Home ๐ŸŽฌ Bollywood ๐ŸŽต Pakistani ๐ŸŽค English Pop

Baba Ndinodisa

๐Ÿ‘ค Oliver Mtukudzi โ€ข ๐ŸŽผ God Bless You - The Gospel Collection โ€ข โฑ๏ธ 5:10
๐ŸŽต 1216 characters
โฑ๏ธ 5:10 duration
๐Ÿ†” ID: 11204137

๐Ÿ“œ Lyrics

Baba wangu ndinodisa kuva wakadai ndimwi
Ndinodisa mweya wenyu kuti uchigara neni

Munoziva nhumo dzangu
Munoziva zvirokwazvo
Ndirikukumbira zvino munandipindurawo
Munoziva nhumo dzangu
Munoziva zvirokwazvo
Ndirikukumbira zvino munandipindurawo

Baba ndinodisa kwazvo rutendeso rwakanaka
Kuti ndimbotenda imwi, nguva dzangu dzese dzese

Munoziva nhumo dzangu
Munoziva zvirokwazvo
Ndirikukumbira zvino munandipindurawo
Munoziva nhumo dzangu
Munoziva zvirokwazvo
Ndirikukumbira zvino munandipindurawo

Ziva nhumo dzangu
Ziva zvirokwazvo

Baba ndinodisa kwazvo kuva wakatiwa ini
Kuonesa kune vamwe kuti tinodana sei

Munoziva nhumo dzangu
Munoziva zvirokwazvo
Ndirikukumbira zvino munandipindurawo
Munoziva nhumo dzangu
Munoziva zvirokwazvo
Ndirikukumbira zvino munandipindurawo

Baba vangu ndinodisa kuva wakadai ndimwi
Ndinodisa mweya wenyu kuti uchigara neni

Munoziva nhumo dzangu
Munoziva zvirokwazvo
Ndirikukumbira zvino munandipindurawo
Munoziva nhumo dzangu
Munoziva zvirokwazvo
Ndirikukumbira zvino munandipindurawo

Munoziva nhumo dzangu
Munoziva zvirokwazvo
Ndirikukumbira zvino munandipindurawo
Munoziva nhumo dzangu
Munoziva zvirokwazvo
Ndirikukumbira zvino munandipindurawo

Munoziva nhumo dzangu
Munoziva

โฑ๏ธ Synced Lyrics

[00:31.54] Baba wangu ndinodisa kuva wakadai ndimwi
[00:39.34] Ndinodisa mweya wenyu kuti uchigara neni
[00:46.34] Munoziva nhumo dzangu
[00:50.58] Munoziva zvirokwazvo
[00:54.24] Ndirikukumbira zvino munandipindurawo
[01:01.51] Munoziva nhumo dzangu
[01:05.77] Munoziva zvirokwazvo
[01:09.42] Ndirikukumbira zvino munandipindurawo
[01:17.23] Baba ndinodisa kwazvo rutendeso rwakanaka
[01:24.44] Kuti ndimbotenda imwi, nguva dzangu dzese dzese
[01:31.76] Munoziva nhumo dzangu
[01:35.47] Munoziva zvirokwazvo
[01:39.59] Ndirikukumbira zvino munandipindurawo
[01:46.98] Munoziva nhumo dzangu
[01:50.62] Munoziva zvirokwazvo
[01:54.72] Ndirikukumbira zvino munandipindurawo
[02:02.37]
[02:33.08] Ziva nhumo dzangu
[02:36.88] Ziva zvirokwazvo
[02:41.20]
[02:47.70] Baba ndinodisa kwazvo kuva wakatiwa ini
[02:55.40] Kuonesa kune vamwe kuti tinodana sei
[03:02.36] Munoziva nhumo dzangu
[03:06.33] Munoziva zvirokwazvo
[03:10.36] Ndirikukumbira zvino munandipindurawo
[03:17.52] Munoziva nhumo dzangu
[03:21.45] Munoziva zvirokwazvo
[03:25.45] Ndirikukumbira zvino munandipindurawo
[03:32.98] Baba vangu ndinodisa kuva wakadai ndimwi
[03:40.67] Ndinodisa mweya wenyu kuti uchigara neni
[03:47.66] Munoziva nhumo dzangu
[03:51.97] Munoziva zvirokwazvo
[03:55.46] Ndirikukumbira zvino munandipindurawo
[04:02.72] Munoziva nhumo dzangu
[04:06.81] Munoziva zvirokwazvo
[04:10.75] Ndirikukumbira zvino munandipindurawo
[04:18.00]
[04:33.14] Munoziva nhumo dzangu
[04:37.29] Munoziva zvirokwazvo
[04:40.96] Ndirikukumbira zvino munandipindurawo
[04:48.29] Munoziva nhumo dzangu
[04:51.92] Munoziva zvirokwazvo
[04:56.18] Ndirikukumbira zvino munandipindurawo
[05:03.33] Munoziva nhumo dzangu
[05:07.08] Munoziva
[05:08.85]

โญ Rate These Lyrics

โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†
Average: 0.0/5 โ€ข 0 ratings