Home ๐ŸŽฌ Bollywood ๐ŸŽต Pakistani ๐ŸŽค English Pop

Shamwari Yangu Warova

๐Ÿ‘ค Leonard Dembo & The Barura Express โ€ข ๐ŸŽผ Tinokumbira Kurarama โ€ข โฑ๏ธ 10:33
๐ŸŽต 1342 characters
โฑ๏ธ 10:33 duration
๐Ÿ†” ID: 10914279

๐Ÿ“œ Lyrics

Shamwari yangu warova neiko kudaro?
Shamwari basa ranga randiwandira

Shamwari yangu warova neiko kudaro?
Shamwari basa ranga randiwandira

Ukandiona mukomana wamadhiri
Ndinoonekwa nembonje

Ukandiona mukomana wamadhiri
Ndinoonekwa nembonje

Ukamuona musikana wamadhiri
Anoonekwa nemavanga

Ukamuona musikana wamadhiri
Anoonekwa nemavanga

Yangu yekuda kupfuma iyi
Yandipinza mudhiri shamwari yejere

Yangu yekuda kupfuma iyi
Yandipinza mudhiri shamwari yejere

Ukamuona musikana wamadhiri
Anoonekwa nekungwara

Ukamuona musikana wamadhiri
Anoonekwa nekungwara

Uchisiyana nazvoka vanokuda mwanawe
Siyana nazvo vanochema amai
Siyana nazvo vanochema baba vako
Siyana nazvo vanochema kumusha iwe
Siyana nazvo vanochema mhuri yese

Shamwari yangu warova neiko kudaro?
Shamwari basa ranga randiwandira

Ukandiona mukomana wamadhiri
Ndinoonekwa nembonje

Ukamuona musikana wamadhiri
Anoonekwa nemavanga

Yangu yekuda kupfuma iyi
Yandipinza mudhiri shamwari yejere

Ukamuona musikana wamadhiri
Anoonekwa nekungwara

Uchisiyana nazvoka vanokuda mwanawe
Siyana nazvo vanochema amai
Siyana nazvo vanochema baba vako
Siyana nazvo vanochema kumusha iwe
Siyana nazvo vanochema mhuri yese

Uchisiyana nazvoka vanokuda mwanawe
Siyana nazvo vanochema amai
Siyana nazvo vanochema baba vako
Siyana nazvo vanochema kumusha iwe
Siyana nazvo vanochema mhuri yese

โฑ๏ธ Synced Lyrics

[01:16.85] Shamwari yangu warova neiko kudaro?
[01:20.61] Shamwari basa ranga randiwandira
[01:24.81]
[01:32.17] Shamwari yangu warova neiko kudaro?
[01:35.51] Shamwari basa ranga randiwandira
[01:39.31]
[01:47.26] Ukandiona mukomana wamadhiri
[01:51.28] Ndinoonekwa nembonje
[01:53.03]
[02:02.19] Ukandiona mukomana wamadhiri
[02:06.27] Ndinoonekwa nembonje
[02:12.74]
[02:16.50] Ukamuona musikana wamadhiri
[02:20.84] Anoonekwa nemavanga
[02:23.76]
[02:31.91] Ukamuona musikana wamadhiri
[02:35.91] Anoonekwa nemavanga
[02:38.73]
[02:47.38] Yangu yekuda kupfuma iyi
[02:50.50] Yandipinza mudhiri shamwari yejere
[02:54.50]
[03:02.15] Yangu yekuda kupfuma iyi
[03:05.35] Yandipinza mudhiri shamwari yejere
[03:09.17]
[03:16.85] Ukamuona musikana wamadhiri
[03:20.75] Anoonekwa nekungwara
[03:24.67]
[03:32.08] Ukamuona musikana wamadhiri
[03:35.92] Anoonekwa nekungwara
[03:38.58]
[03:46.72] Uchisiyana nazvoka vanokuda mwanawe
[03:50.63] Siyana nazvo vanochema amai
[03:54.48] Siyana nazvo vanochema baba vako
[03:58.13] Siyana nazvo vanochema kumusha iwe
[04:01.70] Siyana nazvo vanochema mhuri yese
[04:06.25]
[06:40.22] Shamwari yangu warova neiko kudaro?
[06:43.63] Shamwari basa ranga randiwandira
[06:47.61]
[06:54.98] Ukandiona mukomana wamadhiri
[06:58.87] Ndinoonekwa nembonje
[07:02.23]
[07:09.75] Ukamuona musikana wamadhiri
[07:13.39] Anoonekwa nemavanga
[07:17.30]
[07:24.23] Yangu yekuda kupfuma iyi
[07:27.97] Yandipinza mudhiri shamwari yejere
[07:31.87]
[07:38.96] Ukamuona musikana wamadhiri
[07:42.55] Anoonekwa nekungwara
[07:47.36]
[07:53.53] Uchisiyana nazvoka vanokuda mwanawe
[07:57.25] Siyana nazvo vanochema amai
[08:00.64] Siyana nazvo vanochema baba vako
[08:04.80] Siyana nazvo vanochema kumusha iwe
[08:07.96] Siyana nazvo vanochema mhuri yese
[08:10.08]
[08:19.37] Uchisiyana nazvoka vanokuda mwanawe
[08:22.81] Siyana nazvo vanochema amai
[08:26.58] Siyana nazvo vanochema baba vako
[08:30.35] Siyana nazvo vanochema kumusha iwe
[08:34.01] Siyana nazvo vanochema mhuri yese
[08:38.23]

โญ Rate These Lyrics

โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†
Average: 0.0/5 โ€ข 0 ratings