Baba naMai
๐ต 1217 characters
โฑ๏ธ 8:06 duration
๐ ID: 11212456
๐ Lyrics
Baba namai musha wedu washata
Mamhepo awanda hatichaziva zvekuita
Baba namai musha wedu washata
Mamhepo awanda hatichaziva zvekuita
Tarirai mukoma vave kurwara nepfungwa
Sekuru Zanda kutsakatika nenyika
Tarirai mukoma vave kurwara nepfungwa
Sekuru Zanda kutsakatika nenyika
Kana paine akashinhwa akaromba chikwambo
Ngaabude pachena chidzorerwe kumwene wacho
Kana paine akashinhwa akaromba chikwambo
Ngaabude pachena chidzorerwe kumwene wacho
Chinopedza dzinza
Zvinongonditambudza pandiri nguva nenguva
Zvinongonditambudza pandiri nguva nenguva
Angava aniko ave kutipedzesa?
Angava aniko ave kutipedzesa?
Angava aniko ativavarira?
Angava aniko ativavarira?
Ingava ngozi yapinda mumba medu
Ingava ngozi yapinda mumba medu
Chingava chikwambo dzorerai

Chondofira chiiko ini?
Chondofira ka ini
Chondofira chiiko ini?
Chondofira ka ini
Chotofira chiiko isu?
Chotofira ka isu

โฑ๏ธ Synced Lyrics
[00:36.93] Baba namai musha wedu washata
[00:40.66] Mamhepo awanda hatichaziva zvekuita
[00:52.42] Baba namai musha wedu washata
[00:55.26] Mamhepo awanda hatichaziva zvekuita
[01:06.30] Tarirai mukoma vave kurwara nepfungwa
[01:10.09] Sekuru Zanda kutsakatika nenyika
[01:20.85] Tarirai mukoma vave kurwara nepfungwa
[01:24.49] Sekuru Zanda kutsakatika nenyika
[01:35.79] Kana paine akashinhwa akaromba chikwambo
[01:39.15] Ngaabude pachena chidzorerwe kumwene wacho
[01:50.05] Kana paine akashinhwa akaromba chikwambo
[01:54.14] Ngaabude pachena chidzorerwe kumwene wacho
[01:59.05] Chinopedza dzinza
[03:27.14] Zvinongonditambudza pandiri nguva nenguva
[03:30.78] Zvinongonditambudza pandiri nguva nenguva
[03:33.94] Angava aniko ave kutipedzesa?
[03:37.61] Angava aniko ave kutipedzesa?
[03:41.68] Angava aniko ativavarira?
[03:44.92] Angava aniko ativavarira?
[03:48.82] Ingava ngozi yapinda mumba medu
[03:52.45] Ingava ngozi yapinda mumba medu
[03:55.86] Chingava chikwambo dzorerai
[03:59.38] Chingava chikwambo dzorerai
[04:14.30] Zvinongonditambudza pandiri nguva nenguva
[04:17.29] Zvinongonditambudza pandiri nguva nenguva
[04:20.73] Angava aniko ave kutipedzesa?
[04:24.52] Angava aniko ave kutipedzesa?
[04:29.68] Angava aniko ativavarira?
[04:33.28] Angava aniko ativavarira?
[04:36.21] Ingava ngozi yapinda mumba medu
[04:39.11] Ingava ngozi yapinda mumba medu
[04:42.76] Chingava chikwambo dzorerai
[04:47.64] Chingava chikwambo dzorerai
[06:38.97] Chondofira chiiko ini?
[06:41.93] Chondofira ka ini
[06:45.55] Chondofira chiiko ini?
[06:49.35] Chondofira ka ini
[06:52.98] Chotofira chiiko isu?
[06:56.58] Chotofira ka isu
[07:00.76]