Home ๐ŸŽฌ Bollywood ๐ŸŽต Pakistani ๐ŸŽค English Pop

Life

๐Ÿ‘ค Bling4 โ€ข ๐ŸŽผ Life โ€ข โฑ๏ธ 2:51
๐ŸŽต 2453 characters
โฑ๏ธ 2:51 duration
๐Ÿ†” ID: 10920640

๐Ÿ“œ Lyrics

Yeah (Zero)

Umm, kubva paafirwa naMoms life yake haina kumboita the same (same)
Mu-circle makasara matatya, mu-circle makasara vane smile ye-fake (fake)
Mdhara kubva atora umwe mukadzi achida ku-try kuti akavhire gap (ya)
But mukadzi waakatora yanga iri mboko big time, yanga iri mboko big time

Now pa-den pakugara pane noise kusvika makseni (umm, umm)
Step-mother ari kubuka, "Handichengete mwana asiri wangu pa-den" (pa-den)
Mdhara hamheno zvavakadyiswa, akugara akabuda mu-lane
Haasisina care nemwana, akutongwa nemukadzi pa-den (pa-den)
Now mwana angove street-kid, nolonger feels the pain (pain)
Hama dzakaramba kucheuka, se-, sekuru vakamuvharira gate

Anga akuswera nemaGeez mu-street, odzoka pa-den na-ten (na-ten)
Imagine mwana mudiki bro, 13 years of age
"Dai amai vangu varipo", ndoo kwaingove kuchema kwake
"Dai amai vangu vari vapenyu", ndoo yaingove misodzi yake
"Dai amai vangu varipo", ndoo aingove mashoko ake
Hapana aiziva kuti Mwari ane kuronga kwake

Kubva paafirwa naMoms life yake haina kumboita the same (same)
Mu-circle makasara matatya, mu-circle makasara vane smile ye-fake (fake)
Mdhara kubva atora umwe mukadzi achida ku-try kuti akavhire gap (ya)
But mukadzi waakatora yanga iri mboko big time, yanga iri mboko big time

Kubva paafirwa naMoms life yake haina kumboita the same (same)
Mu-circle makasara matatya, mu-circle makasara vane smile ye-fake (fake)
Mdhara kubva atora umwe mukadzi achida ku-try kuti akavhire gap (ya)
But mukadzi waakatora yanga iri mboko big time, yanga iri mboko big time

She wanted to be a star (star) she had dreams (umm)
Aitodawo kuyenda kuVhaa (kuVhaa)
Paaichema pese, ainyararidzwa nembama
Step-mother vana vari Mai Azuka, vaimuuraya nenzara, vaimuuraya nenzara
Muma-streets makamupa chi-gangster
Muma-streets makamupa chi-guy chekungwavha achitenga mubhedha
MaGeez aimusimbisa achiti, "Shanda nesimba, zvinoita better" (better)

Hama dzaimuseka dzakazonyara Mwari vamu-blesser (Mwari vamu-blesser)
Mwari vakazomu-blesser
A lot of things be happening, but never give up on life, ah
Never give up on life my sister, never give up on life
Ke-, keep on hustling, kusvikira 95, ah
Kusvikira 95 my Gee, kusvikira 95

Kubva paafirwa naMoms life yake haina kumboita the same (same)
Mu-circle makasara matatya, mu-circle makasara vane smile ye-fake (fake)
Mdhara kubva atora umwe mukadzi achida ku-try kuti akavhire gap (ya)
But mukadzi waakatora yanga iri mboko big time, yanga iri mboko big time

โฑ๏ธ Synced Lyrics

[00:05.98] Yeah (Zero)
[00:11.57] Umm, kubva paafirwa naMoms life yake haina kumboita the same (same)
[00:15.82] Mu-circle makasara matatya, mu-circle makasara vane smile ye-fake (fake)
[00:19.22] Mdhara kubva atora umwe mukadzi achida ku-try kuti akavhire gap (ya)
[00:22.07] But mukadzi waakatora yanga iri mboko big time, yanga iri mboko big time
[00:26.16] Now pa-den pakugara pane noise kusvika makseni (umm, umm)
[00:28.94] Step-mother ari kubuka, "Handichengete mwana asiri wangu pa-den" (pa-den)
[00:32.06] Mdhara hamheno zvavakadyiswa, akugara akabuda mu-lane
[00:35.31] Haasisina care nemwana, akutongwa nemukadzi pa-den (pa-den)
[00:38.67] Now mwana angove street-kid, nolonger feels the pain (pain)
[00:41.88] Hama dzakaramba kucheuka, se-, sekuru vakamuvharira gate
[00:45.26] Anga akuswera nemaGeez mu-street, odzoka pa-den na-ten (na-ten)
[00:48.25] Imagine mwana mudiki bro, 13 years of age
[00:51.43] "Dai amai vangu varipo", ndoo kwaingove kuchema kwake
[00:54.94] "Dai amai vangu vari vapenyu", ndoo yaingove misodzi yake
[00:58.10] "Dai amai vangu varipo", ndoo aingove mashoko ake
[01:01.48] Hapana aiziva kuti Mwari ane kuronga kwake
[01:04.74] Kubva paafirwa naMoms life yake haina kumboita the same (same)
[01:07.69] Mu-circle makasara matatya, mu-circle makasara vane smile ye-fake (fake)
[01:11.03] Mdhara kubva atora umwe mukadzi achida ku-try kuti akavhire gap (ya)
[01:14.38] But mukadzi waakatora yanga iri mboko big time, yanga iri mboko big time
[01:17.52] Kubva paafirwa naMoms life yake haina kumboita the same (same)
[01:20.86] Mu-circle makasara matatya, mu-circle makasara vane smile ye-fake (fake)
[01:24.05] Mdhara kubva atora umwe mukadzi achida ku-try kuti akavhire gap (ya)
[01:27.16] But mukadzi waakatora yanga iri mboko big time, yanga iri mboko big time
[01:30.22] She wanted to be a star (star) she had dreams (umm)
[01:33.75] Aitodawo kuyenda kuVhaa (kuVhaa)
[01:35.73] Paaichema pese, ainyararidzwa nembama
[01:38.82] Step-mother vana vari Mai Azuka, vaimuuraya nenzara, vaimuuraya nenzara
[01:43.24] Muma-streets makamupa chi-gangster
[01:45.00] Muma-streets makamupa chi-guy chekungwavha achitenga mubhedha
[01:48.30] MaGeez aimusimbisa achiti, "Shanda nesimba, zvinoita better" (better)
[01:51.71] Hama dzaimuseka dzakazonyara Mwari vamu-blesser (Mwari vamu-blesser)
[01:55.12] Mwari vakazomu-blesser
[01:56.53] A lot of things be happening, but never give up on life, ah
[01:59.59] Never give up on life my sister, never give up on life
[02:03.18] Ke-, keep on hustling, kusvikira 95, ah
[02:06.27] Kusvikira 95 my Gee, kusvikira 95
[02:09.35] Kubva paafirwa naMoms life yake haina kumboita the same (same)
[02:12.70] Mu-circle makasara matatya, mu-circle makasara vane smile ye-fake (fake)
[02:15.83] Mdhara kubva atora umwe mukadzi achida ku-try kuti akavhire gap (ya)
[02:18.95] But mukadzi waakatora yanga iri mboko big time, yanga iri mboko big time
[02:23.66]

โญ Rate These Lyrics

โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†
Average: 0.0/5 โ€ข 0 ratings