Mukwasha
๐ต 2272 characters
โฑ๏ธ 4:46 duration
๐ ID: 11139531
๐ Lyrics
Kumura nguwane
Pfugama nebvi rimwechete wotorova gusvu mukwasha
Denga riye rakatinhira
Tirikuda mbeu neanorima
Wotoona yekutamba mukwasha
Aah wondimutsa nemutupo
Gara wangoziva kuti ndozviripo
Kana zvakunetsa mwana wangu dzora mukwasha
Uchatenga mombe, uchabaya uchavhiya
Uchapura nyemba uchadzura nzungu dziya
Ende baba vati vanoda madhorofiya
Wotomhanya musango mukwasha
Pane andibira pombi yemvura
Kana zondo rangu randanga ndabvura
Vanhu vese vati bvunzai mukwasha
Pakati pevanhu vese varipo
Ndiyani watigarira kumhepo
Zvakungonzi bvunzai mukwasha
Ndirikunzwa kuda kurova munhu
Ndirikunzwa kuda kubata munhu
Rega ndimbokurova mkwasha
Zvandapfura neuta
Inga ndakubatirai gwaya
Ndikamora mukoko wangu
Uchi usina mazana
Zvandapfura neuta
Inga ndakubatirai gwaya
Ndikamora mukoko wani
Uchi usina mazana
Sheri yacho sheri ooh yamakandipa imhenya yemwana
Nyangwe zvikarema ndoita nharo dzaMalema
Sheri yacho sheri ooh yamakandipa imhenya yemwana
Nyangwe zvikarema ndoita nharo dzaMalema
Mukwasha jongwe iro
Muchamhanya naro kusvikira maribata
Madzimbuya voda saga remagaka
Changamire vati vanoda hari mukwasha
Zino rakawora muchando rinobanda
Handina mari yekudzurisa kani mukwasha
Rakatemwa nyora kare neimwe n'anga
Vatezvara vako nharo vanodzikaka
Tungamira mombe tirime mukwasha Asambeni famba nendima
(Asambeni famba nendima)
Tsemura danda uratidze hukwasha
Asambeni famba nendima
(Asambeni famba nendima)
Tibatire foro tirime mukwasha
Asambeni famba nendima
(Asambeni famba nendima)
Kutakura danda ndokuti mukwasha
Asambeni famba nendima (Asambeni famba nendima)
Zvandapfura nekuta
Inga ndakubatirai gwaya
Ndikamora mukoko wani
Uchi husina mazana
Zvandapfura nekuta
Inga ndakubatirai gwaya
Ndikamora mukoko wani
Uchi husina mazana
Sheri yacho Sheri ooh yamakandipa imhenya yemwana
Nyangwe zvikarema ndoita nharo dzaMalema
Sheri yacho sheri ooh yamakandipa imhenya yemwana
Nyangwe zvikarema ndoita nharo dzaMalema
Pamoyo pamoyo ndipo paugere
Munzira yerudo tichafamba nemo nemo
Zororo remoyo wangu ndiwe unogaramo
Madzoro erudo anotumwa munhu here
Akatema muonde akadena
(Akatema muonde akadena)
Zvakanaka chiombe zvakanaka (Zvakanaka chiombe zvakanaka)

โฑ๏ธ Synced Lyrics
[00:20.01] Kumura nguwane
[00:22.16] Pfugama nebvi rimwechete wotorova gusvu mukwasha
[00:29.17] Denga riye rakatinhira
[00:31.51] Tirikuda mbeu neanorima
[00:34.28] Wotoona yekutamba mukwasha
[00:38.65] Aah wondimutsa nemutupo
[00:40.91] Gara wangoziva kuti ndozviripo
[00:42.93] Kana zvakunetsa mwana wangu dzora mukwasha
[00:47.01] Uchatenga mombe, uchabaya uchavhiya
[00:50.67] Uchapura nyemba uchadzura nzungu dziya
[00:52.19] Ende baba vati vanoda madhorofiya
[00:54.39] Wotomhanya musango mukwasha
[00:57.79] Pane andibira pombi yemvura
[00:59.92] Kana zondo rangu randanga ndabvura
[01:02.63] Vanhu vese vati bvunzai mukwasha
[01:05.29] Pakati pevanhu vese varipo
[01:09.05] Ndiyani watigarira kumhepo
[01:11.54] Zvakungonzi bvunzai mukwasha
[01:16.80] Ndirikunzwa kuda kurova munhu
[01:18.79] Ndirikunzwa kuda kubata munhu
[01:21.02] Rega ndimbokurova mkwasha
[01:24.58] Zvandapfura neuta
[01:26.75] Inga ndakubatirai gwaya
[01:29.92] Ndikamora mukoko wangu
[01:31.11] Uchi usina mazana
[01:34.02] Zvandapfura neuta
[01:36.19] Inga ndakubatirai gwaya
[01:38.37] Ndikamora mukoko wani
[01:41.65] Uchi usina mazana
[01:43.64] Sheri yacho sheri ooh yamakandipa imhenya yemwana
[01:47.41] Nyangwe zvikarema ndoita nharo dzaMalema
[01:52.65] Sheri yacho sheri ooh yamakandipa imhenya yemwana
[01:57.20] Nyangwe zvikarema ndoita nharo dzaMalema
[02:02.88] Mukwasha jongwe iro
[02:04.36] Muchamhanya naro kusvikira maribata
[02:06.38] Madzimbuya voda saga remagaka
[02:08.94] Changamire vati vanoda hari mukwasha
[02:11.48] Zino rakawora muchando rinobanda
[02:13.32] Handina mari yekudzurisa kani mukwasha
[02:16.05] Rakatemwa nyora kare neimwe n'anga
[02:18.56] Vatezvara vako nharo vanodzikaka
[02:21.01] Tungamira mombe tirime mukwasha Asambeni famba nendima
[02:25.55] (Asambeni famba nendima)
[02:28.05] Tsemura danda uratidze hukwasha
[02:32.94] Asambeni famba nendima
[02:37.28] (Asambeni famba nendima)
[02:40.24] Tibatire foro tirime mukwasha
[02:42.39] Asambeni famba nendima
[02:46.92] (Asambeni famba nendima)
[02:49.24] Kutakura danda ndokuti mukwasha
[02:52.48] Asambeni famba nendima (Asambeni famba nendima)
[02:58.85] Zvandapfura nekuta
[03:01.23] Inga ndakubatirai gwaya
[03:04.03] Ndikamora mukoko wani
[03:06.18] Uchi husina mazana
[03:08.95] Zvandapfura nekuta
[03:10.75] Inga ndakubatirai gwaya
[03:13.67] Ndikamora mukoko wani
[03:15.72] Uchi husina mazana
[03:18.01] Sheri yacho Sheri ooh yamakandipa imhenya yemwana
[03:22.81] Nyangwe zvikarema ndoita nharo dzaMalema
[03:27.74] Sheri yacho sheri ooh yamakandipa imhenya yemwana
[03:30.86] Nyangwe zvikarema ndoita nharo dzaMalema
[03:57.62] Pamoyo pamoyo ndipo paugere
[04:01.92] Munzira yerudo tichafamba nemo nemo
[04:06.63] Zororo remoyo wangu ndiwe unogaramo
[04:11.21] Madzoro erudo anotumwa munhu here
[04:16.27] Akatema muonde akadena
[04:18.42] (Akatema muonde akadena)
[04:20.74] Zvakanaka chiombe zvakanaka (Zvakanaka chiombe zvakanaka)
[04:25.33] Akatema muonde akadena
[04:27.68] (Akatema muonde akadena)
[04:30.26] Zvakanaka chiombe zvakanaka (Zvakanaka chiombe zvakanaka)
[04:34.79]