Ziva Zvaunoda
๐ต 1584 characters
โฑ๏ธ 8:58 duration
๐ ID: 11224716
๐ Lyrics
Hupenyu hunoshunamidza zvaunoda chero nguva
Zvichiyenda nekuti unozvifambisawo sei
Kwete kungoita zindoinda ndonozvionera mberiyo

Kwete kungoita zindoenda ndonozvionera mberiyo
Mwari vanotara zvazviri zvisinei nezvaani
Kosha nezvauri usati waongorora nhingi
Kushora zvauri, kunevamwe ari machena
Zvakakupa kutadza kuziva nepaumire chaipo

Ziva zvaunoda usati watangana nazvo
Ita ini ndinosvika kwete kusvikirwa! Naaniko uripo?

Zidanda rakakapwanya vamwe vachifunga kuti vazvigona
Kusaziva hufa kuti watowedzera mufudze, gogo iro

Varipo vamwe vedu vana gudza mudungwe
Varipo vamwe vedu vana gudza mudungwe
Pane vamwe vedu vanoita sehozhwa
Pane vamwe vedu vanoita sehozhwa
Inozodzoka shure yanza kuti yabondera
Inozodzoka shure yanza kuti yabondera
Nguva yapera hona, kwauri nguva yapera hona

Ukakurumidza kumedza kutsenga uchada hokoyo, hokoyo

Ukakurumidza kumedza kutsenga uchada chenjera, chenjera

Nguva yapera hona, kwauri nguva yapera, bhururu
Nguva yapera hona, kwauri nguva yapera, hama