VAFARISI (feat. BAZOOKA & POPTAIN)
๐ต 2010 characters
โฑ๏ธ 3:14 duration
๐ ID: 11728645
๐ Lyrics
To di world again (Bazooker)
YardBoi
(Jah know)
Ngoma nda-recorder, nda-mixer, nda-master, hanzi havachada ma-demo
But, haisi danger ndiri Gafa rinoteedzera mutemo
Tora ma-picture Bhobho, zvirikuitika ihobho
Dai Mwanakomana aripo, mvura mukutidira yachinjwa kuitwa wine
Zvimoko zvonwira, mangoma orira, zvobva zvatanga kuita whine
Nekuti pano-
Tiri vafarisi, chedu kufara
Tiri vafarisi, musatiridzira mabara
Nekuti party inoyi, i-gap re-happy
Party inoyi i-zhet rekubvisa stress
Tinawo ma-shots nema-bomber asi edu to-diluter ne-Soda
Ariko ma-Quarts haikona kunyara kana uchida zvekufara pinza bvoda
Kumwa zvato-afforda, vanhu vachijamba ngoma kunge border
Vamwe vofarisa, vavekufaisa vakavhara chiso kunge Zobha
Ndiyani iyeye? Hapana amuziya
Ndichamubata pa-Social Media
Nda-order tank remakoovha
Pauya ka-pickup ndinenge ndarigiwa
Vabereki vave kumusha, havasi amai va-sponser party
Taita kanzatu-kanzatu, tadhonza party
(Ooh, heya, yeah) hatimiswe happy
(No, no, no, heya, yeah) ukaona takuti one chibhodhoro
Two zvibhodhoro, three zvibho-
Four zvibhodhoro, five zvibhodhoro, six zvibho-
Tiri vafarisi, chedu kufara
Tiri vafarisi, musatiridzira mabara
Oskid, party inoyi, i-gap re-happy
Party inoyi izhet rekubvisa stress
Kufara kwacho hakuvanzike
Tikatanga panze topedzera indoor
Ndadonha hwahwa haupunzike
Tipei putty nyangwe pasina window
Panapa pa-party kubva masikati, hapana slogan
Foreign paparazzi mamwe ma-party haana door mhani
Hona hutsi harisi tear gas
MaBuyerman asina fear nhasi
Ndaona zvimoko zveKelaz, zvitore picture updater status
Kuprezha kubasa tiri ma-workers
Bhobho azviramba hatidi ma-haters
Panoda vemudanga chete, ndopatombokurukura family matters

โฑ๏ธ Synced Lyrics
[00:03.67] To di world again (Bazooker)
[00:06.98] YardBoi
[00:11.94] (Jah know)
[00:13.47] Ngoma nda-recorder, nda-mixer, nda-master, hanzi havachada ma-demo
[00:17.58] But, haisi danger ndiri Gafa rinoteedzera mutemo
[00:20.69] Tora ma-picture Bhobho, zvirikuitika ihobho
[00:24.84] Dai Mwanakomana aripo, mvura mukutidira yachinjwa kuitwa wine
[00:29.13] Zvimoko zvonwira, mangoma orira, zvobva zvatanga kuita whine
[00:33.28] Nekuti pano-
[00:34.96] Tiri vafarisi, chedu kufara
[00:38.92] Tiri vafarisi, musatiridzira mabara
[00:42.58] Nekuti party inoyi, i-gap re-happy
[00:47.42] Party inoyi i-zhet rekubvisa stress
[00:51.56] Tinawo ma-shots nema-bomber asi edu to-diluter ne-Soda
[00:55.91] Ariko ma-Quarts haikona kunyara kana uchida zvekufara pinza bvoda
[01:00.08] Kumwa zvato-afforda, vanhu vachijamba ngoma kunge border
[01:03.94] Vamwe vofarisa, vavekufaisa vakavhara chiso kunge Zobha
[01:08.06] Ndiyani iyeye? Hapana amuziya
[01:09.86] Ndichamubata pa-Social Media
[01:12.31] Nda-order tank remakoovha
[01:13.89] Pauya ka-pickup ndinenge ndarigiwa
[01:16.24] Vabereki vave kumusha, havasi amai va-sponser party
[01:20.63] Taita kanzatu-kanzatu, tadhonza party
[01:24.58] (Ooh, heya, yeah) hatimiswe happy
[01:28.93] (No, no, no, heya, yeah) ukaona takuti one chibhodhoro
[01:33.94] Two zvibhodhoro, three zvibho-
[01:36.94] Four zvibhodhoro, five zvibhodhoro, six zvibho-
[01:42.34] Tiri vafarisi, chedu kufara
[01:46.59] Tiri vafarisi, musatiridzira mabara
[01:49.90] Oskid, party inoyi, i-gap re-happy
[01:54.99] Party inoyi izhet rekubvisa stress
[01:58.36] Kufara kwacho hakuvanzike
[02:00.17] Tikatanga panze topedzera indoor
[02:02.73] Ndadonha hwahwa haupunzike
[02:04.45] Tipei putty nyangwe pasina window
[02:07.34] Panapa pa-party kubva masikati, hapana slogan
[02:11.52] Foreign paparazzi mamwe ma-party haana door mhani
[02:15.48] Hona hutsi harisi tear gas
[02:17.18] MaBuyerman asina fear nhasi
[02:19.40] Ndaona zvimoko zveKelaz, zvitore picture updater status
[02:23.84] Kuprezha kubasa tiri ma-workers
[02:25.91] Bhobho azviramba hatidi ma-haters
[02:28.07] Panoda vemudanga chete, ndopatombokurukura family matters
[02:32.26] Vabereki vave kumusha, havasi amai va-sponser party
[02:36.37] Taita kanzatu-kanzatu, tadhonza party
[02:40.27] (Ooh, heya, yeah) hatimiswe happy
[02:44.63] (No, no, no, heya, yeah) ukaona takuti one chibhodhoro
[02:49.91] Two zvibhodhoro, three zvibho-
[02:52.73] Four zvibhodhoro, five zvibhodhoro, six zvibho-
[02:57.90] Tiri vafarisi, chedu kufara
[03:02.13] Tiri vafarisi, musatiridzira mabara
[03:05.74]