-i-i ipapo)
I-i-i-i-ipapo (ipapo ipapo)
Ramba wakabatirira, wakabatirira, wakabatirira, wakabatirira (i-i-i-i ipapo)
Ipapo (ipapo ipapo) oh, oh, oh

Alicious

โฑ๏ธ Synced Lyrics

[00:02.27] I-i-i-i-i ipapo ipapo ipapo
[00:13.14] I-i-i-i-i ipapo ipapo ipapo
[00:23.97] I-i-i-i-i ipapo ipapo ipapo (Alicious)
[00:35.57] Ndakatsvaga chiyedza kwamuri oh-oh
[00:40.78] Mukati ramba wakabatirira, wakabatirira ipapo
[00:46.63] Dzingave rondedzero pfumbamwe, hadzikwane
[00:52.33] Pfungwa dzangu nokusara kwadzo dzinogumirwa
[00:58.88] Ipapo, ramba wakabatirira ipapo, ipapo oh
[01:07.66] Ukachitsvaga uchachiwana
[01:10.42] Ukachiwana uchachitenda
[01:13.07] Ukachitenda uchapuhwa zvimwe
[01:18.12] Ukachitsvaga uchachiwana
[01:21.26] Ukachiwana uchachitenda
[01:23.70] Ukachitenda uchapuhwa zvimwe
[01:27.87] Ramba wakabatirira ipapo, ipapo (i-i-i ipapo)
[01:33.33] Ramba wakabatirira ipapo, ipapo (ipapo ipapo)
[01:38.76] Ramba wakabatirira ipapo, ipapo (i-i-i ipapo)
[01:44.16] Ramba wakabatirira ipapo, ipapo (ipapo ipapo)
[01:50.31] Ipapo, ipapo (i-i-i ipapo)
[01:55.19] Ramba wakabatirira ipapo, ipapo (ipapo ipapo)
[02:02.93] Waita masanga nemhepo-o-o-o
[02:08.62] Zvoita sezvisina chimuko-o-o-o
[02:14.07] Ndiyani simba pasi pezuva he-e-e?
[02:19.42] Iwewe ramba wakabatirira uchatungira nenguva (ukachitsvaga uchachiwana)
[02:26.53] Inguva (ukachiwana uchachitenda)
[02:28.94] (Ukachitenda uchapuhwa zvimwe) heee, ramba wakabatirira ipapo (i-i-i-i ipapo)
[02:38.44] Ramba wakabatirira ipapo, ipapo (ipapo ipapo)
[02:44.49] Wakabatirira wakabatirira wakabatirira (i-i-i-i ipapo)
[02:49.29] I-i-i-i-ipapo (ipapo ipapo)
[02:55.19] Ramba wakabatirira, wakabatirira, wakabatirira, wakabatirira (i-i-i-i ipapo)
[03:02.16] Ipapo (ipapo ipapo) oh, oh, oh
[03:16.36] Alicious
[03:19.93]

โญ Rate These Lyrics

โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†
Average: 0.0/5 โ€ข 0 ratings