Home ๐ŸŽฌ Bollywood ๐ŸŽต Pakistani ๐ŸŽค English Pop

Rangu Jana

๐Ÿ‘ค Oliver Mtukudzi โ€ข ๐ŸŽผ Rudaviro โ€ข โฑ๏ธ 5:12
๐ŸŽต 1417 characters
โฑ๏ธ 5:12 duration
๐Ÿ†” ID: 11109388

๐Ÿ“œ Lyrics

Ndinotenda ndeha

Ndinotenda baba vangu kani, hwa, hwa

Ndinotenda baba (ndinotenda baba)
Ndinotenda mhai (ndinotenda mhai)

Ndinotenda ndakura (ndinotenda baba)
Ndinotenda makandibereka (ndinotenda mhai) hwa, hwa

Ndinotenda ndakura (ndinotenda baba)
Ndinotenda makandirera (ndinotenda mhai)
Ndinotenda ndeha

Ndinotenda ndakura (ndinotenda baba)
Ndinotenda makandirera (ndinotenda mhai) hwa, hwa
Ndinotenda we

Nhasi rava jana rangu, rekuriritira vabereki
Vane rudo runoshamisa (shamisa)
Hezvo rava jana rangu iri, rekukudza vabereki ava
Vane rudo runoshamisa (shamisa)

Nhasi rava jana rangu, rekukudza vabereki ava
Vane rudo runoshamisa (shamisa)
Nhasi rava jana rangu iri, rekukudza vabereki
Vane rudo runoshamisa (shamisa)

Umm babawe
Ndinotenda baba (ndinotenda baba, ndinotenda mhai)
Ndinotenda mhai, ndinotendawo

Ndinotenda ndakura (ndinotenda baba)
Ndinotenda makandibereka (ndinotenda mhai) hwa, hwa
Ndinotenda ndeha

Ndinotenda ndakura (ndinotenda baba)
Ndinotenda makandirera (ndinotenda mhai)
Ndinotenda we

Nhasi rava jana rangu iri, rekukudza vabereki
Vane rudo runoshamisa (shamisa)
Nhasi rava jana rangu, rekuriritira vabereki
Vane rudo runoshamisa (shamisa)

Hezvo rava jana rangu, rekukudza vabereki ava
Vane rudo runoshamisa (shamisa)

Nhasi rava jana rangu, rekukudza vabereki ava
Vane rudo runoshamisa (shamisa)

Hezvo rava jana rangu iri, rekuriritira vabereki
Vane rudo runoshamisa (shamisa)

โฑ๏ธ Synced Lyrics

[00:30.41] Ndinotenda ndeha
[00:34.24]
[00:40.56] Ndinotenda baba vangu kani, hwa, hwa
[00:47.44]
[01:10.28] Ndinotenda baba (ndinotenda baba)
[01:12.96] Ndinotenda mhai (ndinotenda mhai)
[01:20.25] Ndinotenda ndakura (ndinotenda baba)
[01:22.93] Ndinotenda makandibereka (ndinotenda mhai) hwa, hwa
[01:30.24] Ndinotenda ndakura (ndinotenda baba)
[01:32.90] Ndinotenda makandirera (ndinotenda mhai)
[01:38.08] Ndinotenda ndeha
[01:40.34] Ndinotenda ndakura (ndinotenda baba)
[01:43.09] Ndinotenda makandirera (ndinotenda mhai) hwa, hwa
[01:47.93] Ndinotenda we
[01:51.30]
[02:20.08] Nhasi rava jana rangu, rekuriritira vabereki
[02:25.01] Vane rudo runoshamisa (shamisa)
[02:30.16] Hezvo rava jana rangu iri, rekukudza vabereki ava
[02:35.15] Vane rudo runoshamisa (shamisa)
[02:39.97] Nhasi rava jana rangu, rekukudza vabereki ava
[02:45.12] Vane rudo runoshamisa (shamisa)
[02:49.85] Nhasi rava jana rangu iri, rekukudza vabereki
[02:54.73] Vane rudo runoshamisa (shamisa)
[03:00.15]
[03:23.32] Umm babawe
[03:29.44] Ndinotenda baba (ndinotenda baba, ndinotenda mhai)
[03:34.50] Ndinotenda mhai, ndinotendawo
[03:39.30] Ndinotenda ndakura (ndinotenda baba)
[03:41.81] Ndinotenda makandibereka (ndinotenda mhai) hwa, hwa
[03:46.82] Ndinotenda ndeha
[03:49.33] Ndinotenda ndakura (ndinotenda baba)
[03:51.99] Ndinotenda makandirera (ndinotenda mhai)
[03:56.88] Ndinotenda we
[03:59.47] Nhasi rava jana rangu iri, rekukudza vabereki
[04:04.35] Vane rudo runoshamisa (shamisa)
[04:09.20] Nhasi rava jana rangu, rekuriritira vabereki
[04:13.93] Vane rudo runoshamisa (shamisa)
[04:18.84] Hezvo rava jana rangu, rekukudza vabereki ava
[04:23.67] Vane rudo runoshamisa (shamisa)
[04:28.29]
[04:48.30] Nhasi rava jana rangu, rekukudza vabereki ava
[04:53.18] Vane rudo runoshamisa (shamisa)
[04:57.90] Hezvo rava jana rangu iri, rekuriritira vabereki
[05:03.19] Vane rudo runoshamisa (shamisa)
[05:09.66]

โญ Rate These Lyrics

โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†
Average: 0.0/5 โ€ข 0 ratings