Home ๐ŸŽฌ Bollywood ๐ŸŽต Pakistani ๐ŸŽค English Pop

Mirror

๐Ÿ‘ค Winky D โ€ข ๐ŸŽผ Gafa Life Kickstape โ€ข โฑ๏ธ 3:20
๐ŸŽต 2181 characters
โฑ๏ธ 3:20 duration
๐Ÿ†” ID: 11060655

๐Ÿ“œ Lyrics

Ga-ga-Gafa kusvika ndafa
(KeNako Muzik)
Alright now

Ndakatadza zvizhinji mulife
Nekuda kungotarisa nhingi nanhingi
Ndapotsa mikana Oskid
Nekuda kungokanda ziso rangu pananhingi
But nhasi ndane confidence
Handichararama life mupast tense
Kwese kwandafamba vondipa macompliments
Gafa iGafa

One munhu wandobelieva ndeuyo abuda pamirror
Nzira anondiratidza, handimuzive ndinenge chinamira
Ndiro Gafa (Gafa)
Haiwa rine nyasha (nyasha)
Ndiro Gafa (Gafa)
Ndinoriombera senge mukwasha (mkwasha)

Ukangofunga hauna chaunogona
Ndiyo nhanho yekutanga murwendo rwekuzviparadza
Ndikaona zvarema, ndinomira pamirror ndobva ndati; "Ichi hakuna kana anochiparadza"
Ndiho hushingi hunodiwa mukurarama
Haikona kumirira kusimbiswa nehama
Ibva waziva hope hadzina ndima, tikanotsvaga towana

One munhu wandobelieva ndeuyo abuda pamirror
Nzira anondiratidza, handimuzive ndinenge chinamira
Ndiro Gafa (Gafa)
Haiwa rine nyasha (nyasha)
Ndiro Gafa (Gafa)
Ndinoriombera senge mukwasha (mkwasha)

Ndakazvarwa ndiri original
Hapana pandichazofa ndava chiphotocopy
Ndinopenya fanike jewellery
Une mapenyero ako, handingambomacope
Semunhu ziva pane simba rako
Kanda ziso rako pabuda musuva wako
Ukada kutarisa muplate memumwe
Ndopakuzovenga abiya ako

One munhu wandobelieva ndeuyo abuda pamirror
Nzira anondiratidza, handimuzive ndinenge chinamira
Ndiro Gafa (Gafa)
Haiwa rine nyasha (nyasha)
Ndiro Gafa (Gafa)
Ndinoriombera senge mukwasha (mkwasha)

Ukangofunga hauna chaunogona
Ndiyo nhanho yekutanga murwendo rwekuzviparadza
Ndikaona zvarema, ndinomira pamirror ndobva ndati; "Ichi hakuna kana anochiparadza"
Ndiho hushingi hunodiwa mukurarama
Haikona kumirira kusimbiswa nehama
Ibva waziva hope hadzina ndima, tikanotsvaga towana

One munhu wandobelieva ndeuyo abuda pamirror
Nzira anondiratidza, handimuzive ndinenge chinamira
Ndiro Gafa (Gafa)
Haiwa rine nyasha (nyasha)
Ndiro Gafa (Gafa)
Ndinoriombera senge mukwasha (mkwasha)
One munhu wandobelieva ndeuyo abuda pamirror
Nzira anondiratidza, handimuzive ndinenge chinamira
Ndiro Gafa (Gafa)
Haiwa rine nyasha (nyasha)
Ndiro Gafa (Gafa)
Ndinoriombera senge mukwasha (mkwasha)

Buda pamirror
Ndinenge chinamira
Gafa
Nyasha
Gafa
Mkwasha
(KeNako Muzik)

โญ Rate These Lyrics

โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†
Average: 0.0/5 โ€ข 0 ratings