Home ๐ŸŽฌ Bollywood ๐ŸŽต Pakistani ๐ŸŽค English Pop

Wabarira Vamwe

๐Ÿ‘ค Oliver Mtukudzi โ€ข ๐ŸŽผ Rudaviro โ€ข โฑ๏ธ 6:08
๐ŸŽต 1602 characters
โฑ๏ธ 6:08 duration
๐Ÿ†” ID: 11109378

๐Ÿ“œ Lyrics

Hona kubara mwana kubarira vamwe

Haiwa kubara mwana kubarira vamwe mufunge

Hona wabara mwana wabarira vamwe, hiye
(Kubara mwana wabarira vamwe)
Hona kubara mwana kubarira vamwe
(Kubara mwana wabarira vamwe)

Hona wabara mwana wabarira vamwe
(Kubara mwana wabarira vamwe)
Inga kubara mwana kubarira vamwe ndeha
(Kubara mwana wabarira vamwe)

Hona wabara mwana wabarira vamwe, mufunge
(Kubara mwana wabarira vamwe)
Aiwa wabara mwana wabarira vamwe hiye
(Kubara mwana wabarira vamwe)

Anokuteerera, inga mwana wemumwe
Wepasa mazano, wevamwe tore shandisei
Wako wekubereka, iye tambi sendeke
(Kubara mwana wabarira vamwe) tore sendeke

Hona unekupasa gudza, mwana wemumwe
(Kubara mwana wabarira vamwe)
Hona anekupembedza, mwana wemumwe
(Kubara mwana wabarira vamwe)

Anekukudza pasi pano, mwana wemumwe
(Kubara mwana wabarira vamwe)
Kana anekubikira, mwana wemumwe
(Kubara mwana wabarira vamwe)

Anekuteerera mwana wemumwe
Wepasa mazano, wevamwe tore shandisei
Wako wekubereka, iye tambi sendeke

Anekuteerera mwana wemumwe
Wepasa mazano, wevamwe tore shandisei
Wako wekubereka, iye tambi sendeke
Mwana wemumwe
Tore shandise

Tambi sendeke
(Kubara mwana wabarira vamwe)
Tore shandise, tambi sendeke
(Kubara mwana wabarira vamwe)

Anokuteerera mwana wemumwe
(Kubara mwana wabarira vamwe)
Anekupasa gudza, mwana wemumwe
(Kubara mwana wabarira vamwe)

Wako wekubereka, iye tambi sendeke
(Kubara mwana wabarira vamwe)
Tore shandise
(Kubara mwana wabarira vamwe)

Mwana wemumwe
Tambi sendeke
(Kubara mwana wabarira vamwe)
Mwana wemumwe

Tore shandise
(Kubara mwana wabarira vamwe)
Mwana wemumwe
Tambi sendekei

โฑ๏ธ Synced Lyrics

[00:27.92] Hona kubara mwana kubarira vamwe
[00:31.24]
[00:37.24] Haiwa kubara mwana kubarira vamwe mufunge
[00:41.18]
[00:46.56] Hona wabara mwana wabarira vamwe, hiye
[00:51.27] (Kubara mwana wabarira vamwe)
[00:55.79] Hona kubara mwana kubarira vamwe
[01:00.58] (Kubara mwana wabarira vamwe)
[01:03.84]
[01:23.52] Hona wabara mwana wabarira vamwe
[01:28.22] (Kubara mwana wabarira vamwe)
[01:32.78] Inga kubara mwana kubarira vamwe ndeha
[01:37.58] (Kubara mwana wabarira vamwe)
[01:42.10] Hona wabara mwana wabarira vamwe, mufunge
[01:46.50] (Kubara mwana wabarira vamwe)
[01:51.26] Aiwa wabara mwana wabarira vamwe hiye
[01:56.03] (Kubara mwana wabarira vamwe)
[02:00.56] Anokuteerera, inga mwana wemumwe
[02:05.12] Wepasa mazano, wevamwe tore shandisei
[02:09.75] Wako wekubereka, iye tambi sendeke
[02:14.65] (Kubara mwana wabarira vamwe) tore sendeke
[02:18.90]
[02:42.19] Hona unekupasa gudza, mwana wemumwe
[02:47.07] (Kubara mwana wabarira vamwe)
[02:51.56] Hona anekupembedza, mwana wemumwe
[02:56.57] (Kubara mwana wabarira vamwe)
[03:00.96] Anekukudza pasi pano, mwana wemumwe
[03:05.62] (Kubara mwana wabarira vamwe)
[03:10.21] Kana anekubikira, mwana wemumwe
[03:15.15] (Kubara mwana wabarira vamwe)
[03:19.24] Anekuteerera mwana wemumwe
[03:24.08] Wepasa mazano, wevamwe tore shandisei
[03:28.75] Wako wekubereka, iye tambi sendeke
[03:33.17]
[04:20.39] Anekuteerera mwana wemumwe
[04:24.32] Wepasa mazano, wevamwe tore shandisei
[04:29.18] Wako wekubereka, iye tambi sendeke
[04:36.33] Mwana wemumwe
[04:40.98] Tore shandise
[04:45.65] Tambi sendeke
[04:48.13] (Kubara mwana wabarira vamwe)
[04:52.87] Tore shandise, tambi sendeke
[04:57.17] (Kubara mwana wabarira vamwe)
[05:01.65] Anokuteerera mwana wemumwe
[05:06.46] (Kubara mwana wabarira vamwe)
[05:10.86] Anekupasa gudza, mwana wemumwe
[05:15.36] (Kubara mwana wabarira vamwe)
[05:20.26] Wako wekubereka, iye tambi sendeke
[05:25.22] (Kubara mwana wabarira vamwe)
[05:32.29] Tore shandise
[05:34.23] (Kubara mwana wabarira vamwe)
[05:36.75] Mwana wemumwe
[05:41.44] Tambi sendeke
[05:43.48] (Kubara mwana wabarira vamwe)
[05:46.13] Mwana wemumwe
[05:50.52] Tore shandise
[05:52.84] (Kubara mwana wabarira vamwe)
[05:55.30] Mwana wemumwe
[05:59.98] Tambi sendekei
[06:02.47]

โญ Rate These Lyrics

โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†
Average: 0.0/5 โ€ข 0 ratings