Teya Mariva
๐ต 2628 characters
โฑ๏ธ 4:52 duration
๐ ID: 11154505
๐ Lyrics
Rwendo tofamba tiri mhomho
Handi vose vachasvika kumucheto
Vanemoyo wedombo unorema
Muchatadza kubira zambuko
Rwendo tofamba tiri mhomho
Handi vose vachasvika kumucheto
Vanemoyo wedombo unorema
Muchatadza kubira zambuko
Muchikungurutsa dombo
Zimoyo redombo
Uchanyura unaro dombo
Ucharikungurutsa wega
Uchikungurutsa dombo
Zimoyo redombo
Uchanyura unaro dombo
Ucharikungurutsa wega
Aiwa titurure kuipa muhana dzedu
Aiwa tigadzirise kuresva kwemabasa edu
Nekuti pamwe mangwana, mangwana paachauya
Aiwa titurure kuipa muhana dzedu
Aiwa tigadzirise kuresva kwemabasa edu
Nekuti pamwe mangwana, mangwana paachauya
Teya mariva utore mari (teya mariva)
Teya mari, teya mari (teya mariva)
Usangovenga vane mari (teya mariva)
Teya mari, teya mari (teya, teya mariva)
Teya mariva utore mari (teya mariva)
Teya mari, teya mari (teya mariva)
Usangovenga vane mari (teya mariva)
Teya mari, teya mari (teya, teya mariva)
Chiona woteya gokora
Wayedza kuronga zvakona
Ndipo woguma woromba woroya
Tofa wosara wotamba kongonya

Tose takakanda mbesa
Dzevamwe dzikaita sesango
Chirimo ndokohwa marara
Ndaida dzimerewo
Tose takakanda mbesa
Dzevamwe dzikaita sesango
Chirimo ndokohwa marara
Ndaida dzimerewo
Ukanzwa moyo woti kwindima (uri wenyama)
Kwindi (dzimwe nhambo iwe unokanganwa)
Wonzwa kuda kuita tima (unogodoka)
Tima (rako godo rinoda munana)
Ndaona maromo mumhino pfee (uri wenyama)
Pfee (dzimwe nhambo iwe unokanganwa)

โฑ๏ธ Synced Lyrics
[00:13.77] Rwendo tofamba tiri mhomho
[00:16.82] Handi vose vachasvika kumucheto
[00:19.62] Vanemoyo wedombo unorema
[00:23.04] Muchatadza kubira zambuko
[00:26.04] Rwendo tofamba tiri mhomho
[00:29.01] Handi vose vachasvika kumucheto
[00:31.86] Vanemoyo wedombo unorema
[00:34.98] Muchatadza kubira zambuko
[00:37.63] Muchikungurutsa dombo
[00:41.46] Zimoyo redombo
[00:44.15] Uchanyura unaro dombo
[00:47.30] Ucharikungurutsa wega
[00:50.13] Uchikungurutsa dombo
[00:53.56] Zimoyo redombo
[00:56.27] Uchanyura unaro dombo
[00:59.36] Ucharikungurutsa wega
[01:02.46] Aiwa titurure kuipa muhana dzedu
[01:05.51] Aiwa tigadzirise kuresva kwemabasa edu
[01:09.47] Nekuti pamwe mangwana, mangwana paachauya
[01:14.64] Aiwa titurure kuipa muhana dzedu
[01:17.81] Aiwa tigadzirise kuresva kwemabasa edu
[01:21.38] Nekuti pamwe mangwana, mangwana paachauya
[01:27.15] Teya mariva utore mari (teya mariva)
[01:30.13] Teya mari, teya mari (teya mariva)
[01:33.21] Usangovenga vane mari (teya mariva)
[01:36.16] Teya mari, teya mari (teya, teya mariva)
[01:39.42] Teya mariva utore mari (teya mariva)
[01:42.38] Teya mari, teya mari (teya mariva)
[01:45.41] Usangovenga vane mari (teya mariva)
[01:48.46] Teya mari, teya mari (teya, teya mariva)
[01:51.89] Chiona woteya gokora
[01:55.19] Wayedza kuronga zvakona
[01:57.78] Ndipo woguma woromba woroya
[02:00.71] Tofa wosara wotamba kongonya
[02:03.83] Muchikungurutsa dombo
[02:07.41] Zimoyo redombo
[02:10.11] Uchanyura unaro dombo
[02:13.18] Ucharikungurutsa wega
[02:15.91] Aiwa titurure kuipa muhana dzedu
[02:19.25] Aiwa tigadzirise kuresva kwemabasa edu
[02:23.06] Nekuti pamwe mangwana, mangwana paachauya
[02:28.65] Aiwa titurure kuipa muhana dzedu
[02:31.66] Aiwa tigadzirise kuresva kwemabasa edu
[02:35.58] Nekuti pamwe mangwana, mangwana paachauya
[02:40.82] Teya mariva utore mari (teya mariva)
[02:43.82] Teya mari, teya mari (teya mariva)
[02:46.93] Usangovenga vane mari (teya mariva)
[02:49.98] Teya mari, teya mari (teya, teya mariva)
[02:53.04] Teya mariva utore mari (teya mariva)
[02:56.10] Teya mari, teya mari (teya mariva)
[02:59.23] Usangovenga vane mari (teya mariva)
[03:02.34] Teya mari, teya mari (teya, teya mariva)
[03:05.89] Tose takakanda mbesa
[03:09.07] Dzevamwe dzikaita sesango
[03:12.06] Chirimo ndokohwa marara
[03:15.20] Ndaida dzimerewo
[03:18.24] Tose takakanda mbesa
[03:21.28] Dzevamwe dzikaita sesango
[03:24.36] Chirimo ndokohwa marara
[03:27.36] Ndaida dzimerewo
[03:30.03] Ukanzwa moyo woti kwindima (uri wenyama)
[03:33.16] Kwindi (dzimwe nhambo iwe unokanganwa)
[03:36.15] Wonzwa kuda kuita tima (unogodoka)
[03:39.30] Tima (rako godo rinoda munana)
[03:42.36] Ndaona maromo mumhino pfee (uri wenyama)
[03:45.47] Pfee (dzimwe nhambo iwe unokanganwa)
[03:48.61] Wonzwa kuda kuita tima (unogodoka)
[03:51.09] Tima (rako godo rinoda munana)
[03:54.85] Aiwa titurure kuipa muhana dzedu
[03:57.71] Aiwa tigadzirise kuresva kwemabasa edu
[04:01.73] Nekuti pamwe mangwana, mangwana paachauya
[04:06.52] Aiwa titurure kuipa muhana dzedu
[04:10.07] Aiwa tigadzirise kuresva kwemabasa edu
[04:13.99] Nekuti pamwe mangwana, mangwana paachauya
[04:19.19] Teya mariva utore mari (teya mariva)
[04:22.60] Teya mari, teya mari (teya mariva)
[04:25.43] Usangovenga vane mari (teya mariva)
[04:28.53] Teya mari, teya mari (teya, teya mariva)
[04:31.68] Teya mariva utore mari (teya mariva)
[04:34.66] Teya mari, teya mari (teya mariva)
[04:37.85] Usangovenga vane mari (teya mariva)
[04:40.81] Teya mari, teya mari (teya, teya mariva)
[04:44.80]