Ndouya Nei
๐ต 1002 characters
โฑ๏ธ 4:21 duration
๐ ID: 11299166
๐ Lyrics
Ndichauya neiko baba
pamberi pashe ndichauya neiko ini Jehovah

kana ndouya kuzomupfugamira
kana ndokotama pamberi penyu baba
kana ndosvika panzvimbo yokusangana ndichiuya
kuimba yenyu baba kuzonamata, kuzorumbidza mwari wangu
Ndanga ndafunga ini irindarama ndarama inokosha ndigokupai izhinji
kwazvo imba yenyu ive yakapfuma kuve
namakomo nendarama kunganzi ndikokutenda here
Vatangatichiti vangavamafuta baba tikupei
zvose zvenyika ino dzive nzizi dzinezvuru zvinegumi
imba yenyu ive yakapfuma kunganzi ndikokutenda here
Naizvo chete ndimwari uyu asinei nepfuma nezvese zvepasi pano ndivo
mwari vanoera mabasa emunhu kani ishe
anoda ruenzaniso mwari anoda moyo chena
tirisu vemosho zhinji tikupei gondobwe dzenyika ino
imba yenyu baba ive yakapfuma kuve namazana namapoka amakwai
kunganzi ndikokugona here

The End