Home ๐ŸŽฌ Bollywood ๐ŸŽต Pakistani ๐ŸŽค English Pop

Ndakakubereka

๐Ÿ‘ค Oliver Mtukudzi โ€ข ๐ŸŽผ Wonai โ€ข โฑ๏ธ 3:36
๐ŸŽต 1149 characters
โฑ๏ธ 3:36 duration
๐Ÿ†” ID: 11220150

๐Ÿ“œ Lyrics

Oh hoo

Ndiwe here mwana wekubereka?
Ndiwe here ungavakwatse mbama?
Mwedzi mipembe amai vakakutakura
Vachingochema-chema newe, nhasi wakura

Womisidzana neni baba zvibhakera
Kumisidzana neni baba zvibhakera

Ndini ndakakubereka, kufamba nemotokari
Kutsika ivhu reZimbabwe, zvakabva muneni
Mwanangu kani wekubereka

Ndini ndakakubereka, kufamba nemotokari
Kutsika ivhu reZimbabwe, zvakabva muneni
Mwanangu kani wekubereka

Hazvinei mwanangu wekubereka
Simba rose raunaro rakabva muneni
Hazvinei mwanangu wekubereka
Ndini ndakakubereka, nhasi wakura

Womisidzana neni baba zvibhakera
Kumisidzana neni baba zvibhakera

Ndini ndakakubereka, kufamba nemotokari
Kutsika ivhu reZimbabwe, zvakabva muneni
Mwanangu kani wekubereka

Ndini ndakakubereka, kufamba nemotokari
Kutsika ivhu reZimbabwe, zvakabva muneni
Mwanangu kani wekubereka

Ndini ndakakubereka, kufamba nemotokari
Kutsika ivhu reZimbabwe, zvakabva muneni
Mwanangu kani wekubereka

Ndini ndakakubereka, kufamba nemotokari
Kutsika ivhu reZimbabwe, zvakabva muneni
Mwanangu kani wekubereka

Ndini ndakakubereka, kufamba nemotokari
Kutsika ivhu reZimbabwe, zvakabva muneni
Mwanangu kani wekubereka

โฑ๏ธ Synced Lyrics

[00:11.81] Oh hoo
[00:27.14] Ndiwe here mwana wekubereka?
[00:30.70] Ndiwe here ungavakwatse mbama?
[00:34.64] Mwedzi mipembe amai vakakutakura
[00:37.32] Vachingochema-chema newe, nhasi wakura
[00:41.40]
[00:45.57] Womisidzana neni baba zvibhakera
[00:49.51] Kumisidzana neni baba zvibhakera
[01:00.83] Ndini ndakakubereka, kufamba nemotokari
[01:04.52] Kutsika ivhu reZimbabwe, zvakabva muneni
[01:08.63] Mwanangu kani wekubereka
[01:15.71] Ndini ndakakubereka, kufamba nemotokari
[01:19.55] Kutsika ivhu reZimbabwe, zvakabva muneni
[01:23.88] Mwanangu kani wekubereka
[01:27.39]
[01:42.60] Hazvinei mwanangu wekubereka
[01:46.08] Simba rose raunaro rakabva muneni
[01:50.08] Hazvinei mwanangu wekubereka
[01:53.35] Ndini ndakakubereka, nhasi wakura
[02:00.84] Womisidzana neni baba zvibhakera
[02:04.79] Kumisidzana neni baba zvibhakera
[02:09.76]
[02:16.14] Ndini ndakakubereka, kufamba nemotokari
[02:19.81] Kutsika ivhu reZimbabwe, zvakabva muneni
[02:24.20] Mwanangu kani wekubereka
[02:31.15] Ndini ndakakubereka, kufamba nemotokari
[02:34.72] Kutsika ivhu reZimbabwe, zvakabva muneni
[02:38.82] Mwanangu kani wekubereka
[02:46.04] Ndini ndakakubereka, kufamba nemotokari
[02:49.58] Kutsika ivhu reZimbabwe, zvakabva muneni
[02:53.34] Mwanangu kani wekubereka
[03:00.98] Ndini ndakakubereka, kufamba nemotokari
[03:04.74] Kutsika ivhu reZimbabwe, zvakabva muneni
[03:08.54] Mwanangu kani wekubereka
[03:19.99] Ndini ndakakubereka, kufamba nemotokari
[03:23.69] Kutsika ivhu reZimbabwe, zvakabva muneni
[03:27.85] Mwanangu kani wekubereka
[03:35.14]

โญ Rate These Lyrics

โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†
Average: 0.0/5 โ€ข 0 ratings