Home ๐ŸŽฌ Bollywood ๐ŸŽต Pakistani ๐ŸŽค English Pop

Munhu wenyama

๐Ÿ‘ค Bling4 โ€ข ๐ŸŽผ Munhu wenyama โ€ข โฑ๏ธ 2:24
๐ŸŽต 1768 characters
โฑ๏ธ 2:24 duration
๐Ÿ†” ID: 11060341

๐Ÿ“œ Lyrics

Hmm (I'm on the Beat, Jay) Four

Pane pandosvikawo pane pandogumira
Pane pandoshaya plan, pane pandogumirwa
Ndine zvandovhika, ndine zvinondikurira
Asi kazhinji kacho pfungwa dzinondifurira

Ndozopedzisira ndakuita hunhu hwandisingade kuita
Ndozopedzisira ndakusvika kwandisingade kusvika (kusvika)
Ndozopedzisira ndakunwa apa ndisingade kunwa
Make sure kuti every weekend handirare kumba

Handisi perfect (yeah)
Ndiri munhu wenyama ndinomboshaya patience
Ndinomboita ma-wrong move ndozoona later kuti ndabhaiza
Ndombo-mover too fast, ndozoona later kuti ndabaiwa, yah

But handidzokorodze same mistake yandakaita
Handitarise vanhu vanozongosvika pavano-switcher (pavano-switcher)
Ende handi-revenge rough yandenge ndaitwa
Ndotaurira Mwari ndovanoziva zvavachaita, yah

Pane pandosvikawo, pane pandogumira
Pane pandoshaya plan, pane pandogumirwa
Ndine zvandovhika, ndine zvinondikurira
Asi kazhinji kacho pfungwa ndodzinondifurira

Ndozopedzisira ndakuita hunhu hwandisingade kuita
Ndozopedzisira ndakusvika kwandisingade kusvika
Ndozopedzisira ndakunwa, apa ndisingade kunwa
Make sure kuti every weekend handirare kumba

Ndingori ghetto youth rikutsvagawo pekubuda napo (puu, puu)
Chandonamatira ndechekuti Mwari vandivhenekere
Ndisarasike ndizive nzira yekufamba nayo
Pandopinda muma-streets ndichingwavha madhiri ndichi-plus
Ndizowana chekubuda nacho
Ndasangana nezvakawanda, munhu ano-switcher paanenge ada

Handisisina wando-truster (wandothemba naye) yah
Handisisina wando-truster (wandothemba naye) yah

Pane pandosvikawo pane pandogumira
Pane pandoshaya plan
Ndine zvandovhika ndine zvinondikurira
Asi kazhinji kacho pfungwa ndodzinondifurira

Ndozopedzisira ndakusvika kwandisingade kusvika
Make sure kuti every weekend handirare kumba

No Li-, No Li-, Limits

โฑ๏ธ Synced Lyrics

[00:17.40] Hmm (I'm on the Beat, Jay) Four
[00:19.85] Pane pandosvikawo pane pandogumira
[00:22.24] Pane pandoshaya plan, pane pandogumirwa
[00:24.65] Ndine zvandovhika, ndine zvinondikurira
[00:27.57] Asi kazhinji kacho pfungwa dzinondifurira
[00:29.47] Ndozopedzisira ndakuita hunhu hwandisingade kuita
[00:31.94] Ndozopedzisira ndakusvika kwandisingade kusvika (kusvika)
[00:34.37] Ndozopedzisira ndakunwa apa ndisingade kunwa
[00:37.07] Make sure kuti every weekend handirare kumba
[00:39.38] Handisi perfect (yeah)
[00:40.64] Ndiri munhu wenyama ndinomboshaya patience
[00:43.23] Ndinomboita ma-wrong move ndozoona later kuti ndabhaiza
[00:45.78] Ndombo-mover too fast, ndozoona later kuti ndabaiwa, yah
[00:49.56] But handidzokorodze same mistake yandakaita
[00:51.82] Handitarise vanhu vanozongosvika pavano-switcher (pavano-switcher)
[00:54.47] Ende handi-revenge rough yandenge ndaitwa
[00:56.82] Ndotaurira Mwari ndovanoziva zvavachaita, yah
[01:00.26] Pane pandosvikawo, pane pandogumira
[01:02.60] Pane pandoshaya plan, pane pandogumirwa
[01:05.07] Ndine zvandovhika, ndine zvinondikurira
[01:07.63] Asi kazhinji kacho pfungwa ndodzinondifurira
[01:09.86] Ndozopedzisira ndakuita hunhu hwandisingade kuita
[01:12.16] Ndozopedzisira ndakusvika kwandisingade kusvika
[01:14.81] Ndozopedzisira ndakunwa, apa ndisingade kunwa
[01:17.49] Make sure kuti every weekend handirare kumba
[01:19.63] Ndingori ghetto youth rikutsvagawo pekubuda napo (puu, puu)
[01:22.72] Chandonamatira ndechekuti Mwari vandivhenekere
[01:24.87] Ndisarasike ndizive nzira yekufamba nayo
[01:27.42] Pandopinda muma-streets ndichingwavha madhiri ndichi-plus
[01:30.63] Ndizowana chekubuda nacho
[01:32.54] Ndasangana nezvakawanda, munhu ano-switcher paanenge ada
[01:35.13] Handisisina wando-truster (wandothemba naye) yah
[01:37.89] Handisisina wando-truster (wandothemba naye) yah
[01:40.49] Pane pandosvikawo pane pandogumira
[01:43.19] Pane pandoshaya plan
[01:45.56] Ndine zvandovhika ndine zvinondikurira
[01:48.16] Asi kazhinji kacho pfungwa ndodzinondifurira
[01:52.93] Ndozopedzisira ndakusvika kwandisingade kusvika
[01:57.94] Make sure kuti every weekend handirare kumba
[02:01.03]
[02:08.74] No Li-, No Li-, Limits
[02:13.62]

โญ Rate These Lyrics

โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†
Average: 0.0/5 โ€ข 0 ratings