Home ๐ŸŽฌ Bollywood ๐ŸŽต Pakistani ๐ŸŽค English Pop

Banga

๐Ÿ‘ค Holy Ten โ€ข ๐ŸŽผ Risky Life 2 โ€ข โฑ๏ธ 2:50
๐ŸŽต 1219 characters
โฑ๏ธ 2:50 duration
๐Ÿ†” ID: 11117173

๐Ÿ“œ Lyrics

Pane banga kwarakabva
Havaimbofa vega ava
Pane nyaya dzandakanzwa(ah)
Pane varikunetsana
Pane hama dzakabva Zaka
Pane varikupesana
Pane banga kwarakabva(eeh,yah)

Pane banga kwarakabva
Pane mwana akanopenga mugomo
After amwa kambwa
Umwe mwana akanopera mjolo
Nhasi abva arambwa
Vhenekai vengesai shoko banga kwarakabva(eeh)

Pane banga kwarakabva
Havaimbofa vega ava
Pane nyaya dzandakanzwa(ah)
Pane varikunetsana
Pane hama dzakabva Zaka
Pane varikupesana
Pane banga kwarakabva(eeh,yah)

Hanzi ndinhingi vanhu vati Nikisi(no)
Pane mbinjiri pane ane pinjisi(no)
Vanomitiswa vana life yavo is in the same time place
Kunge muti wemu-pichisi
Rimwe gore jaya rakarasika
Richimwa codeine imi ranga rastika(aihwa)
Dana vahombe dana vano paridza

Kodare ngaringoziva, shange parinosvikaiwe
Vamwe vanotoziva muguva pauchapindaiwe
Haiwa ngatimbo jima,pamwe tingaita simbaiwe
Asi ndoziva hatirwe nemashoko

Pane banga kwarakabva
Havaimbofa vega ava
Pane nyaya dzandakanzwa(ah)
Pane varikunetsana
Pane hama dzakabva Zaka
Pane varikupesana
Pane banga kwarakabva(eeh,yah)

Pane banga kwarakabva
Pane mwana akanopenga mugomo
After amwa kambwa
Umwe mwana akanopera mjolo
Nhasi abva arambwa
Vhenekai vengesai shoko banga kwarakabva(eeh)

โญ Rate These Lyrics

โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†
Average: 0.0/5 โ€ข 0 ratings