Muchatuta
๐ต 1254 characters
โฑ๏ธ 6:27 duration
๐ ID: 11109809
๐ Lyrics
Iwe Muchatuta
Iwe Muchatuta ka
Iwe Muchatuta wokwaKatsande, mwanakomana waZviripayi
Nhai Muchatuta wokwaKatsande, mwanakomana waZviripayi?
Pakuzoti changu ndechangu, chako ndechedu
Kuzoti wangu ndewangu, wako ndewedu, wedzinza here?
Hona waramba mwana uya waramba, waramba kugarwa nhaka
Aiwa waramba mwana wangu waramba, waramba kugarwa nhaka, hanzi
(Don't follow me, I have a life to live)
(Don't follow me mwaramu, I have a life to live)

Hoo, unoda kugara nhaka, kuchiva pakapfumbira, kuita mucheka dzafa
Unoda kugara nhaka, kuchiva pakapfumbira, kuita mucheka dzafa
(Ini nemurume takashanda nesimba kuitira ramangwana)

(Pfuma yomochiva, takashanda nesimba kuitira ramangwana)

Waramba mwana wangu waramba, waramba kugarwa nhaka

Hunzi wangu ndewangu, wako ndewedu, haa
Inga waramba mwana wangu waramba, waramba kugarwa nhaka

โฑ๏ธ Synced Lyrics
[00:41.18] Iwe Muchatuta
[00:45.44]
[00:55.20] Iwe Muchatuta ka
[01:00.10]
[01:29.29] Iwe Muchatuta wokwaKatsande, mwanakomana waZviripayi
[01:42.86] Nhai Muchatuta wokwaKatsande, mwanakomana waZviripayi?
[01:49.70]
[02:03.44] Pakuzoti changu ndechangu, chako ndechedu
[02:17.49] Kuzoti wangu ndewangu, wako ndewedu, wedzinza here?
[02:24.54]
[02:37.79] Hona waramba mwana uya waramba, waramba kugarwa nhaka
[02:51.43] Aiwa waramba mwana wangu waramba, waramba kugarwa nhaka, hanzi
[02:58.00] (Don't follow me, I have a life to live)
[03:04.56] (Don't follow me mwaramu, I have a life to live)
[03:11.79] (Don't follow me, I have a life to live)
[03:18.77] (Don't follow me mwaramu, I have a life to live)
[03:24.66]
[03:51.49] Hoo, unoda kugara nhaka, kuchiva pakapfumbira, kuita mucheka dzafa
[03:59.34] Unoda kugara nhaka, kuchiva pakapfumbira, kuita mucheka dzafa
[04:06.10] (Ini nemurume takashanda nesimba kuitira ramangwana)
[04:12.91] (Ini nemurume takashanda nesimba kuitira ramangwana)
[04:19.79] (Pfuma yomochiva, takashanda nesimba kuitira ramangwana)
[04:26.71] (Pfuma yomochiva, takashanda nesimba kuitira ramangwana)
[04:33.03]
[04:41.23] Waramba mwana wangu waramba, waramba kugarwa nhaka
[04:47.90] (Don't follow me, I have a life to live)
[04:54.53] (Don't follow me mwaramu, I have a life to live)
[05:01.35] (Don't follow me, I have a life to live)
[05:08.31] (Don't follow me mwaramu, I have a life to live)
[05:14.05]
[05:43.02] Pakuzoti changu ndechangu, chako ndechedu
[05:56.72] Hunzi wangu ndewangu, wako ndewedu, haa
[06:10.35] Inga waramba mwana wangu waramba, waramba kugarwa nhaka
[06:17.22]