Home ๐ŸŽฌ Bollywood ๐ŸŽต Pakistani ๐ŸŽค English Pop

Comma

๐Ÿ‘ค Simon Chimbetu, The Orchestra Dendera Kings โ€ข ๐ŸŽผ Lullaby โ€ข โฑ๏ธ 8:19
๐ŸŽต 1678 characters
โฑ๏ธ 8:19 duration
๐Ÿ†” ID: 11173644

๐Ÿ“œ Lyrics

Akandiomesera Caro
Shure kwemwedzi miviri chete
Ndave pasi pehuranda huya
Akanditumire gwaro
Akandiomesera Caro
Shure kwemwedzi miviri chete
Ndave pasi pehuranda huya
Akanditumire gwaro
Ndakaritambira ari masikati
Nde-ndere ndendere ndotsvage pekugara
Bhedhenu bhedhenu kuri petenura
Ndichivavarire kurava akanaka mashoko
Ndakashockiwa nawo
Zvikanzi hona Sam comma
Nguva yangu neyako yopesana
Uchinge wadzoka kubva kuhutapwa
Ziva rudo rwedu rwave matongo
Zvikanzi hona Sam comma
Nguva yangu neyako yopesana
Uchinge wadzoka kubva kuhutapwa ah
Ziva rudo rwedu rwave matongo
Zvikanzi hona Sam comma
I don't love you anymore
Zvikanzi hona Sam comma
I don't need you anymore
Zvikanzi hona Sam comma
Nguva yangu neyako yopesana
Uchinge wadzoka kubva kuhutapwa ah
Ziva rudo rwedu rwave matongo
Zvikanzi hona Sam comma
Nguva yangu neyako yopesana
Uchinge wadzoka kubva kuhutapwa ah
Ziva rudo rwedu rwave matongo
Zvikanzi hona Sam comma
I don't love you anymore
Zvikanzi hona Sam comma
I don't need you anymore
Uchinge wadzoka kubva kuhutapwa ah
Ziva rudo rwedu rwave matongo
Uchinge wadzoka kubva kuhutapwa ah
Ziva rudo rwedu rwave matongo
So
Why?
I don't know
,#,#,##,#,#,
Zvikanzi hona Sam comma
Nguva yangu neyako yopesana
Uchinge wadzoka kubva kuhutapwa ah
Ziva rudo rwedu rwave matongo
Zvikanzi hona Sam comma
Nguva yangu neyako yopesana
Uchinge wadzoka kubva kuhutapwa ah
Ziva rudo rwedu rwave matongo
Zvikanzi hona Sam comma
Nguva yangu neyako yopesana
Uchinge wadzoka kubva kuhutapwa ah
Ziva rudo rwedu rwave matongo
Zvikanzi hona Sam comma
I don't love you anymore
Zvikanzi hona Sam comma
I don't need you anymore
Uchinge wadzoka kubva kuhutapwa-a
Ziva rudo rwedu rwave matongo

โฑ๏ธ Synced Lyrics

[00:19.60] Akandiomesera Caro
[00:23.26] Shure kwemwedzi miviri chete
[00:27.06] Ndave pasi pehuranda huya
[00:31.53] Akanditumire gwaro
[00:46.14] Akandiomesera Caro
[00:50.04] Shure kwemwedzi miviri chete
[00:53.82] Ndave pasi pehuranda huya
[00:58.17] Akanditumire gwaro
[01:02.08] Ndakaritambira ari masikati
[01:05.10] Nde-ndere ndendere ndotsvage pekugara
[01:09.44] Bhedhenu bhedhenu kuri petenura
[01:12.70] Ndichivavarire kurava akanaka mashoko
[01:17.48] Ndakashockiwa nawo
[01:35.96] Zvikanzi hona Sam comma
[01:40.07] Nguva yangu neyako yopesana
[01:43.67] Uchinge wadzoka kubva kuhutapwa
[01:47.63] Ziva rudo rwedu rwave matongo
[01:51.20] Zvikanzi hona Sam comma
[01:55.33] Nguva yangu neyako yopesana
[01:58.90] Uchinge wadzoka kubva kuhutapwa ah
[02:02.62] Ziva rudo rwedu rwave matongo
[02:06.53] Zvikanzi hona Sam comma
[02:10.54] I don't love you anymore
[02:14.04] Zvikanzi hona Sam comma
[02:18.11] I don't need you anymore
[02:33.46] Zvikanzi hona Sam comma
[02:36.99] Nguva yangu neyako yopesana
[02:40.36] Uchinge wadzoka kubva kuhutapwa ah
[02:44.59] Ziva rudo rwedu rwave matongo
[02:48.07] Zvikanzi hona Sam comma
[02:52.15] Nguva yangu neyako yopesana
[02:55.58] Uchinge wadzoka kubva kuhutapwa ah
[02:59.54] Ziva rudo rwedu rwave matongo
[03:03.12] Zvikanzi hona Sam comma
[03:07.12] I don't love you anymore
[03:10.78] Zvikanzi hona Sam comma
[03:14.87] I don't need you anymore
[03:18.54] Uchinge wadzoka kubva kuhutapwa ah
[03:22.06] Ziva rudo rwedu rwave matongo
[03:25.75] Uchinge wadzoka kubva kuhutapwa ah
[03:29.44] Ziva rudo rwedu rwave matongo
[03:49.70] So
[03:55.16] Why?
[04:00.11] I don't know
[04:04.27] ,#,#,##,#,#,
[06:55.83] Zvikanzi hona Sam comma
[07:00.18] Nguva yangu neyako yopesana
[07:03.71] Uchinge wadzoka kubva kuhutapwa ah
[07:07.64] Ziva rudo rwedu rwave matongo
[07:11.12] Zvikanzi hona Sam comma
[07:15.41] Nguva yangu neyako yopesana
[07:18.56] Uchinge wadzoka kubva kuhutapwa ah
[07:22.66] Ziva rudo rwedu rwave matongo
[07:25.95] Zvikanzi hona Sam comma
[07:30.21] Nguva yangu neyako yopesana
[07:33.77] Uchinge wadzoka kubva kuhutapwa ah
[07:37.72] Ziva rudo rwedu rwave matongo
[07:41.29] Zvikanzi hona Sam comma
[07:45.33] I don't love you anymore
[07:48.62] Zvikanzi hona Sam comma
[07:52.77] I don't need you anymore
[07:56.09] Uchinge wadzoka kubva kuhutapwa-a
[07:59.90] Ziva rudo rwedu rwave matongo
[08:05.51]

โญ Rate These Lyrics

โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†
Average: 0.0/5 โ€ข 0 ratings