Home ๐ŸŽฌ Bollywood ๐ŸŽต Pakistani ๐ŸŽค English Pop

9ine

๐Ÿ‘ค Qounfuzed โ€ข ๐ŸŽผ 9ine โ€ข โฑ๏ธ 3:54
๐ŸŽต 1478 characters
โฑ๏ธ 3:54 duration
๐Ÿ†” ID: 11062935

๐Ÿ“œ Lyrics

Let go, 9ine, Di Don (aiwa kana I don't wanna let go) KSG

Kamutambiro kauri kuita
Song payatanga kurira, kamufariro kacho kawaita
Kuita kunge urikutyoka chiuono (kutyoka, tyoka)
Ndianiko akukoka kuno

Haaa
Slow whine
Munda uyu ndodawo kuwukohwa ini
Chiuno kuita sechiriku-drawer 9ine
Hameno hako, mhamha vakakuona uri urikurohwa

Chiuno chake kunge propeller
Vasingagone huyai muzokopera
Ndokumbirawo kukochekera
Besu rako richiwombera

Ndine skiri randiri kuda kuyedza
Wakandigarira uchitenderedza
Ndakakubata chete handimbokuregedza
Kugwedebedza kudzamara kunze kwayedza
(Kugwedebedza kudzamara kunze kwayedza)

Kamutambiro kauri kuita
Song payatanga kurira kamufariro kacho kawaita
Kuita kunge urikutyoka chiuno (kutyoka, tyoka)
Ndianiko akukoka kuno?

Haaa, slow whine
Munda uyu ndodawo kuhukohwa ini
Chiuno kuita sechiriku-drawer 9ine
Hameno hako mhamha vakakuona urikurohwa
Haa

Hoo
Wakatakura zvinhu zvevanhu four
Aiwa kana, I don't wanna let go
Ndi-ndi, ndiwe uri kurira zvasvika kana next door
Une mhere
Saka babe kahunhu akaka kakabvepi?
(Ungazviite here munana Daddy)
Chivakashure chinozadza saga bag
Mukaka babe, wakakabepi?

Kamutambiro kauri kuita
Song payatanga kurira kamufariro kacho kawaita
Kuita kunge urikutyoka chiuno
Ndianiko akukoka kuno?

Haaa
Slow whine
Munda uyu ndodawo kuwukohwa ini
Chiuno kuita sechiriku-drawer 9ine
Hameno hako mhamha vakakuona urikurohwa
Slow whine (kamutambiro) slow whine
Chiuno kuita sechiri kudrawer (tyoka, tyoka)
Slow whine

โฑ๏ธ Synced Lyrics

[00:00.89] Let go, 9ine, Di Don (aiwa kana I don't wanna let go) KSG
[00:11.48] Kamutambiro kauri kuita
[00:15.77] Song payatanga kurira, kamufariro kacho kawaita
[00:21.25] Kuita kunge urikutyoka chiuono (kutyoka, tyoka)
[00:27.30] Ndianiko akukoka kuno
[00:33.43] Haaa
[00:34.84] Slow whine
[00:38.96] Munda uyu ndodawo kuwukohwa ini
[00:44.69] Chiuno kuita sechiriku-drawer 9ine
[00:49.88] Hameno hako, mhamha vakakuona uri urikurohwa
[00:55.80] Chiuno chake kunge propeller
[00:58.49] Vasingagone huyai muzokopera
[01:01.66] Ndokumbirawo kukochekera
[01:04.64] Besu rako richiwombera
[01:07.10] Ndine skiri randiri kuda kuyedza
[01:10.09] Wakandigarira uchitenderedza
[01:12.93] Ndakakubata chete handimbokuregedza
[01:15.80] Kugwedebedza kudzamara kunze kwayedza
[01:18.76] (Kugwedebedza kudzamara kunze kwayedza)
[01:20.79] Kamutambiro kauri kuita
[01:25.27] Song payatanga kurira kamufariro kacho kawaita
[01:30.99] Kuita kunge urikutyoka chiuno (kutyoka, tyoka)
[01:36.84] Ndianiko akukoka kuno?
[01:42.30] Haaa, slow whine
[01:48.31] Munda uyu ndodawo kuhukohwa ini
[01:54.19] Chiuno kuita sechiriku-drawer 9ine
[01:59.21] Hameno hako mhamha vakakuona urikurohwa
[02:05.72] Haa
[02:08.61] Hoo
[02:11.63] Wakatakura zvinhu zvevanhu four
[02:17.25] Aiwa kana, I don't wanna let go
[02:22.60] Ndi-ndi, ndiwe uri kurira zvasvika kana next door
[02:27.82] Une mhere
[02:29.52] Saka babe kahunhu akaka kakabvepi?
[02:34.16] (Ungazviite here munana Daddy)
[02:36.62] Chivakashure chinozadza saga bag
[02:39.56] Mukaka babe, wakakabepi?
[02:42.00] Kamutambiro kauri kuita
[02:46.29] Song payatanga kurira kamufariro kacho kawaita
[02:52.15] Kuita kunge urikutyoka chiuno
[02:57.68] Ndianiko akukoka kuno?
[03:03.39] Haaa
[03:05.05] Slow whine
[03:09.34] Munda uyu ndodawo kuwukohwa ini
[03:14.84] Chiuno kuita sechiriku-drawer 9ine
[03:20.14] Hameno hako mhamha vakakuona urikurohwa
[03:27.94] Slow whine (kamutambiro) slow whine
[03:38.28] Chiuno kuita sechiri kudrawer (tyoka, tyoka)
[03:45.44] Slow whine
[03:49.91]

โญ Rate These Lyrics

โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†
Average: 0.0/5 โ€ข 0 ratings