Home ๐ŸŽฌ Bollywood ๐ŸŽต Pakistani ๐ŸŽค English Pop

Compass Yemangoma

๐Ÿ‘ค Winky D โ€ข ๐ŸŽผ Life Yangu โ€ข โฑ๏ธ 3:14
๐ŸŽต 2619 characters
โฑ๏ธ 3:14 duration
๐Ÿ†” ID: 11657388

๐Ÿ“œ Lyrics

Layaan
MuSoja
Ah di Master

Vamwe vari munzira kuenda kunotsvaga Sangoma
Ndiri mustudio kufaya mangoma
Nhaiwe Jeeperz vatipe hapana zvidhoma
Kunenge kudada, haiwa kugona
Kufamba negap
Layaan, ndisu tine map
Vamwe varikumanikidza, zvaramba
Ndopatoti; 'Tirikubata mangoma rape'

Tiri muCompass Yemangoma
Vane maziso ndovimba mazviona
Mikombe mishanu maiona
Pakashanda dikita saka hazvaikona
Ndavafararira seutachiona
Ndakambovatipa handife ndakadonha
Ndakatumwa naMwari saka handirambe saJonah
NdezvaMwari hazvisi zvekutenga saMadonna

Handishande nemapiritsi kunge Maradona
Ndirisober, ndinopinda nyangwe zvakaoma
Harisi zuva rimwechete rakavaka Roma
Zvakatora makore kuti tizozvigona
Chiona Layaan, Bigman vaina Jeeperz
Tirivatatu kunge mastripes eAdidas
Takamatchesa mat-shirt akanzi; 'The Ninjas'
Tirimo muHerald pamwe nemuFingers
Watch mbiri muruoko kuitira zvikati
Layaan ari muHonda ini muLiberty
Mangoma mubooty, mhanya nedelivery
Tatova mukati hapachina recovery

Vamwe vari munzira kuenda kunotsvaga Sangoma
Ndiri mustudio kufaya mangoma
Nhaiwe Jeeperz vatipe hapana zvidhoma
Kunenge kudada, haiwa kugona
Kufamba negap
Layaan, ndisu tine map
Vamwe varikumanikidza, zvaramba
Ndopatoti; 'Tirikubata mangoma rape'

Tiri muCompass Yemangoma
Vane maziso ndovimba mazviona
Mikombe mishanu maiona
Pakashanda dikita saka hazvaikona
Ndavafararira seutachiona
Ndakambovatipa handife ndakadonha
Ndakatumwa naMwari saka handirambe saJonah
NdezvaMwari hazvisi zvekutenga saMadonna

Ndovimba mazviona kuti godo harisi bho
Kana munhu achiita yake, siya so
Vanorwadziwa vakanzwa kutizvoni ndiri patour
Vanovengera Chiyangwa company yake Pinnacle
Ukaona vachiuya, Layaan mhanya kiya door
Usavasekerere ndivana Diablo
Nechemukati vakugaya kukudzipa pagurokuro
Ndakavaona kubva kudhara havana chiyamuro
Chiona Layaan, Bigman vaina Jeeperz
Tirivatatu kunge mastripes eAdidas
Takamatchesa mat-shirt akanzi; 'The Ninjas'
Tirimo muHerald pamwe nemuFingers
Watch mbiri muruoko kuitira zvikati
Layaan ari muHonda ini muLiberty
Mangoma mubooty, mhanya nedelivery
Tatova mukati hapachina recovery

Vamwe vari munzira kuenda kunotsvaga Sangoma
Ndiri mustudio kufaya mangoma
Nhaiwe Jeeperz vatipe hapana zvidhoma
Kunenge kudada, haiwa kugona
Kufamba negap
Layaan, ndisu tine map
Vamwe varikumanikidza, zvaramba
Ndopatoti; 'Tirikubata mangoma rape'

Tiri muCompass Yemangoma
Vane maziso ndovimba mazviona
Mikombe mishanu maiona
Pakashanda dikita saka hazvaikona
Ndavafararira seutachiona
Ndakambovatipa handife ndakadonha
Ndakatumwa naMwari saka handirambe saJonah
NdezvaMwari hazvisi zvekutenga saMadonna

Mangoma mubooty, mhanya nedelivery

โญ Rate These Lyrics

โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†
Average: 0.0/5 โ€ข 0 ratings