Nyaya Yerudo
๐ต 1316 characters
โฑ๏ธ 3:28 duration
๐ ID: 11482287
๐ Lyrics
Unondiwana ndakamira panzvimbo iye
Ndenge ndimire
Ndenge ndirimo muchimana
Unondiwana ndakamira panzvimbo iye
Ndenge ndimire
Ndenge ndirimo muchimana
Ruva rangu, uri chiedza
Nekuti ndiwe mwenje wangu
Mudima rezhizha
Svovi yangu, uri hupenyu
Nekuti ndiwe mvura yangu
Inoyerera zvisina shungu
Zvakaipa zvose zvoyeredzwa
Nepaunotsika hapakukanganwe
Inyaya yerudo mhai
Inyaya yerudo inopa kudai
Inyaya yerudo mhai
Inyaya yerudo inopa kudai
Zambuko tichagara tayambuka
Shanduko tichakumbira kudenga
Mbereko ukandipa vana unenge wandipa humambo
Pembera, pembera
Ruva rangu, uri chiedza
Nekuti ndiwe mwenje wangu
Mudima rezhizha
Svovi yangu, uri hupenyu
Nekuti ndiwe mvura yangu
Inoyerera zvisina shungu
Zvakaipa zvose zvoyeredzwa
Nepaunotsika hapakukanganwe
Inyaya yerudo mhai
Inyaya yerudo inopa kudai
Inyaya yerudo mhai
Inyaya yerudo inopa kudai
Chada moyo chine nharo
Chinoda mhinduro
Usawora moyo kanga nyama
Ndichasvika mauro
Ahunde, ahunde
Ndichaimba karwiyo
Nemoyo wakachena semwedzi wechirimo
Unondiwana
Ndakamira panzvimbo iye
Ndenge ndimire
Ndenge ndirimo muchimana
Unondiwana
Ndakamira panzvimbo iye
Ndenge ndimire
Ndenge ndirimo muchimana
Inyaya yerudo mhai
Inyaya yerudo inopa kudai
Inyaya yerudo mhai
Inyaya yerudo inopa kudai
Kuseri seri
Kuseri seri
Kwemoyo wangu
Kuseri seri
Kwemoyo wangu
Oh! Mhai
Ndenge ndimire
Ndenge ndirimo muchimana
Unondiwana ndakamira panzvimbo iye
Ndenge ndimire
Ndenge ndirimo muchimana
Ruva rangu, uri chiedza
Nekuti ndiwe mwenje wangu
Mudima rezhizha
Svovi yangu, uri hupenyu
Nekuti ndiwe mvura yangu
Inoyerera zvisina shungu
Zvakaipa zvose zvoyeredzwa
Nepaunotsika hapakukanganwe
Inyaya yerudo mhai
Inyaya yerudo inopa kudai
Inyaya yerudo mhai
Inyaya yerudo inopa kudai
Zambuko tichagara tayambuka
Shanduko tichakumbira kudenga
Mbereko ukandipa vana unenge wandipa humambo
Pembera, pembera
Ruva rangu, uri chiedza
Nekuti ndiwe mwenje wangu
Mudima rezhizha
Svovi yangu, uri hupenyu
Nekuti ndiwe mvura yangu
Inoyerera zvisina shungu
Zvakaipa zvose zvoyeredzwa
Nepaunotsika hapakukanganwe
Inyaya yerudo mhai
Inyaya yerudo inopa kudai
Inyaya yerudo mhai
Inyaya yerudo inopa kudai
Chada moyo chine nharo
Chinoda mhinduro
Usawora moyo kanga nyama
Ndichasvika mauro
Ahunde, ahunde
Ndichaimba karwiyo
Nemoyo wakachena semwedzi wechirimo
Unondiwana
Ndakamira panzvimbo iye
Ndenge ndimire
Ndenge ndirimo muchimana
Unondiwana
Ndakamira panzvimbo iye
Ndenge ndimire
Ndenge ndirimo muchimana
Inyaya yerudo mhai
Inyaya yerudo inopa kudai
Inyaya yerudo mhai
Inyaya yerudo inopa kudai
Kuseri seri
Kuseri seri
Kwemoyo wangu
Kuseri seri
Kwemoyo wangu
Oh! Mhai
โฑ๏ธ Synced Lyrics
[00:09.43] Unondiwana ndakamira panzvimbo iye
[00:12.88] Ndenge ndimire
[00:14.85] Ndenge ndirimo muchimana
[00:17.53] Unondiwana ndakamira panzvimbo iye
[00:21.87] Ndenge ndimire
[00:23.77] Ndenge ndirimo muchimana
[00:26.45] Ruva rangu, uri chiedza
[00:30.16] Nekuti ndiwe mwenje wangu
[00:32.56] Mudima rezhizha
[00:34.65] Svovi yangu, uri hupenyu
[00:38.96] Nekuti ndiwe mvura yangu
[00:41.02] Inoyerera zvisina shungu
[00:43.59] Zvakaipa zvose zvoyeredzwa
[00:48.13] Nepaunotsika hapakukanganwe
[00:52.15] Inyaya yerudo mhai
[00:55.14] Inyaya yerudo inopa kudai
[01:00.68] Inyaya yerudo mhai
[01:03.53] Inyaya yerudo inopa kudai
[01:10.42] Zambuko tichagara tayambuka
[01:14.64] Shanduko tichakumbira kudenga
[01:18.71] Mbereko ukandipa vana unenge wandipa humambo
[01:25.08] Pembera, pembera
[01:27.47] Ruva rangu, uri chiedza
[01:31.02] Nekuti ndiwe mwenje wangu
[01:33.53] Mudima rezhizha
[01:35.72] Svovi yangu, uri hupenyu
[01:40.01] Nekuti ndiwe mvura yangu
[01:42.29] Inoyerera zvisina shungu
[01:44.51] Zvakaipa zvose zvoyeredzwa
[01:48.93] Nepaunotsika hapakukanganwe
[01:53.27] Inyaya yerudo mhai
[01:55.35] Inyaya yerudo inopa kudai
[02:00.62] Inyaya yerudo mhai
[02:04.42] Inyaya yerudo inopa kudai
[02:09.79] Chada moyo chine nharo
[02:14.00] Chinoda mhinduro
[02:15.70] Usawora moyo kanga nyama
[02:17.83] Ndichasvika mauro
[02:20.17] Ahunde, ahunde
[02:22.26] Ndichaimba karwiyo
[02:24.29] Nemoyo wakachena semwedzi wechirimo
[02:28.52] Unondiwana
[02:30.38] Ndakamira panzvimbo iye
[02:33.08] Ndenge ndimire
[02:34.66] Ndenge ndirimo muchimana
[02:36.83] Unondiwana
[02:39.43] Ndakamira panzvimbo iye
[02:41.44] Ndenge ndimire
[02:43.37] Ndenge ndirimo muchimana
[02:45.45] Inyaya yerudo mhai
[02:47.89] Inyaya yerudo inopa kudai
[02:53.18] Inyaya yerudo mhai
[02:58.63] Inyaya yerudo inopa kudai
[03:02.66] Kuseri seri
[03:07.00] Kuseri seri
[03:11.57] Kwemoyo wangu
[03:14.58] Kuseri seri
[03:18.91] Kwemoyo wangu
[03:21.27] Oh! Mhai
[03:22.60]
[00:12.88] Ndenge ndimire
[00:14.85] Ndenge ndirimo muchimana
[00:17.53] Unondiwana ndakamira panzvimbo iye
[00:21.87] Ndenge ndimire
[00:23.77] Ndenge ndirimo muchimana
[00:26.45] Ruva rangu, uri chiedza
[00:30.16] Nekuti ndiwe mwenje wangu
[00:32.56] Mudima rezhizha
[00:34.65] Svovi yangu, uri hupenyu
[00:38.96] Nekuti ndiwe mvura yangu
[00:41.02] Inoyerera zvisina shungu
[00:43.59] Zvakaipa zvose zvoyeredzwa
[00:48.13] Nepaunotsika hapakukanganwe
[00:52.15] Inyaya yerudo mhai
[00:55.14] Inyaya yerudo inopa kudai
[01:00.68] Inyaya yerudo mhai
[01:03.53] Inyaya yerudo inopa kudai
[01:10.42] Zambuko tichagara tayambuka
[01:14.64] Shanduko tichakumbira kudenga
[01:18.71] Mbereko ukandipa vana unenge wandipa humambo
[01:25.08] Pembera, pembera
[01:27.47] Ruva rangu, uri chiedza
[01:31.02] Nekuti ndiwe mwenje wangu
[01:33.53] Mudima rezhizha
[01:35.72] Svovi yangu, uri hupenyu
[01:40.01] Nekuti ndiwe mvura yangu
[01:42.29] Inoyerera zvisina shungu
[01:44.51] Zvakaipa zvose zvoyeredzwa
[01:48.93] Nepaunotsika hapakukanganwe
[01:53.27] Inyaya yerudo mhai
[01:55.35] Inyaya yerudo inopa kudai
[02:00.62] Inyaya yerudo mhai
[02:04.42] Inyaya yerudo inopa kudai
[02:09.79] Chada moyo chine nharo
[02:14.00] Chinoda mhinduro
[02:15.70] Usawora moyo kanga nyama
[02:17.83] Ndichasvika mauro
[02:20.17] Ahunde, ahunde
[02:22.26] Ndichaimba karwiyo
[02:24.29] Nemoyo wakachena semwedzi wechirimo
[02:28.52] Unondiwana
[02:30.38] Ndakamira panzvimbo iye
[02:33.08] Ndenge ndimire
[02:34.66] Ndenge ndirimo muchimana
[02:36.83] Unondiwana
[02:39.43] Ndakamira panzvimbo iye
[02:41.44] Ndenge ndimire
[02:43.37] Ndenge ndirimo muchimana
[02:45.45] Inyaya yerudo mhai
[02:47.89] Inyaya yerudo inopa kudai
[02:53.18] Inyaya yerudo mhai
[02:58.63] Inyaya yerudo inopa kudai
[03:02.66] Kuseri seri
[03:07.00] Kuseri seri
[03:11.57] Kwemoyo wangu
[03:14.58] Kuseri seri
[03:18.91] Kwemoyo wangu
[03:21.27] Oh! Mhai
[03:22.60]