Home ๐ŸŽฌ Bollywood ๐ŸŽต Pakistani ๐ŸŽค English Pop

Wemakonzo

๐Ÿ‘ค Alick Macheso and Orchestra Mberikwazvo โ€ข ๐ŸŽผ Zvido Zvenyu Kunyanya โ€ข โฑ๏ธ 9:44
๐ŸŽต 1645 characters
โฑ๏ธ 9:44 duration
๐Ÿ†” ID: 11282464

๐Ÿ“œ Lyrics

Ndauya naye Ndiropina wandati muroora wenyu
Pemberai nekufara mudei seni mwana wenyu
Ndiyeyuka mukuwasha wandati andiroore ini
Kana musingamude ini ndichamwa wemakonzo
Hiyaaa Hiyaaa

Ndanzwa babamukuru voti mukuwasha murombo
Wadii watsvaga mupfumi agara ane mari kare
Hiyaaa Hiyaaa

Mungamuramba zvenyu asi ndiyeyu wandada
Chidamoyo kwandiri hamba yakada makwati
Zvandinovimbisa kwamuri hazvinei murombo
Mwari vatisanganisa vanoziva ramangwana redu

(Macheso power, level)

Vabereki musadaro nemi vehukama musadaro
Musaite semakawanana mose muri mumari
Havasi vose vakawanana dzose dziri shoroma
Hoohooo ohh

Vabereki musadaro nemi vehukama musadaro
Musaite semakawanana mose muri mumari
Havasi vose vakawanana dzose dziri shoroma
Hoohooo ohh

Noel Nyazanda (samu samu)
Lucky Mumiriki (samu samu)
Thomson Chauke (samu samu)
Joe Kasamba (samu samu)
Samuel Mugede (samu samu)
Musa Hope (samu samu)
Elton Muropa (samu samu)
Alick Macheso (samu samu)
Rochie Fatiya (samu samu)
Vana veMberikwazvo (samu samu)

Vabereki musadaro
Musaite semakawanana mose muri mumari
Vehukama musadaro
Havasi vose vakawanana dzose dziri shoroma

Ndakazviwanira wangu asinei newamaida imiwoo
Ndakazviwanira wangu asinei newamaida imiwoo
Kana iri pfuma inouya tave pamwe
Kana iri pfuma inouya tave pamwe

Havasi vose vakawanana vari vapfumi kare
Havasi vose vakawanana vari vapfumi kare
Mupfumi kare bodo ndichagara ndirimutyiswa, pamba pangu
Mupfumi kare bodo ndichagara ndirimutyiswa, pamba pangu

Handina rusununguko ndakazviwana zviripo
Mhai pamba pangu
Handina rusununguko ndakazviwana zviripo
Mhai pamba pangu iniwoo
Mhaiwoo pamba pangu iniwoo
Oh, mhai pamba pangu

โฑ๏ธ Synced Lyrics

[00:55.32] Ndauya naye Ndiropina wandati muroora wenyu
[00:59.40] Pemberai nekufara mudei seni mwana wenyu
[01:11.39] Ndiyeyuka mukuwasha wandati andiroore ini
[01:15.26] Kana musingamude ini ndichamwa wemakonzo
[01:20.76] Hiyaaa Hiyaaa
[01:27.14] Ndanzwa babamukuru voti mukuwasha murombo
[01:30.91] Wadii watsvaga mupfumi agara ane mari kare
[01:36.37] Hiyaaa Hiyaaa
[01:42.81] Mungamuramba zvenyu asi ndiyeyu wandada
[01:46.52] Chidamoyo kwandiri hamba yakada makwati
[01:50.64] Zvandinovimbisa kwamuri hazvinei murombo
[01:54.44] Mwari vatisanganisa vanoziva ramangwana redu
[02:00.32]
[02:31.01] (Macheso power, level)
[02:36.05] Vabereki musadaro nemi vehukama musadaro
[02:39.98] Musaite semakawanana mose muri mumari
[02:43.73] Havasi vose vakawanana dzose dziri shoroma
[02:48.36] Hoohooo ohh
[02:51.65] Vabereki musadaro nemi vehukama musadaro
[02:55.49] Musaite semakawanana mose muri mumari
[02:59.12] Havasi vose vakawanana dzose dziri shoroma
[03:03.56] Hoohooo ohh
[03:10.47] Noel Nyazanda (samu samu)
[03:12.65] Lucky Mumiriki (samu samu)
[03:14.36] Thomson Chauke (samu samu)
[03:16.30] Joe Kasamba (samu samu)
[03:18.27] Samuel Mugede (samu samu)
[03:20.23] Musa Hope (samu samu)
[03:22.00] Elton Muropa (samu samu)
[03:24.17] Alick Macheso (samu samu)
[03:25.85] Rochie Fatiya (samu samu)
[03:27.72] Vana veMberikwazvo (samu samu)
[03:31.36]
[04:21.71] Vabereki musadaro
[04:24.25] Musaite semakawanana mose muri mumari
[04:29.51] Vehukama musadaro
[04:31.97] Havasi vose vakawanana dzose dziri shoroma
[04:41.01] Ndakazviwanira wangu asinei newamaida imiwoo
[04:48.46] Ndakazviwanira wangu asinei newamaida imiwoo
[04:56.38] Kana iri pfuma inouya tave pamwe
[05:04.19] Kana iri pfuma inouya tave pamwe
[05:11.77] Havasi vose vakawanana vari vapfumi kare
[05:19.40] Havasi vose vakawanana vari vapfumi kare
[05:27.13] Mupfumi kare bodo ndichagara ndirimutyiswa, pamba pangu
[05:34.81] Mupfumi kare bodo ndichagara ndirimutyiswa, pamba pangu
[05:42.71] Handina rusununguko ndakazviwana zviripo
[05:47.28] Mhai pamba pangu
[05:50.50] Handina rusununguko ndakazviwana zviripo
[05:54.85] Mhai pamba pangu iniwoo
[05:58.55] Mhaiwoo pamba pangu iniwoo
[06:02.55] Oh, mhai pamba pangu
[06:06.65]

โญ Rate These Lyrics

โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†
Average: 0.0/5 โ€ข 0 ratings