Sarah
๐ต 2123 characters
โฑ๏ธ 9:25 duration
๐ ID: 11222919
๐ Lyrics
Zvamunoona mwana uyu takadanana tiri vaviri pasina vamwe vaya
Chitsividzo chedu hatichakanganwe nekuti pane veshanje

Mumoyo mavo zvangova zvitsvambe havazvide zvinovashungurudza moyo
Havazive patakadanana kuti ndezvipi zvatakatsidzirana

Oo mama
Saka ndati musarwadziwe moyo nerudo rwedu ini naye
Dayi murivamwe mayitofara, vamwe veduwo vasanganiswa aah

Zvimwe vamwe vangangoda kuziva shamwari dzedu tiwudzeyiwo
Kuti musvike pamakasvika apa, vamwe veduwoo, makasvika sei?

Kuti musvike pamakasvika apa, vamwe vwduwoo, makasvika sei?
Inga ndini wani ndakamuda ini
Inga ndini wani ndakamuda ini
Zvamayimunyenyeredza kureva mayimutya imi

Zvandakapedza hwuswa hwesango ndichimufambira

Pandakarohwa nababa vake makandiseka
Pandakarohwa nababa vake makandiseka
Zvandakarumwa nembwa dzekwavo zvakakusetsai

Nhasi ndavenaye mavekugumbuka sei?
Nhasi ndavenaye mavekugumbuka sei?
Sarah iwe, Sarah iwe
Sarah iwe, Sarah iwe
Sarah iwe wangu, Sarah iwe
Sarah iwe wangu, Sarah iwe
Sarah iwe, Sarah iwe
Sarah iwe

โฑ๏ธ Synced Lyrics
[00:36.65] Zvamunoona mwana uyu takadanana tiri vaviri pasina vamwe vaya
[00:42.86] Chitsividzo chedu hatichakanganwe nekuti pane veshanje
[00:49.62]
[01:01.42] Zvamunoona mwana uyu takadanana tiri vaviri pasina vamwe vaya
[01:07.39] Chitsividzo chedu hatichakanganwe nekuti pane veshanje
[01:14.45]
[01:26.03] Mumoyo mavo zvangova zvitsvambe havazvide zvinovashungurudza moyo
[01:32.15] Havazive patakadanana kuti ndezvipi zvatakatsidzirana
[01:39.49]
[01:50.74] Mumoyo mavo zvangova zvitsvambe havazvide zvinovashungurudza moyo
[01:56.78] Havazive patakadanana kuti ndezvipi zvatakatsidzirana
[02:04.73] Oo mama
[02:06.98]
[02:15.22] Saka ndati musarwadziwe moyo nerudo rwedu ini naye
[02:21.65] Dayi murivamwe mayitofara, vamwe veduwo vasanganiswa aah
[02:27.50] Saka ndati musarwadziwe moyo nerudo rwedu ini naye
[02:33.99] Dayi murivamwe mayitofara, vamwe veduwo vasanganiswa aah
[02:40.27] Zvimwe vamwe vangangoda kuziva shamwari dzedu tiwudzeyiwo
[02:46.32] Kuti musvike pamakasvika apa, vamwe veduwoo, makasvika sei?
[02:52.73] Zvimwe vamwe vangangoda kuziva shamwari dzedu tiwudzeyiwo
[02:58.72] Kuti musvike pamakasvika apa, vamwe vwduwoo, makasvika sei?
[03:08.56]
[04:47.12] Inga ndini wani ndakamuda ini
[04:51.09] Inga ndini wani ndakamuda ini
[04:54.61] Zvamayimunyenyeredza kureva mayimutya imi
[04:58.34] Zvamayimunyenyeredza kureva mayimutya imi
[05:01.78] Zvandakapedza hwuswa hwesango ndichimufambira
[05:05.56] Zvandakapedza hwuswa hwesango ndichimufambira
[05:09.13] Pandakarohwa nababa vake makandiseka
[05:12.72] Pandakarohwa nababa vake makandiseka
[05:16.28] Zvandakarumwa nembwa dzekwavo zvakakusetsai
[05:20.09] Zvandakarumwa nembwa dzekwavo zvakakusetsai
[05:23.60] Nhasi ndavenaye mavekugumbuka sei?
[05:27.13] Nhasi ndavenaye mavekugumbuka sei?
[05:31.06] Sarah iwe, Sarah iwe
[05:34.46] Sarah iwe, Sarah iwe
[05:38.29] Sarah iwe wangu, Sarah iwe
[05:41.72] Sarah iwe wangu, Sarah iwe
[05:45.48] Sarah iwe, Sarah iwe
[05:48.98] Sarah iwe
[05:53.82]
[07:33.86] Inga ndini wani ndakamuda ini
[07:37.33] Inga ndini wani ndakamuda ini
[07:41.13] Zvamayimunyenyeredza kureva mayimutya imi
[07:44.64] Zvamayimunyenyeredza kureva mayimutya imi
[07:48.37] Zvandakapedza hwuswa hwesango ndichimufambira
[07:51.95] Zvandakapedza hwuswa hwesango ndichimufambira
[07:55.59] Pandakarohwa nababa vake makandiseka
[07:59.28] Pandakarohwa nababa vake makandiseka
[08:02.73] Zvandakarumwa nembwa dzekwavo zvakakusetsai
[08:06.36] Zvandakarumwa nembwa dzekwavo zvakakusetsai
[08:09.90] Nhasi ndavenaye mavekugumbuka sei?
[08:13.77] Nhasi ndavenaye mavekugumbuka sei?
[08:17.38] Sarah iwe, Sarah iwe
[08:20.81] Sarah iwe, Sarah iwe
[08:24.47] Sarah iwe wangu, Sarah iwe
[08:28.00] Sarah iwe wangu, Sarah iwe
[08:31.85] Sarah iwe, Sarah iwe
[08:35.54] Sarah iwe
[08:40.25]