Memories
๐ต 1865 characters
โฑ๏ธ 4:01 duration
๐ ID: 11193285
๐ Lyrics
Zvaisafanira kudaro
Asi sei life ichidaro
Ndaitiwo ndawana mufaro
Aiwa nhamo inenharo
I still remember the spot yandakakuspotter
Wakabata glass ranga riri mu quarter
Ndakakuti tarisa rutivi ndobva ndakutopper
Ukanditi ndine magic kunge Harry Potter
Che-, che-, che-, ndichicherechedza
Chimhandara chichitamba chega
Chiuno chake nepfungwa dzangu zvichitendereka
Kakakotama ndikambofunga kakuda kundibereka
Girl, still smell your perfume
Kuita setiri mu same room
Memories, memories
Hona manje ndangosara nema memories
Nhai Mwari
Hona manje ndangosara
Aitamba akabata glass
Kukotama obata pasi
Kutamba kwacho seachabhenda chasi
Hufree spirit hwacho kuita kunge Brenda Fassie
Nechemumoyo ndikati kumba ndikuenda naye nhasi
Girl, please come back and give me one more whine
Dai tangochidzokorodza one more time
Girl, I can still smell your perfume
Kuita setiri mu same room
Memories, memories
Hona manje ndangosara
Nema memories
Nhai Mwari
Hona manje ndangosara
Aichukucha zvichikuchuka
Achiti akabuda ziya ndaibva ndaripukuta
Akati ngatibve pano vanhu vari kundipusha
Ndakati varikukuda but varikukutya
Kutamba zvekuti nguva hatina kumbodziona dzichifamba
Patanga takubuda ndakakumbira number
Ndasvika kumba ndakadziyedza dzikaramba (the number you've dialed is not in use)
If you knew you had a man, number waindipirei?
Wakandi leader on
Kundipa number dzisingafoni

Come back and give me one more whine

โฑ๏ธ Synced Lyrics
[00:00.09] Zvaisafanira kudaro
[00:02.85] Asi sei life ichidaro
[00:05.64] Ndaitiwo ndawana mufaro
[00:08.51] Aiwa nhamo inenharo
[00:10.43] I still remember the spot yandakakuspotter
[00:13.46] Wakabata glass ranga riri mu quarter
[00:15.85] Ndakakuti tarisa rutivi ndobva ndakutopper
[00:18.75] Ukanditi ndine magic kunge Harry Potter
[00:22.10] Che-, che-, che-, ndichicherechedza
[00:25.36] Chimhandara chichitamba chega
[00:27.10] Chiuno chake nepfungwa dzangu zvichitendereka
[00:30.19] Kakakotama ndikambofunga kakuda kundibereka
[00:32.86] Girl, still smell your perfume
[00:38.28] Kuita setiri mu same room
[00:44.27] Memories, memories
[00:52.82] Hona manje ndangosara nema memories
[01:01.32] Nhai Mwari
[01:04.27] Hona manje ndangosara
[01:07.47] Aitamba akabata glass
[01:08.74] Kukotama obata pasi
[01:10.56] Kutamba kwacho seachabhenda chasi
[01:13.01] Hufree spirit hwacho kuita kunge Brenda Fassie
[01:15.86] Nechemumoyo ndikati kumba ndikuenda naye nhasi
[01:17.88] Girl, please come back and give me one more whine
[01:23.56] Dai tangochidzokorodza one more time
[01:29.55] Girl, I can still smell your perfume
[01:35.33] Kuita setiri mu same room
[01:41.34] Memories, memories
[01:50.00] Hona manje ndangosara
[01:52.58] Nema memories
[01:58.64] Nhai Mwari
[02:01.39] Hona manje ndangosara
[02:05.03] Aichukucha zvichikuchuka
[02:07.78] Achiti akabuda ziya ndaibva ndaripukuta
[02:10.61] Akati ngatibve pano vanhu vari kundipusha
[02:13.36] Ndakati varikukuda but varikukutya
[02:16.55] Kutamba zvekuti nguva hatina kumbodziona dzichifamba
[02:20.56] Patanga takubuda ndakakumbira number
[02:23.42] Ndasvika kumba ndakadziyedza dzikaramba (the number you've dialed is not in use)
[02:27.55] If you knew you had a man, number waindipirei?
[02:32.73] Wakandi leader on
[02:35.52] Kundipa number dzisingafoni
[02:38.24] Girl, I can still smell your perfume
[02:43.90] Kuita setiri mu same room
[02:49.80] Memories, memories
[02:58.41] Hona manje ndangosara
[03:01.02] Nema memories
[03:07.13] Nhai Mwari
[03:09.89] Hona manje ndangosara
[03:13.38] I still remember the spot yandakakuspotter
[03:16.17] Wakabata glass ranga riri mu quarter
[03:18.75] Ndakakuti tarisa rutivi ndobva ndakutopper
[03:21.60] Ukanditi ndine magic kunge Harry Potter
[03:24.23] Come back and give me one more whine
[03:29.34] Dai tangochidzokorodza one more time
[03:35.46] Girl, I can still smell your perfume
[03:41.09] Kuita setiri mu same room
[03:46.98] Memories, memories
[03:55.60] Hona manje ndangosara
[03:58.89]