Ngirozi
๐ต 2307 characters
โฑ๏ธ 3:55 duration
๐ ID: 10917026
๐ Lyrics
Dzika, dzika ngirozi
Dzika, dzika ngirozi
Dzika, tiwanire nyasha
Moyo wekubereka zvino wandiremera
Zvinondibaya pahana pandinotarisa vana
Pfungwa dzotenderera, misodzi yoyerera
Zvinondibaya pahana pandinotarisa vana
Ndaiti zvimwe (zvimwe)
Ichadzika ngirozi
Ichadzimura ngozi (ngirozi)
Ichandiwanira nyasha
Aiwa ndatsikwa konzi
Dzika, dzika ngirozi (ngirozi)
Dzika, dzimura ngozi (ngirozi)
Dzika, ndiwanire nyasha
Aiwa ndatsikwa konzi
Ndatenderera
Oskid ndafamba mamayera
Ndateketera
Ndatsika kunyangwe panoyera
Zvenyama zvaramba
Mweya tungamira vana zvovofamba
Kanda makwati povoshanda
Vasunungure muhuranda
Hona votiza musha
Tande musango
Hanzi hakuna kusiri kufa
Kufira musango here?
Senge vasina musha
Ndaiti zvimwe
Ichadzika ngirozi (Mambo)
Ichadzimura ngozi (ngirozi Baba)
Ichandiwanira nyasha
Aiwa ndatsikwa konzi (konzi Mambo)
Dzika, dzika ngirozi (ngirozi Mambo)
Dzika, dzimura ngozi (ngirozi Mwari)
Dzika, ndiwanire nyasha
Aiwa ndatsikwa konzi
Nhamo yangu ndeyekubereka vana vandisisawone
Vangovafararira nenyika hanzi hatingazvigone
Ndakaberekera gejo saka ndasiyaneyi nemombe
Varikumhanyisana nemabasa kuda kudzinga hurombe
Ndosivaona kuhope
Vari pamushando aiwa hadzizi nyope
Kubva mangwanani vari pandima
Dzamara kudoke
Ndaiti zvimwe (zvimwe)
Ichadzika ngirozi
Ichadzimura ngozi (ngirozi)
Ichandiwanira nyasha
Aiwa ndatsikwa konzi
Dzika, dzika ngirozi
Dzika, dzimura ngozi (ngirozi)
Dzika, ndiwanire nyasha
Aiwa ndatsikwa konzi (konzi Mambo)
Dzika, dzika ngirozi Mambo
Dzika, dzika ngirozi (Baba)
Dzika, ndiwanire nyasha
Aiwa dzika ngirozi Mambo
(Dzika, dzika ngirozi) Mambo
(Dzika, dzika ngirozi) Mambo
Mwariwe-e (Dzika, ndiwanire nyasha)
Aiwa dzika ngirozi Mambo
Dzika, dzika ngirozi (Mambo)
Dzika, dzika ngirozi (Mambo)
Dzika, ndiwanire nyasha
Mwariwe-e dzika ngirozi Mambo
Dzika, dzika ngirozi Baba
Mwariwe-e dzika tiwanire nyasha
Haiwa dzika ngirozi Mambo
Dzika, dzika ngirozi (dzika)
Dzika, dzika ngirozi (ngirozi we-e)
Dzika tiwanire nyasha
Haiwa dzika ngirozi Mambo
Dzika, dzika ngirozi (ngirozi we-e)
Dzika, ndiwanire nyasha
Haiwa dzika ngirozi Mambo
Dzika, dzika ngirozi (ngirozi Mambo)
Dzika, ndiwanire nyasha (haiwa ndatsikwa konzi Mambo)
Dzika, dzika ngirozi (ngirozi Mambo)
Dzika, dzika ngirozi (ngirozi Baba)
Dzika, ndiwanire nyasha
Mwari we-e ndatsikwa konzi Mambo
Dzika, dzika ngirozi
Dzika, tiwanire nyasha
Moyo wekubereka zvino wandiremera
Zvinondibaya pahana pandinotarisa vana
Pfungwa dzotenderera, misodzi yoyerera
Zvinondibaya pahana pandinotarisa vana
Ndaiti zvimwe (zvimwe)
Ichadzika ngirozi
Ichadzimura ngozi (ngirozi)
Ichandiwanira nyasha
Aiwa ndatsikwa konzi
Dzika, dzika ngirozi (ngirozi)
Dzika, dzimura ngozi (ngirozi)
Dzika, ndiwanire nyasha
Aiwa ndatsikwa konzi
Ndatenderera
Oskid ndafamba mamayera
Ndateketera
Ndatsika kunyangwe panoyera
Zvenyama zvaramba
Mweya tungamira vana zvovofamba
Kanda makwati povoshanda
Vasunungure muhuranda
Hona votiza musha
Tande musango
Hanzi hakuna kusiri kufa
Kufira musango here?
Senge vasina musha
Ndaiti zvimwe
Ichadzika ngirozi (Mambo)
Ichadzimura ngozi (ngirozi Baba)
Ichandiwanira nyasha
Aiwa ndatsikwa konzi (konzi Mambo)
Dzika, dzika ngirozi (ngirozi Mambo)
Dzika, dzimura ngozi (ngirozi Mwari)
Dzika, ndiwanire nyasha
Aiwa ndatsikwa konzi
Nhamo yangu ndeyekubereka vana vandisisawone
Vangovafararira nenyika hanzi hatingazvigone
Ndakaberekera gejo saka ndasiyaneyi nemombe
Varikumhanyisana nemabasa kuda kudzinga hurombe
Ndosivaona kuhope
Vari pamushando aiwa hadzizi nyope
Kubva mangwanani vari pandima
Dzamara kudoke
Ndaiti zvimwe (zvimwe)
Ichadzika ngirozi
Ichadzimura ngozi (ngirozi)
Ichandiwanira nyasha
Aiwa ndatsikwa konzi
Dzika, dzika ngirozi
Dzika, dzimura ngozi (ngirozi)
Dzika, ndiwanire nyasha
Aiwa ndatsikwa konzi (konzi Mambo)
Dzika, dzika ngirozi Mambo
Dzika, dzika ngirozi (Baba)
Dzika, ndiwanire nyasha
Aiwa dzika ngirozi Mambo
(Dzika, dzika ngirozi) Mambo
(Dzika, dzika ngirozi) Mambo
Mwariwe-e (Dzika, ndiwanire nyasha)
Aiwa dzika ngirozi Mambo
Dzika, dzika ngirozi (Mambo)
Dzika, dzika ngirozi (Mambo)
Dzika, ndiwanire nyasha
Mwariwe-e dzika ngirozi Mambo
Dzika, dzika ngirozi Baba
Mwariwe-e dzika tiwanire nyasha
Haiwa dzika ngirozi Mambo
Dzika, dzika ngirozi (dzika)
Dzika, dzika ngirozi (ngirozi we-e)
Dzika tiwanire nyasha
Haiwa dzika ngirozi Mambo
Dzika, dzika ngirozi (ngirozi we-e)
Dzika, ndiwanire nyasha
Haiwa dzika ngirozi Mambo
Dzika, dzika ngirozi (ngirozi Mambo)
Dzika, ndiwanire nyasha (haiwa ndatsikwa konzi Mambo)
Dzika, dzika ngirozi (ngirozi Mambo)
Dzika, dzika ngirozi (ngirozi Baba)
Dzika, ndiwanire nyasha
Mwari we-e ndatsikwa konzi Mambo
โฑ๏ธ Synced Lyrics
[00:00.75] Dzika, dzika ngirozi
[00:03.34] Dzika, dzika ngirozi
[00:05.78] Dzika, tiwanire nyasha
[00:09.06] Moyo wekubereka zvino wandiremera
[00:14.09] Zvinondibaya pahana pandinotarisa vana
[00:19.12] Pfungwa dzotenderera, misodzi yoyerera
[00:24.08] Zvinondibaya pahana pandinotarisa vana
[00:29.03] Ndaiti zvimwe (zvimwe)
[00:30.98] Ichadzika ngirozi
[00:33.35] Ichadzimura ngozi (ngirozi)
[00:35.94] Ichandiwanira nyasha
[00:38.37] Aiwa ndatsikwa konzi
[00:40.77] Dzika, dzika ngirozi (ngirozi)
[00:43.35] Dzika, dzimura ngozi (ngirozi)
[00:45.66] Dzika, ndiwanire nyasha
[00:48.56] Aiwa ndatsikwa konzi
[00:50.85] Ndatenderera
[00:52.76] Oskid ndafamba mamayera
[00:55.82] Ndateketera
[00:57.69] Ndatsika kunyangwe panoyera
[01:01.03] Zvenyama zvaramba
[01:02.65] Mweya tungamira vana zvovofamba
[01:05.04] Kanda makwati povoshanda
[01:07.89] Vasunungure muhuranda
[01:10.53] Hona votiza musha
[01:12.43] Tande musango
[01:13.34] Hanzi hakuna kusiri kufa
[01:15.60] Kufira musango here?
[01:17.28] Senge vasina musha
[01:18.98] Ndaiti zvimwe
[01:21.03] Ichadzika ngirozi (Mambo)
[01:23.23] Ichadzimura ngozi (ngirozi Baba)
[01:25.72] Ichandiwanira nyasha
[01:28.51] Aiwa ndatsikwa konzi (konzi Mambo)
[01:30.79] Dzika, dzika ngirozi (ngirozi Mambo)
[01:33.41] Dzika, dzimura ngozi (ngirozi Mwari)
[01:35.73] Dzika, ndiwanire nyasha
[01:38.67] Aiwa ndatsikwa konzi
[01:41.25] Nhamo yangu ndeyekubereka vana vandisisawone
[01:45.72] Vangovafararira nenyika hanzi hatingazvigone
[01:50.72] Ndakaberekera gejo saka ndasiyaneyi nemombe
[01:55.98] Varikumhanyisana nemabasa kuda kudzinga hurombe
[02:00.49] Ndosivaona kuhope
[02:02.40] Vari pamushando aiwa hadzizi nyope
[02:04.83] Kubva mangwanani vari pandima
[02:07.36] Dzamara kudoke
[02:08.96] Ndaiti zvimwe (zvimwe)
[02:11.09] Ichadzika ngirozi
[02:13.52] Ichadzimura ngozi (ngirozi)
[02:15.99] Ichandiwanira nyasha
[02:18.58] Aiwa ndatsikwa konzi
[02:20.96] Dzika, dzika ngirozi
[02:23.44] Dzika, dzimura ngozi (ngirozi)
[02:25.83] Dzika, ndiwanire nyasha
[02:28.74] Aiwa ndatsikwa konzi (konzi Mambo)
[02:30.98] Dzika, dzika ngirozi Mambo
[02:33.15] Dzika, dzika ngirozi (Baba)
[02:35.69] Dzika, ndiwanire nyasha
[02:38.28] Aiwa dzika ngirozi Mambo
[02:41.14] (Dzika, dzika ngirozi) Mambo
[02:43.36] (Dzika, dzika ngirozi) Mambo
[02:45.60] Mwariwe-e (Dzika, ndiwanire nyasha)
[02:48.07] Aiwa dzika ngirozi Mambo
[02:50.98] Dzika, dzika ngirozi (Mambo)
[02:53.41] Dzika, dzika ngirozi (Mambo)
[02:55.97] Dzika, ndiwanire nyasha
[02:58.00] Mwariwe-e dzika ngirozi Mambo
[03:00.45] Dzika, dzika ngirozi Baba
[03:05.44] Mwariwe-e dzika tiwanire nyasha
[03:08.45] Haiwa dzika ngirozi Mambo
[03:10.67] Dzika, dzika ngirozi (dzika)
[03:13.37] Dzika, dzika ngirozi (ngirozi we-e)
[03:15.64] Dzika tiwanire nyasha
[03:18.07] Haiwa dzika ngirozi Mambo
[03:23.07] Dzika, dzika ngirozi (ngirozi we-e)
[03:25.78] Dzika, ndiwanire nyasha
[03:28.43] Haiwa dzika ngirozi Mambo
[03:30.63] Dzika, dzika ngirozi (ngirozi Mambo)
[03:35.68] Dzika, ndiwanire nyasha (haiwa ndatsikwa konzi Mambo)
[03:40.76] Dzika, dzika ngirozi (ngirozi Mambo)
[03:43.12] Dzika, dzika ngirozi (ngirozi Baba)
[03:45.77] Dzika, ndiwanire nyasha
[03:47.92] Mwari we-e ndatsikwa konzi Mambo
[03:51.66]
[00:03.34] Dzika, dzika ngirozi
[00:05.78] Dzika, tiwanire nyasha
[00:09.06] Moyo wekubereka zvino wandiremera
[00:14.09] Zvinondibaya pahana pandinotarisa vana
[00:19.12] Pfungwa dzotenderera, misodzi yoyerera
[00:24.08] Zvinondibaya pahana pandinotarisa vana
[00:29.03] Ndaiti zvimwe (zvimwe)
[00:30.98] Ichadzika ngirozi
[00:33.35] Ichadzimura ngozi (ngirozi)
[00:35.94] Ichandiwanira nyasha
[00:38.37] Aiwa ndatsikwa konzi
[00:40.77] Dzika, dzika ngirozi (ngirozi)
[00:43.35] Dzika, dzimura ngozi (ngirozi)
[00:45.66] Dzika, ndiwanire nyasha
[00:48.56] Aiwa ndatsikwa konzi
[00:50.85] Ndatenderera
[00:52.76] Oskid ndafamba mamayera
[00:55.82] Ndateketera
[00:57.69] Ndatsika kunyangwe panoyera
[01:01.03] Zvenyama zvaramba
[01:02.65] Mweya tungamira vana zvovofamba
[01:05.04] Kanda makwati povoshanda
[01:07.89] Vasunungure muhuranda
[01:10.53] Hona votiza musha
[01:12.43] Tande musango
[01:13.34] Hanzi hakuna kusiri kufa
[01:15.60] Kufira musango here?
[01:17.28] Senge vasina musha
[01:18.98] Ndaiti zvimwe
[01:21.03] Ichadzika ngirozi (Mambo)
[01:23.23] Ichadzimura ngozi (ngirozi Baba)
[01:25.72] Ichandiwanira nyasha
[01:28.51] Aiwa ndatsikwa konzi (konzi Mambo)
[01:30.79] Dzika, dzika ngirozi (ngirozi Mambo)
[01:33.41] Dzika, dzimura ngozi (ngirozi Mwari)
[01:35.73] Dzika, ndiwanire nyasha
[01:38.67] Aiwa ndatsikwa konzi
[01:41.25] Nhamo yangu ndeyekubereka vana vandisisawone
[01:45.72] Vangovafararira nenyika hanzi hatingazvigone
[01:50.72] Ndakaberekera gejo saka ndasiyaneyi nemombe
[01:55.98] Varikumhanyisana nemabasa kuda kudzinga hurombe
[02:00.49] Ndosivaona kuhope
[02:02.40] Vari pamushando aiwa hadzizi nyope
[02:04.83] Kubva mangwanani vari pandima
[02:07.36] Dzamara kudoke
[02:08.96] Ndaiti zvimwe (zvimwe)
[02:11.09] Ichadzika ngirozi
[02:13.52] Ichadzimura ngozi (ngirozi)
[02:15.99] Ichandiwanira nyasha
[02:18.58] Aiwa ndatsikwa konzi
[02:20.96] Dzika, dzika ngirozi
[02:23.44] Dzika, dzimura ngozi (ngirozi)
[02:25.83] Dzika, ndiwanire nyasha
[02:28.74] Aiwa ndatsikwa konzi (konzi Mambo)
[02:30.98] Dzika, dzika ngirozi Mambo
[02:33.15] Dzika, dzika ngirozi (Baba)
[02:35.69] Dzika, ndiwanire nyasha
[02:38.28] Aiwa dzika ngirozi Mambo
[02:41.14] (Dzika, dzika ngirozi) Mambo
[02:43.36] (Dzika, dzika ngirozi) Mambo
[02:45.60] Mwariwe-e (Dzika, ndiwanire nyasha)
[02:48.07] Aiwa dzika ngirozi Mambo
[02:50.98] Dzika, dzika ngirozi (Mambo)
[02:53.41] Dzika, dzika ngirozi (Mambo)
[02:55.97] Dzika, ndiwanire nyasha
[02:58.00] Mwariwe-e dzika ngirozi Mambo
[03:00.45] Dzika, dzika ngirozi Baba
[03:05.44] Mwariwe-e dzika tiwanire nyasha
[03:08.45] Haiwa dzika ngirozi Mambo
[03:10.67] Dzika, dzika ngirozi (dzika)
[03:13.37] Dzika, dzika ngirozi (ngirozi we-e)
[03:15.64] Dzika tiwanire nyasha
[03:18.07] Haiwa dzika ngirozi Mambo
[03:23.07] Dzika, dzika ngirozi (ngirozi we-e)
[03:25.78] Dzika, ndiwanire nyasha
[03:28.43] Haiwa dzika ngirozi Mambo
[03:30.63] Dzika, dzika ngirozi (ngirozi Mambo)
[03:35.68] Dzika, ndiwanire nyasha (haiwa ndatsikwa konzi Mambo)
[03:40.76] Dzika, dzika ngirozi (ngirozi Mambo)
[03:43.12] Dzika, dzika ngirozi (ngirozi Baba)
[03:45.77] Dzika, ndiwanire nyasha
[03:47.92] Mwari we-e ndatsikwa konzi Mambo
[03:51.66]