Kutadzirana
๐ต 1684 characters
โฑ๏ธ 9:22 duration
๐ ID: 11206305
๐ Lyrics
Kutadzirana, kupopotedzana kunoitika
Ndizvo saka kwakava neshoko rinoti iro
Chakafukidza dzimba idzi matenga iwaya
Kumwe kuburana kunoita kuti tinzwisisane
Kubata kana kusabata kuriko mukuvhima
Asi handizvo zvingatadzisa vavhimi kuvhima
Nekuziva kuti mazuva haanakiba ose
Asi kuti zvinotowedzerawo simba reuvhimi
Kuwana kana kushaya zvirimo mukutsvaga
Dai zvisipo vacheri vegoridhe dai vasipo
Nekuoma kwemarwadziro ekuchera goridhe
Asi havasiye vanotoenda mberi nekuchera
Kutora mwana wangu kumuita nhapwa (aite nherera ah)

Ndakadzidzisa pfungwa dzangu, ndikadzidzisa moyo wangu
Zvese neropa rangu kumira nezviripo

Isu mafuza tine nhamo
Isu mafuza tine nhamo
Vakangwara havana nhamo
Vakangwara havana nhamo
Kusina amai hakuendwi
Kusina amai hakuendwewo
Isu mafuza tine nhamo
Isu mafuza tine nhamo
Vakangwara havana nhamo
Vakangwara havana nhamo
Kusina amai hakuendwi
Kusina amai hakuendwewo
Hande Divine Muzenda, Wezhira
Maiwe tumai
Maiwo basumbi
Chisumbi chinena
Mai akumbelela