Home ๐ŸŽฌ Bollywood ๐ŸŽต Pakistani ๐ŸŽค English Pop

Chikara

๐Ÿ‘ค Oliver Mtukudzi โ€ข ๐ŸŽผ Tsimba Itsoka โ€ข โฑ๏ธ 5:34
๐ŸŽต 1787 characters
โฑ๏ธ 5:34 duration
๐Ÿ†” ID: 11109638

๐Ÿ“œ Lyrics

Zviuya zviri mberi
Zviuya zviri mberi
Zviuya zviri mberi

Zviuya zviri mberi
Unotosiya tsimba, kusiya tsimba iri
Tsimba kuenda mberi
Waenda mberi, mberi watungamira
(Kutungamira) kutungamira husiya tsimba

Zviuya zviri mberi
Zviuya zviri mberi (umm)
Zviuya zviri mberi
Apa chikara

Zviuya zviri mberi (umm)
Zviuya zviri mberi (zviri mberi)
Zviuya zviri mberi
Apa chikara

Kuteedza tsimba, tsimba hunge wariziva
(Kuriziva tsimba) kuti itsimba reyi
Tsimba reyi, rinechimiro chakadai?
Rikadai tsimba, apa chikara

Zviuya zviri mberi (zviuya zviri mberi)
Zviuya zviri mberi (umm, zviuya zviri mberi)
Zviuya zviri mberi
Apa chikara

Zviuya zviri mberi (haa, zviuya zviri mberi ho)
Zviuya zviri mberi (hee, zviuya zviri mberi)
Zviuya zviri mberi
Apa chikara

Chakanakira tsimba harinyebi (harinyebi)
Rinokuudza zvazviri, zvazviri kuti chikara ichi (harinyebi)
Kwachananga hakuna zviuya

Zviuya zviri mberi (zviuya zviri mberi)
Zviuya zviri mberi (zviuya zviri mberi)
Zviuya zviri mberi (honde mambo)
Apa chikara

Zviuya zviri mberi (zviuya zviri mberi)
Zviuya zviri mberi (aah, zviuya zviri mberi)
Zviuya zviri mberi (honde mambo)
Apa chikara

Chakanakira tsimba harinyebi (harinyebi)
Rinokuudza zvazviri, zvazviri kuti chikara ichi (harinyebi)
Kwachananga hakuna zviuya

Zviuya zviri mberi (zviuya zviri mberi)
Zviuya zviri mberi (zviuya zviri mberi)
Zviuya zviri mberi (honde mambo)
Apa chikara

Zviuya zviri mberi (aah, zviuya zviri mberi)
Zviuya zviri mberi (zviuya zviri mberi)
Zviuya zviri mberi (hinde mambo)
Apa chikara

Zviuya zviri mberi (zviuya zviri mberi)
Zviuya zviri mberi (hee, zviuya zviri mberi)
Zviuya zviri mberi (hinde mambo)
Apa chikara

Zviuya zviri mberi (ah, zviuya zviri mberi)
Zviuya zviri mberi (haa, zviuya zviri mberi)
Zviuya zviri mberi (honde mambo)
Apa chikara

โฑ๏ธ Synced Lyrics

[00:19.68] Zviuya zviri mberi
[00:24.16] Zviuya zviri mberi
[00:28.09] Zviuya zviri mberi
[00:34.07] Zviuya zviri mberi
[00:36.05] Unotosiya tsimba, kusiya tsimba iri
[00:40.08] Tsimba kuenda mberi
[00:41.94] Waenda mberi, mberi watungamira
[00:45.92] (Kutungamira) kutungamira husiya tsimba
[00:51.62] Zviuya zviri mberi
[00:55.98] Zviuya zviri mberi (umm)
[00:59.97] Zviuya zviri mberi
[01:03.94] Apa chikara
[01:07.96] Zviuya zviri mberi (umm)
[01:11.86] Zviuya zviri mberi (zviri mberi)
[01:16.04] Zviuya zviri mberi
[01:20.00] Apa chikara
[01:23.00]
[01:46.16] Kuteedza tsimba, tsimba hunge wariziva
[01:49.91] (Kuriziva tsimba) kuti itsimba reyi
[01:53.77] Tsimba reyi, rinechimiro chakadai?
[01:58.03] Rikadai tsimba, apa chikara
[02:03.98] Zviuya zviri mberi (zviuya zviri mberi)
[02:07.91] Zviuya zviri mberi (umm, zviuya zviri mberi)
[02:11.94] Zviuya zviri mberi
[02:15.72] Apa chikara
[02:20.12] Zviuya zviri mberi (haa, zviuya zviri mberi ho)
[02:24.06] Zviuya zviri mberi (hee, zviuya zviri mberi)
[02:27.86] Zviuya zviri mberi
[02:31.66] Apa chikara
[02:34.37]
[02:49.81] Chakanakira tsimba harinyebi (harinyebi)
[02:55.87] Rinokuudza zvazviri, zvazviri kuti chikara ichi (harinyebi)
[03:03.92] Kwachananga hakuna zviuya
[03:08.09] Zviuya zviri mberi (zviuya zviri mberi)
[03:11.83] Zviuya zviri mberi (zviuya zviri mberi)
[03:15.72] Zviuya zviri mberi (honde mambo)
[03:19.77] Apa chikara
[03:23.89] Zviuya zviri mberi (zviuya zviri mberi)
[03:27.80] Zviuya zviri mberi (aah, zviuya zviri mberi)
[03:31.81] Zviuya zviri mberi (honde mambo)
[03:36.02] Apa chikara
[03:38.46]
[04:10.12] Chakanakira tsimba harinyebi (harinyebi)
[04:16.21] Rinokuudza zvazviri, zvazviri kuti chikara ichi (harinyebi)
[04:24.09] Kwachananga hakuna zviuya
[04:27.87] Zviuya zviri mberi (zviuya zviri mberi)
[04:32.26] Zviuya zviri mberi (zviuya zviri mberi)
[04:36.05] Zviuya zviri mberi (honde mambo)
[04:39.92] Apa chikara
[04:43.97] Zviuya zviri mberi (aah, zviuya zviri mberi)
[04:48.01] Zviuya zviri mberi (zviuya zviri mberi)
[04:51.82] Zviuya zviri mberi (hinde mambo)
[04:55.75] Apa chikara
[04:59.84] Zviuya zviri mberi (zviuya zviri mberi)
[05:03.92] Zviuya zviri mberi (hee, zviuya zviri mberi)
[05:07.65] Zviuya zviri mberi (hinde mambo)
[05:11.88] Apa chikara
[05:15.83] Zviuya zviri mberi (ah, zviuya zviri mberi)
[05:20.16] Zviuya zviri mberi (haa, zviuya zviri mberi)
[05:23.96] Zviuya zviri mberi (honde mambo)
[05:27.89] Apa chikara
[05:30.52]

โญ Rate These Lyrics

โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†
Average: 0.0/5 โ€ข 0 ratings