Ndichakudza Sei?
๐ต 1127 characters
โฑ๏ธ 5:36 duration
๐ ID: 11486637
๐ Lyrics
Ndizvo chete zvandinoda
Kukutaurira
asi ndashaya mazwi
Ndizvo chete zvandinoda
Kukutaurira
asi ndashaya mazwi
Ndizvo chete zvandinoda
Kukutaurira
asi ndashaya mazwi
Ndongotarisa
Richinyura
Rimwe Zuva
Ndichamuudza chete
Ndongotarisa
Richinyura
Rimwe Zuva
Ndichamuudza chete
Ndatarisa, musikana
wakanaka, wandinoda
Rudo rwake
Runondifadza
moyo wangu, ndaperera
urikupiko? (kupiko?)
Ndakutsvaga ndakushaya
Urikupiko? (kupiko)
Hona ndoita seBenzi!
Ndizvo chete zvandinoda
Kukutaurira
asi ndashaya mazwi
Ndizvo chete zvandinoda
Kukutaurira
asi ndashaya mazwi
Ndongotarisa
Richinyura
Rimwe Zuva
Ndichamuudza chete
Ndongotarisa
Richinyura
Rimwe Zuva
Ndichamuudza chete
Hona pasi zvapadai
Tichasiyaniswa nenhamo nhai
Kutamba hangu iwe Chenai
Tichasiyaniswa nenguva nhai
Chokwadi dai ndakaziva haitungamiri
Nhamo yekunyara ini handingaifire
Chokwadi dai ndakaziva haitumgamiri
Nhamo yekunyara handingaifire
Ndizvo chete zvandinoda
Kukutaurira
asi ndashaya mazwi
Ndizvo chete zvandinoda
Kukutaurira
asi ndashaya mazwi
Ndongotarisa
Richinyura
Rimwe Zuva
Ndichamuudza chete
Ndongotarisa
Richinyura
Rimwe Zuva
Ndichamuudza chete
Kukutaurira
asi ndashaya mazwi
Ndizvo chete zvandinoda
Kukutaurira
asi ndashaya mazwi
Ndizvo chete zvandinoda
Kukutaurira
asi ndashaya mazwi
Ndongotarisa
Richinyura
Rimwe Zuva
Ndichamuudza chete
Ndongotarisa
Richinyura
Rimwe Zuva
Ndichamuudza chete
Ndatarisa, musikana
wakanaka, wandinoda
Rudo rwake
Runondifadza
moyo wangu, ndaperera
urikupiko? (kupiko?)
Ndakutsvaga ndakushaya
Urikupiko? (kupiko)
Hona ndoita seBenzi!
Ndizvo chete zvandinoda
Kukutaurira
asi ndashaya mazwi
Ndizvo chete zvandinoda
Kukutaurira
asi ndashaya mazwi
Ndongotarisa
Richinyura
Rimwe Zuva
Ndichamuudza chete
Ndongotarisa
Richinyura
Rimwe Zuva
Ndichamuudza chete
Hona pasi zvapadai
Tichasiyaniswa nenhamo nhai
Kutamba hangu iwe Chenai
Tichasiyaniswa nenguva nhai
Chokwadi dai ndakaziva haitungamiri
Nhamo yekunyara ini handingaifire
Chokwadi dai ndakaziva haitumgamiri
Nhamo yekunyara handingaifire
Ndizvo chete zvandinoda
Kukutaurira
asi ndashaya mazwi
Ndizvo chete zvandinoda
Kukutaurira
asi ndashaya mazwi
Ndongotarisa
Richinyura
Rimwe Zuva
Ndichamuudza chete
Ndongotarisa
Richinyura
Rimwe Zuva
Ndichamuudza chete