Home ๐ŸŽฌ Bollywood ๐ŸŽต Pakistani ๐ŸŽค English Pop

Vasiye (Lullaby)

๐Ÿ‘ค Simon Chimbetu, The Orchestra Dendera Kings โ€ข ๐ŸŽผ Lullaby โ€ข โฑ๏ธ 9:29
๐ŸŽต 1850 characters
โฑ๏ธ 9:29 duration
๐Ÿ†” ID: 11173628

๐Ÿ“œ Lyrics

Nyarara kacheche
Usacheme yawarota iri hondo
Nokuti uchakura
Apo uchasanganiswa navo
Ivo vane hutsinye
Vanoponda chero nherera
Usacheme yawarota iri hondo
Nguva yekufara
Ichauya
Nguva yekuchema
Ichauya
Nguya yekuseka
Ichauya
Nguya yekusuwa
Ichauya
Usacheme yawarota iri hondo
Nyarara kacheche
Usacheme yawarota iri hondo
Nokuti uchakura
Apo uchasanganiswa navo
Ivo vane hutsinye
Vanoponda chero nherera
Nherera ichichema
Ivo naivo nayo nherera
Ichiti mundisiye
Ivo naivo nayo nherera
Nherera ichichema
Ivo naivo nayo nherera
Ichiti ndatadzeiko
Ivo naivo nayo nherera
Vane hutsinye
Vanoponda chero mwana waMwari
Vane hutsinye
Vanoponda chero mwana waMwari
...#
Kana wavaona
Uvasiye
Kana vakutuke
Uvasiye
Kana vakurambe
Uvasiye
Vakakutonga zvisina mwero
Uvasiye
Kana vakushainire
Uvasiye
...#
Vane hutsinye
Vanoponda chero mwana waMwari
Vane hutsinye
Vanoponda chero mwana waMwari
Riririiiii
Nyamasimba vachamuona vachinge vakokiwa
Riririiiii
Vachatarisana naye pakuguma kwendima
Nyamasimba vachamuona vachinge vadaniwa
Riririiiii
Vachatarisana naye pakupera kwemazuva
Riririiiii
Nyamasimba vachamuona vachinge vakokiwa
Riririiiii
Vachatarisana naye pakuguma kwendima
Nyarara kacheche
Usacheme yawarota iri hondo
Nokuti uchakura
Apo uchasanganiswa navo
Ivo vane hutsinye
Vanoponda chero nherera
Nherera ichichema
Ivo naivo nayo nherera
Ichiti mundisiye
Ivo naivo nayo nherera
Nherera ichichema
Ivo naivo nayo nherera
Ichiti ndatadzeiko
Ivo naivo nayo nherera
Vane hutsinye
Vanoponda chero mwana waMwari
Vane hutsinye
Vanoponda chero mwana waMwari
Kana wavaona
Uvasiye
Kana vakurambe
Uvasiye
Kana vakutuke
Uvasiye
Kana vakushainire
Uvasiye
Kana vakutuke
Uvasiye
(Instrumental)
Yes
Ah ah, Ah ah
(Instrumental)
Ah ah, ah ah
Hii hii hii hii hii hiii
Soooo
Brrrr
Hee heee hee
Dendera Kings
Yes
Ah ah
Hoka hoka
(Instrumental)
Hiiii
Ah ah, ah ah, ah ah
Heheee

โญ Rate These Lyrics

โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†
Average: 0.0/5 โ€ข 0 ratings