Rarama
๐ต 1710 characters
โฑ๏ธ 6:03 duration
๐ ID: 10853341
๐ Lyrics
Makazviona kuti ndave kuparara
Hey
Hosha, hurwere
Ndufu
Zvasimuka
Mwariwe
Mukati rarama
Micah mwanangu
Rarama
Saka nhasi ndiri mupenyu
Makati rarama
Mwana wangu
Rarama iwe
Nhasi ndiri mupenyu
Makazviona kuti ndave kuparara
Hosha, hurwere
Ndufu
Zvasimuka
Mukati rarama
Makataura izwi Mwari
Rarama
Nhasi ndiri mupenyu
Makati rarama
Mukati rarama
Rarama
Nhasi ndiri mupenyu
Makandiona ndawisirwa pasi nezvivi
Makandibata
Mukandisimudza
Makandishamba neropa renyu
Mukandichenesa
Nhasi ndimire munyasha
Makandishamba neropa renyu
Mukandichenesa
Nhasi ndimire munyasha
Makandiona ndichichema
Ndarwadziwa
Mukati nyarara mwana wangu
Zvichanaka
Makashandura kuchema
Ukava mufaro
Zvino ndirikufara
Makashandura kuchema
Ukava mufaro
Zvino ndirikufara
Oh
Hmmm
Oh
Hallelujah
Hallelujah
Makanaka kani Mwari
Nhasi ndirimupenyu
Munondiraramisa
Nhasi ndimire munyasha
Makandishamba neropa renyu
Munondipa mufaro
Mwari ndinotenda
Aiwa Mwari ndinoda kuti muzive
Makandinakira
Makandikoshera
Mwari ndimi moga
Aiwa Mwari ndinoda kuti muzive
Makandinakira
Makandikoshera
Mwari ndimi moga
Aiwa Mwari verengaiwo tsamba yangu
Makandinakira
Makandikoshera
Mwari ndimi moga
Aiwa nhasi ndiri mupenyu
Nhasi ndiri mupenyu
Munondiraramisa
Ndiri mupenyu Mwariwe
Ndinotenda [Nhasi ndirimupenyu]
Ndinotenda
Hakuzi kugona kwangu
iNyasha dzenyu [Munondiraramisa]
Kurarama inyasha Mwari ndazvionera
Hauzi huchenjeri [Nhasi ndirimupenyu]
Mwari ndinotenda
Nechipo chehupenyu
Nechipo chehupenyu wo
Nhasi ndirimupenyu
Mwari ndinotenda
Kurarama ndimi
Hupenyu ndimi
Ndinotenda
Nhasi ndirimupenyu
Munondiraramisa
Munogona
Kuraramisa Mwariwe
Nhasi ndirimupenyu
Munondiraramisa
Kufa kupfuma
Kurarama inyasha
Nhasi ndirimupenyu
Mwari ndinotenda
Jeso
Hey
Hosha, hurwere
Ndufu
Zvasimuka
Mwariwe
Mukati rarama
Micah mwanangu
Rarama
Saka nhasi ndiri mupenyu
Makati rarama
Mwana wangu
Rarama iwe
Nhasi ndiri mupenyu
Makazviona kuti ndave kuparara
Hosha, hurwere
Ndufu
Zvasimuka
Mukati rarama
Makataura izwi Mwari
Rarama
Nhasi ndiri mupenyu
Makati rarama
Mukati rarama
Rarama
Nhasi ndiri mupenyu
Makandiona ndawisirwa pasi nezvivi
Makandibata
Mukandisimudza
Makandishamba neropa renyu
Mukandichenesa
Nhasi ndimire munyasha
Makandishamba neropa renyu
Mukandichenesa
Nhasi ndimire munyasha
Makandiona ndichichema
Ndarwadziwa
Mukati nyarara mwana wangu
Zvichanaka
Makashandura kuchema
Ukava mufaro
Zvino ndirikufara
Makashandura kuchema
Ukava mufaro
Zvino ndirikufara
Oh
Hmmm
Oh
Hallelujah
Hallelujah
Makanaka kani Mwari
Nhasi ndirimupenyu
Munondiraramisa
Nhasi ndimire munyasha
Makandishamba neropa renyu
Munondipa mufaro
Mwari ndinotenda
Aiwa Mwari ndinoda kuti muzive
Makandinakira
Makandikoshera
Mwari ndimi moga
Aiwa Mwari ndinoda kuti muzive
Makandinakira
Makandikoshera
Mwari ndimi moga
Aiwa Mwari verengaiwo tsamba yangu
Makandinakira
Makandikoshera
Mwari ndimi moga
Aiwa nhasi ndiri mupenyu
Nhasi ndiri mupenyu
Munondiraramisa
Ndiri mupenyu Mwariwe
Ndinotenda [Nhasi ndirimupenyu]
Ndinotenda
Hakuzi kugona kwangu
iNyasha dzenyu [Munondiraramisa]
Kurarama inyasha Mwari ndazvionera
Hauzi huchenjeri [Nhasi ndirimupenyu]
Mwari ndinotenda
Nechipo chehupenyu
Nechipo chehupenyu wo
Nhasi ndirimupenyu
Mwari ndinotenda
Kurarama ndimi
Hupenyu ndimi
Ndinotenda
Nhasi ndirimupenyu
Munondiraramisa
Munogona
Kuraramisa Mwariwe
Nhasi ndirimupenyu
Munondiraramisa
Kufa kupfuma
Kurarama inyasha
Nhasi ndirimupenyu
Mwari ndinotenda
Jeso
โฑ๏ธ Synced Lyrics
[00:13.79] Makazviona kuti ndave kuparara
[00:18.40] Hey
[00:19.66] Hosha, hurwere
[00:21.07] Ndufu
[00:22.33] Zvasimuka
[00:24.05] Mwariwe
[00:25.44] Mukati rarama
[00:28.73] Micah mwanangu
[00:30.37] Rarama
[00:32.69] Saka nhasi ndiri mupenyu
[00:38.01] Makati rarama
[00:41.05] Mwana wangu
[00:42.80] Rarama iwe
[00:45.38] Nhasi ndiri mupenyu
[00:51.07] Makazviona kuti ndave kuparara
[00:56.88] Hosha, hurwere
[00:58.78] Ndufu
[00:59.74] Zvasimuka
[01:03.10] Mukati rarama
[01:04.83] Makataura izwi Mwari
[01:06.40] Rarama
[01:10.43] Nhasi ndiri mupenyu
[01:14.14] Makati rarama
[01:15.14] Mukati rarama
[01:18.84] Rarama
[01:22.82] Nhasi ndiri mupenyu
[01:28.47] Makandiona ndawisirwa pasi nezvivi
[01:34.19] Makandibata
[01:35.86] Mukandisimudza
[01:41.19] Makandishamba neropa renyu
[01:43.87] Mukandichenesa
[01:47.86] Nhasi ndimire munyasha
[01:53.48] Makandishamba neropa renyu
[01:56.14] Mukandichenesa
[02:00.52] Nhasi ndimire munyasha
[02:06.12] Makandiona ndichichema
[02:08.59] Ndarwadziwa
[02:12.18] Mukati nyarara mwana wangu
[02:14.94] Zvichanaka
[02:18.26] Makashandura kuchema
[02:21.56] Ukava mufaro
[02:25.25] Zvino ndirikufara
[02:30.90] Makashandura kuchema
[02:33.97] Ukava mufaro
[02:37.92] Zvino ndirikufara
[02:41.97] Oh
[02:44.94] Hmmm
[02:48.59] Oh
[02:53.92] Hallelujah
[02:55.35] Hallelujah
[02:58.22] Makanaka kani Mwari
[03:09.22] Nhasi ndirimupenyu
[03:15.56] Munondiraramisa
[03:22.07] Nhasi ndimire munyasha
[03:27.96] Makandishamba neropa renyu
[03:34.22] Munondipa mufaro
[03:40.67] Mwari ndinotenda
[03:43.03] Aiwa Mwari ndinoda kuti muzive
[03:47.39] Makandinakira
[03:50.64] Makandikoshera
[03:54.03] Mwari ndimi moga
[03:56.27] Aiwa Mwari ndinoda kuti muzive
[04:00.09] Makandinakira
[04:03.30] Makandikoshera
[04:06.31] Mwari ndimi moga
[04:08.33] Aiwa Mwari verengaiwo tsamba yangu
[04:12.33] Makandinakira
[04:16.01] Makandikoshera
[04:18.79] Mwari ndimi moga
[04:20.47] Aiwa nhasi ndiri mupenyu
[04:24.27] Nhasi ndiri mupenyu
[04:30.34] Munondiraramisa
[04:34.51] Ndiri mupenyu Mwariwe
[04:37.08] Ndinotenda [Nhasi ndirimupenyu]
[04:38.52] Ndinotenda
[04:40.13] Hakuzi kugona kwangu
[04:43.45] iNyasha dzenyu [Munondiraramisa]
[04:45.45] Kurarama inyasha Mwari ndazvionera
[04:49.91] Hauzi huchenjeri [Nhasi ndirimupenyu]
[04:55.75] Mwari ndinotenda
[04:57.78] Nechipo chehupenyu
[05:00.43] Nechipo chehupenyu wo
[05:01.67] Nhasi ndirimupenyu
[05:08.35] Mwari ndinotenda
[05:10.69] Kurarama ndimi
[05:12.03] Hupenyu ndimi
[05:13.37] Ndinotenda
[05:14.88] Nhasi ndirimupenyu
[05:20.85] Munondiraramisa
[05:23.07] Munogona
[05:25.30] Kuraramisa Mwariwe
[05:27.08] Nhasi ndirimupenyu
[05:33.43] Munondiraramisa
[05:35.40] Kufa kupfuma
[05:38.07] Kurarama inyasha
[05:39.86] Nhasi ndirimupenyu
[05:46.13] Mwari ndinotenda
[05:52.40] Jeso
[05:57.46]
[00:18.40] Hey
[00:19.66] Hosha, hurwere
[00:21.07] Ndufu
[00:22.33] Zvasimuka
[00:24.05] Mwariwe
[00:25.44] Mukati rarama
[00:28.73] Micah mwanangu
[00:30.37] Rarama
[00:32.69] Saka nhasi ndiri mupenyu
[00:38.01] Makati rarama
[00:41.05] Mwana wangu
[00:42.80] Rarama iwe
[00:45.38] Nhasi ndiri mupenyu
[00:51.07] Makazviona kuti ndave kuparara
[00:56.88] Hosha, hurwere
[00:58.78] Ndufu
[00:59.74] Zvasimuka
[01:03.10] Mukati rarama
[01:04.83] Makataura izwi Mwari
[01:06.40] Rarama
[01:10.43] Nhasi ndiri mupenyu
[01:14.14] Makati rarama
[01:15.14] Mukati rarama
[01:18.84] Rarama
[01:22.82] Nhasi ndiri mupenyu
[01:28.47] Makandiona ndawisirwa pasi nezvivi
[01:34.19] Makandibata
[01:35.86] Mukandisimudza
[01:41.19] Makandishamba neropa renyu
[01:43.87] Mukandichenesa
[01:47.86] Nhasi ndimire munyasha
[01:53.48] Makandishamba neropa renyu
[01:56.14] Mukandichenesa
[02:00.52] Nhasi ndimire munyasha
[02:06.12] Makandiona ndichichema
[02:08.59] Ndarwadziwa
[02:12.18] Mukati nyarara mwana wangu
[02:14.94] Zvichanaka
[02:18.26] Makashandura kuchema
[02:21.56] Ukava mufaro
[02:25.25] Zvino ndirikufara
[02:30.90] Makashandura kuchema
[02:33.97] Ukava mufaro
[02:37.92] Zvino ndirikufara
[02:41.97] Oh
[02:44.94] Hmmm
[02:48.59] Oh
[02:53.92] Hallelujah
[02:55.35] Hallelujah
[02:58.22] Makanaka kani Mwari
[03:09.22] Nhasi ndirimupenyu
[03:15.56] Munondiraramisa
[03:22.07] Nhasi ndimire munyasha
[03:27.96] Makandishamba neropa renyu
[03:34.22] Munondipa mufaro
[03:40.67] Mwari ndinotenda
[03:43.03] Aiwa Mwari ndinoda kuti muzive
[03:47.39] Makandinakira
[03:50.64] Makandikoshera
[03:54.03] Mwari ndimi moga
[03:56.27] Aiwa Mwari ndinoda kuti muzive
[04:00.09] Makandinakira
[04:03.30] Makandikoshera
[04:06.31] Mwari ndimi moga
[04:08.33] Aiwa Mwari verengaiwo tsamba yangu
[04:12.33] Makandinakira
[04:16.01] Makandikoshera
[04:18.79] Mwari ndimi moga
[04:20.47] Aiwa nhasi ndiri mupenyu
[04:24.27] Nhasi ndiri mupenyu
[04:30.34] Munondiraramisa
[04:34.51] Ndiri mupenyu Mwariwe
[04:37.08] Ndinotenda [Nhasi ndirimupenyu]
[04:38.52] Ndinotenda
[04:40.13] Hakuzi kugona kwangu
[04:43.45] iNyasha dzenyu [Munondiraramisa]
[04:45.45] Kurarama inyasha Mwari ndazvionera
[04:49.91] Hauzi huchenjeri [Nhasi ndirimupenyu]
[04:55.75] Mwari ndinotenda
[04:57.78] Nechipo chehupenyu
[05:00.43] Nechipo chehupenyu wo
[05:01.67] Nhasi ndirimupenyu
[05:08.35] Mwari ndinotenda
[05:10.69] Kurarama ndimi
[05:12.03] Hupenyu ndimi
[05:13.37] Ndinotenda
[05:14.88] Nhasi ndirimupenyu
[05:20.85] Munondiraramisa
[05:23.07] Munogona
[05:25.30] Kuraramisa Mwariwe
[05:27.08] Nhasi ndirimupenyu
[05:33.43] Munondiraramisa
[05:35.40] Kufa kupfuma
[05:38.07] Kurarama inyasha
[05:39.86] Nhasi ndirimupenyu
[05:46.13] Mwari ndinotenda
[05:52.40] Jeso
[05:57.46]