Home ๐ŸŽฌ Bollywood ๐ŸŽต Pakistani ๐ŸŽค English Pop

Zvotoita Kuno

๐Ÿ‘ค Ti Gonzi โ€ข ๐ŸŽผ Zvotoita Kuno โ€ข โฑ๏ธ 4:36
๐ŸŽต 3317 characters
โฑ๏ธ 4:36 duration
๐Ÿ†” ID: 11372908

๐Ÿ“œ Lyrics

Rare Muzik
Haa TiGonzi kana wazogara
Pane song yawakaita inonzi 'Madhunamutuna'
Haa song iyoyo yakaipa baba
Because ukatarisa zvirikuitika pasi rino rese ka
Haa zvinhu zvacho zvakangooma
Unogona kutonzwa kuti, kana kuti
Mdhara ari kurara nemwana wake

Unogona kunzwa kuti kana kuti
Hanzvadzi nehandzvadzi vane mwana
Ende zveshuwa pandakanzwa song iya
Ndakanyatsoona kuti, ahh, baba mune chipo mdhara
Mune chipo, ende unonyatsonzwa kuti
Zvinhu zvawaitaura zviri real, zviri kutoitika
Haa inondibata song yekuti 'Madhunamutuna'

(Imwe mbeu) zvotoita kuno, zvotoita kuno, zvotoita kuno
(Zvobaya kunge pfumo)
Zvotoita kuno (Infinity ha-ha-ha) zvotoita kuno zvotoita kuno
(Aya ndiwo magumo)
Zvotoita kuno (iyaho) zvotoita kuno (iyaho) zvotoita kuno

(Iyahonde, pasina mvumo)
Zvotoita kuno (iyaho) zvotoita kuno (iyaho) zvotoita kuno isu
(Iyahonde ndoya tsumo)
Zvotoita kuno (iyaho) zvotoita kuno (iyaho) zvotoita kuno imi
(Unokanda mapfumo) aiwa, ah

(Herere, herere pakuitika madhunamutuna)
Vanhu vose vozviita ana muzvina fundo
(Herere, herere pakuitika madhunamutuna)
Pasi parohwa nesando, pasi parohwa nenyundo

We party all night (all night, all night) sleep all day (sleep all day)
Izvo zvirwere zvatadzwa nema-Doctor, Sly kana Dre (kana Dre)
Mabhebhi achitengesa (hanzi), hanzi, "Tiri OK"
Chero kusina bhora, zuva haripere usina kuona Mugeyi
I can't believe this, chingwa chiripo, but hapachisina piece

Vamwe vatova ma-earthist, kuzviita varidzi ve-Earth
Zvondi-shocker Chris
Maskero tinawo but takuenderera (ah)
Hatisisina kana chinhu chinoyera (ah)
Hutaurirwa hunyimwa, huyai muzvionere (please)

Varoyi vawanda, mapere haapere (imi)
Makatisika newenyu nemufananidzo, Mwari
Asi takunamata mifananidzo, Mwari
Aya ndoo madhunamutuna, makuna-kuna
But hakuna, hakuna Infinity

(Herere, herere pakuitika madhunamutuna)
Vanhu vese vozviita ana muzvinafundo
(Herere, herere pakuitika madhunamutuna)
Pasi parohwa nesando, pasi parohwa nenyundo

Iyi ihondo, matroops achiitwa let loose
Hazvisisiri izvo tozviona paNews
Whole world kupfeka mask, nekuda kwe-Corona
But look we (look we) thought
Hakuna zvimwe zvirwere zvichazongonyuka bvunzai kwaMunyukwi

Takungoudzwa nezve ma-rights, boys, ma-rights marudyi
Muporofita uko, nรกnga uko, vachiudzana kuti, "Handikutyi"
Mupfumi achiita mari, ashandirwa nevarombo
Hatichakandirana mari, takukandirana matombo
Nehanda Nyakasikana, Zambezi to Limpopo
Vakugova vega, munda wamakasiya riri gombo

Ndikakuudzai zvavakandiita, munochema
Ndirikumisidzana nevanhu vanorema
Ndikakuudzai zvese ndozoita hwaMaskiri
Wekunzi, "Ifodya dzipi dzauri kubhema?"
Ndochema nemi Mwari, pamuri ndiri dependent
Satan ndichamu-raver pandichaita Reverend

(Herere, herere pakuitika madhunamutuna)
Vanhu vese vozviita ana muzvina fundo
(Herere, herere pakuitika madhunamutuna)
Pasi parohwa nesando, pasi parohwa nenyundo

(Teteguru woye)
Ingori herere, herere, herere, herere
(Teteguru woye)
Angori mangwenjere, ngwenjere, ngwenjere, ngwenjere

(Teteguru woye)
Ingori herere, herere, herere, herere
(Teteguru woye)
Angori mangwenjere, ngwenjere, ngwenjere, ngwenjere

(Herere, herere pakuitika madhunamutuna)
Zvotoita kuno
(Pakuitika madhunamutuna)
(Herere) zvotoita kuno (herere pakuitika madhunamutuna)
Zvotoita kuno imi

Ehe asi unofanirwa kugara uchingoziva kuti
Comic Pastor ndivo mambo we-HipHop

โฑ๏ธ Synced Lyrics

[00:00.05] Rare Muzik
[00:04.75] Haa TiGonzi kana wazogara
[00:06.68] Pane song yawakaita inonzi 'Madhunamutuna'
[00:09.83] Haa song iyoyo yakaipa baba
[00:12.12] Because ukatarisa zvirikuitika pasi rino rese ka
[00:15.04] Haa zvinhu zvacho zvakangooma
[00:16.70] Unogona kutonzwa kuti, kana kuti
[00:17.98] Mdhara ari kurara nemwana wake
[00:19.87] Unogona kunzwa kuti kana kuti
[00:22.02] Hanzvadzi nehandzvadzi vane mwana
[00:24.03] Ende zveshuwa pandakanzwa song iya
[00:25.32] Ndakanyatsoona kuti, ahh, baba mune chipo mdhara
[00:28.11] Mune chipo, ende unonyatsonzwa kuti
[00:31.59] Zvinhu zvawaitaura zviri real, zviri kutoitika
[00:34.72] Haa inondibata song yekuti 'Madhunamutuna'
[00:38.53] (Imwe mbeu) zvotoita kuno, zvotoita kuno, zvotoita kuno
[00:45.77] (Zvobaya kunge pfumo)
[00:48.25] Zvotoita kuno (Infinity ha-ha-ha) zvotoita kuno zvotoita kuno
[00:55.02] (Aya ndiwo magumo)
[00:57.62] Zvotoita kuno (iyaho) zvotoita kuno (iyaho) zvotoita kuno
[01:03.88] (Iyahonde, pasina mvumo)
[01:06.59] Zvotoita kuno (iyaho) zvotoita kuno (iyaho) zvotoita kuno isu
[01:13.20] (Iyahonde ndoya tsumo)
[01:16.13] Zvotoita kuno (iyaho) zvotoita kuno (iyaho) zvotoita kuno imi
[01:22.76] (Unokanda mapfumo) aiwa, ah
[01:25.26] (Herere, herere pakuitika madhunamutuna)
[01:30.29] Vanhu vose vozviita ana muzvina fundo
[01:34.42] (Herere, herere pakuitika madhunamutuna)
[01:39.08] Pasi parohwa nesando, pasi parohwa nenyundo
[01:43.58] We party all night (all night, all night) sleep all day (sleep all day)
[01:48.36] Izvo zvirwere zvatadzwa nema-Doctor, Sly kana Dre (kana Dre)
[01:52.83] Mabhebhi achitengesa (hanzi), hanzi, "Tiri OK"
[01:57.13] Chero kusina bhora, zuva haripere usina kuona Mugeyi
[02:01.04] I can't believe this, chingwa chiripo, but hapachisina piece
[02:05.27] Vamwe vatova ma-earthist, kuzviita varidzi ve-Earth
[02:08.75] Zvondi-shocker Chris
[02:10.19] Maskero tinawo but takuenderera (ah)
[02:12.69] Hatisisina kana chinhu chinoyera (ah)
[02:14.63] Hutaurirwa hunyimwa, huyai muzvionere (please)
[02:17.17] Varoyi vawanda, mapere haapere (imi)
[02:19.50] Makatisika newenyu nemufananidzo, Mwari
[02:22.07] Asi takunamata mifananidzo, Mwari
[02:24.58] Aya ndoo madhunamutuna, makuna-kuna
[02:27.21] But hakuna, hakuna Infinity
[02:29.98] (Herere, herere pakuitika madhunamutuna)
[02:34.50] Vanhu vese vozviita ana muzvinafundo
[02:39.05] (Herere, herere pakuitika madhunamutuna)
[02:43.75] Pasi parohwa nesando, pasi parohwa nenyundo
[02:47.25] Iyi ihondo, matroops achiitwa let loose
[02:49.47] Hazvisisiri izvo tozviona paNews
[02:51.87] Whole world kupfeka mask, nekuda kwe-Corona
[02:55.14] But look we (look we) thought
[02:57.07] Hakuna zvimwe zvirwere zvichazongonyuka bvunzai kwaMunyukwi
[03:01.57] Takungoudzwa nezve ma-rights, boys, ma-rights marudyi
[03:06.08] Muporofita uko, nรกnga uko, vachiudzana kuti, "Handikutyi"
[03:10.13] Mupfumi achiita mari, ashandirwa nevarombo
[03:12.13] Hatichakandirana mari, takukandirana matombo
[03:14.88] Nehanda Nyakasikana, Zambezi to Limpopo
[03:16.96] Vakugova vega, munda wamakasiya riri gombo
[03:19.22] Ndikakuudzai zvavakandiita, munochema
[03:21.87] Ndirikumisidzana nevanhu vanorema
[03:23.82] Ndikakuudzai zvese ndozoita hwaMaskiri
[03:26.36] Wekunzi, "Ifodya dzipi dzauri kubhema?"
[03:28.60] Ndochema nemi Mwari, pamuri ndiri dependent
[03:30.87] Satan ndichamu-raver pandichaita Reverend
[03:34.43] (Herere, herere pakuitika madhunamutuna)
[03:39.26] Vanhu vese vozviita ana muzvina fundo
[03:43.86] (Herere, herere pakuitika madhunamutuna)
[03:48.21] Pasi parohwa nesando, pasi parohwa nenyundo
[03:52.29] (Teteguru woye)
[03:54.73] Ingori herere, herere, herere, herere
[03:56.82] (Teteguru woye)
[03:59.17] Angori mangwenjere, ngwenjere, ngwenjere, ngwenjere
[04:01.12] (Teteguru woye)
[04:03.73] Ingori herere, herere, herere, herere
[04:05.94] (Teteguru woye)
[04:08.43] Angori mangwenjere, ngwenjere, ngwenjere, ngwenjere
[04:11.49] (Herere, herere pakuitika madhunamutuna)
[04:15.99] Zvotoita kuno
[04:18.40] (Pakuitika madhunamutuna)
[04:20.56] (Herere) zvotoita kuno (herere pakuitika madhunamutuna)
[04:25.26] Zvotoita kuno imi
[04:29.23] Ehe asi unofanirwa kugara uchingoziva kuti
[04:31.34] Comic Pastor ndivo mambo we-HipHop
[04:34.34]

โญ Rate These Lyrics

โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†
Average: 0.0/5 โ€ข 0 ratings