Home ๐ŸŽฌ Bollywood ๐ŸŽต Pakistani ๐ŸŽค English Pop

Kana Ndinewe

๐Ÿ‘ค Nox โ€ข ๐ŸŽผ Nox All Time Collaborations โ€ข โฑ๏ธ 4:35
๐ŸŽต 2164 characters
โฑ๏ธ 4:35 duration
๐Ÿ†” ID: 10920297

๐Ÿ“œ Lyrics

Pasi pano pezuvaka hapana kana mumwe
Angandida sezvaunoita, heyi
Unofona mangwanani, baby warara sei
Uswere bhoo, ugoswera uchindifungawo
Pa-lunch uno texter, baby wambodyeiko?
Hapana ambokunetsa here?
Ndiudze mudiwa
Manheru unouya kumba wondikangira supper
Wonditsvoda usati waenda
Wotarisa muma ziso

Woti ndiwe wandinoda, ndiwe wandinoda
Ndiwe wandinoda Nox
Usanyeperwe ka
Unoti ndiwe wandinoda
Baby ndiwe wandinoda
Ndoda kuva amai vevana, vevana vako
Kana ndinewe moyo unofara
Kana uripo ndobhururuka ini
Usaende kure handidi kukushaya pedyo neni
Ndopengereka ini

Ndichakuimbira chimbo chaTrevor Dongo
Nerunako rwako baby ndino nyemwerera
Kufanana namhami vako vane moyo unerudo
Iwewe kani ndiwe wandishandura
Ndakuenda kuchurch, ndakupfeka masutu
Ndakuimba mu-choire
Baby ndarongeka ini
Ndava kuterera baba Charamba na Sabar
Ndakugara ndine zuda

Ndinofara paunoti
Baby ndiwe wandinoda, ndiwe wandinoda
Ndiwe wandinoda Nox
Usanyeperweka
Unoti ndiwe wandinoda
Baby ndiwe wandinoda
Ndoda kuva amai vevana, vevana vako

Kana ndinewe moyo unofara
Kana uripo ndinobhururuka ini (kana ndinewe)
Usayende kure, kure (usaende kure)
Handidi kuku shaya
Pedyo neni ndopengereka ini

Ntombazana umuhle njenge mpali
Hangifuni ukuqamba amanga uyangibulala dalie
Mawundlula ngendlela besuluka bonke
Bafun' ukubona intombi ezindlula zonke
Ngiyonhlal' ngikuthanda impilo yami yonke
Everyone, this guy is falling, never ukhohlwe

The way you look, whatever you do
You do the right way
Whatever you say, you make sure it's just the right way
Kudala ngihamba ngifun' ukuthadwa
Kodwa wena waba ngesihlukileyo
Ungienza ntoni wabe
Ingabe liphupho na?
Angikholwa uba ngim'fumene
Ndiyamthanda lona

Kana ndinewe moyo unofara
Kana uripo ndobhururuka ini (kana ndinaye)
Usaende kure handidi kukushaya (ngifuna yena)
Pedyo neni ndopengereka ini (ngifuna' ukuba naye)
Kana ndinewe moyo unofara (moyo unofara)
(Kana uripo ndobhururka ini) uripo
Usayende kure handidi kukushaya (kukushaya) pedyo neni
Ndopengereka ini

Kana ndinewe iwe (kana ndinewe moyo unofara)
Kana uripo ndobhururuka ini
Usaende kure handidi kukushaya (handidi, handidi)
Pedyo neni ndopengereka ini
Gara pedyo neni, yee

โฑ๏ธ Synced Lyrics

[00:07.55] Pasi pano pezuvaka hapana kana mumwe
[00:12.50] Angandida sezvaunoita, heyi
[00:17.50] Unofona mangwanani, baby warara sei
[00:22.52] Uswere bhoo, ugoswera uchindifungawo
[00:27.43] Pa-lunch uno texter, baby wambodyeiko?
[00:32.73] Hapana ambokunetsa here?
[00:35.09] Ndiudze mudiwa
[00:37.59] Manheru unouya kumba wondikangira supper
[00:42.67] Wonditsvoda usati waenda
[00:45.15] Wotarisa muma ziso
[00:47.40] Woti ndiwe wandinoda, ndiwe wandinoda
[00:52.74] Ndiwe wandinoda Nox
[00:55.05] Usanyeperwe ka
[00:57.47] Unoti ndiwe wandinoda
[01:00.09] Baby ndiwe wandinoda
[01:02.49] Ndoda kuva amai vevana, vevana vako
[01:07.81] Kana ndinewe moyo unofara
[01:12.79] Kana uripo ndobhururuka ini
[01:17.47] Usaende kure handidi kukushaya pedyo neni
[01:24.95] Ndopengereka ini
[01:27.50] Ndichakuimbira chimbo chaTrevor Dongo
[01:32.49] Nerunako rwako baby ndino nyemwerera
[01:36.94] Kufanana namhami vako vane moyo unerudo
[01:42.71] Iwewe kani ndiwe wandishandura
[01:47.47] Ndakuenda kuchurch, ndakupfeka masutu
[01:52.60] Ndakuimba mu-choire
[01:54.57] Baby ndarongeka ini
[01:57.30] Ndava kuterera baba Charamba na Sabar
[02:02.44] Ndakugara ndine zuda
[02:04.91] Ndinofara paunoti
[02:07.52] Baby ndiwe wandinoda, ndiwe wandinoda
[02:12.90] Ndiwe wandinoda Nox
[02:15.02] Usanyeperweka
[02:17.33] Unoti ndiwe wandinoda
[02:20.01] Baby ndiwe wandinoda
[02:22.54] Ndoda kuva amai vevana, vevana vako
[02:27.86] Kana ndinewe moyo unofara
[02:32.81] Kana uripo ndinobhururuka ini (kana ndinewe)
[02:36.52] Usayende kure, kure (usaende kure)
[02:40.13] Handidi kuku shaya
[02:43.26] Pedyo neni ndopengereka ini
[02:46.83] Ntombazana umuhle njenge mpali
[02:49.07] Hangifuni ukuqamba amanga uyangibulala dalie
[02:51.81] Mawundlula ngendlela besuluka bonke
[02:54.09] Bafun' ukubona intombi ezindlula zonke
[02:56.46] Ngiyonhlal' ngikuthanda impilo yami yonke
[02:58.99] Everyone, this guy is falling, never ukhohlwe
[03:01.79] The way you look, whatever you do
[03:03.06] You do the right way
[03:04.44] Whatever you say, you make sure it's just the right way
[03:07.65] Kudala ngihamba ngifun' ukuthadwa
[03:13.14] Kodwa wena waba ngesihlukileyo
[03:17.85] Ungienza ntoni wabe
[03:20.39] Ingabe liphupho na?
[03:23.05] Angikholwa uba ngim'fumene
[03:26.62] Ndiyamthanda lona
[03:27.88] Kana ndinewe moyo unofara
[03:32.72] Kana uripo ndobhururuka ini (kana ndinaye)
[03:37.53] Usaende kure handidi kukushaya (ngifuna yena)
[03:43.34] Pedyo neni ndopengereka ini (ngifuna' ukuba naye)
[03:48.27] Kana ndinewe moyo unofara (moyo unofara)
[03:52.78] (Kana uripo ndobhururka ini) uripo
[03:56.60] Usayende kure handidi kukushaya (kukushaya) pedyo neni
[04:04.98] Ndopengereka ini
[04:06.53] Kana ndinewe iwe (kana ndinewe moyo unofara)
[04:12.72] Kana uripo ndobhururuka ini
[04:16.58] Usaende kure handidi kukushaya (handidi, handidi)
[04:23.29] Pedyo neni ndopengereka ini
[04:26.51] Gara pedyo neni, yee
[04:31.10]

โญ Rate These Lyrics

โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†
Average: 0.0/5 โ€ข 0 ratings