Home ๐ŸŽฌ Bollywood ๐ŸŽต Pakistani ๐ŸŽค English Pop

Munyaradzi

๐Ÿ‘ค Jah Prayzah โ€ข ๐ŸŽผ Hokoyo โ€ข โฑ๏ธ 4:36
๐ŸŽต 1962 characters
โฑ๏ธ 4:36 duration
๐Ÿ†” ID: 11821331

๐Ÿ“œ Lyrics

Hee chiriyo dzamara tasangana
Wandigumbura, wandigumbura
Wandigumbura, wandigumbura
Ndizvozvo dzamara tasangana
Wandigum-, wandigumbura
Wandigum-, wandigumbura

Ipapo pandaigara
Ipapo dhiya ndipo pawaigarawo
Ipapo pataivata
Dzimwe nguva tairumwa nemarize
Zviri mberi
Taingobvunza Mwari
Mutemberi
Kumberi kunei?

Kunyangwe mvura yekutambudzika
Payaidzika nematama ndaivepo
Kuva munyaradzi
Ndini ndaive munyaradzi
Kuva munyaradzi
Ndini ndaive munyaradzi

Akazondisiya ndirimo munhamo ndega
Tokonyana, tanga tatokonyana
Ko seiko Mwendamberi mayaura mega?
Takonana, tanga tatokonana
Ndakamuti chiriyo, tosangana mberiyo
Takanyana, tanga tatokanyana

Homwe yakazosara yozara nemazana
Tapokana, tanga tatopokana
Asi watokanganwa kamhepo kaitirova muchando?
Gumbeze rimwe chete rawaiziva ndini wako
Wakambotsva maoko nekapoto kasina mubato
Mbuya yakakurapa takaiwana tafamba chinhambo

Inga watovaraidzwa nemaruva semavara eshato
Dai ndaive nemari nguva yacho, ndaingoronga muchato
Vaizongotiona tapota nesango
Dai ndaiva nemari nguva yacho, ndaingoronga muchato
Vaizongotiona tapota nesango
Paizouya mhepo ndini ndaive bako

Kunyangwe mvura yekutambudzika
Payaidzika nematama ndaivepo
Kuva munyaradzi
Ndini ndaive munyaradzi
Kuva munyaradzi
Ndini ndaive Munyaradzi

Akazondisiya ndirimo munhamo ndega
Tokonyana, tanga tatokonyana
Ko seiko Mwendamberi mayaura mega?
Takonana, tanga tatokonana
Ndakamuti chiriyo, tosangana mberiyo
Takanyana, tanga tatokanyana
Homwe yakazosara yozara nemazana
Tapokana, tanga tatopokana

Haiwa hurombo mukoma, ndainge ndakashoreka
Asi muhana tainge tavaka hukama
Ndoyedza kuvata wanike kwayedza
Varume, koo inga kwachena?
Asi handina chiedza

Zvese zviye, zvese zviye
Kwaingova kutungana kwembudzi varume
Anouya kuhope ndirere
Hope dzacho ndedzerume rudzi varume
Zvese zviye, zvese zviye (here zvaguma)
Kwaingova kutungana kwembudzi varume (here zvapera)
Anouya kuhope ndirere (zvaguma)
Hope dzacho ndedzerume rudzi varume (here zvapera)

โฑ๏ธ Synced Lyrics

[00:02.77] Hee chiriyo dzamara tasangana
[00:08.75] Wandigumbura, wandigumbura
[00:12.16] Wandigumbura, wandigumbura
[00:15.80] Ndizvozvo dzamara tasangana
[00:21.57] Wandigum-, wandigumbura
[00:25.43] Wandigum-, wandigumbura
[00:29.00] Ipapo pandaigara
[00:32.77] Ipapo dhiya ndipo pawaigarawo
[00:36.56] Ipapo pataivata
[00:39.93] Dzimwe nguva tairumwa nemarize
[00:43.60] Zviri mberi
[00:44.85] Taingobvunza Mwari
[00:47.51] Mutemberi
[00:48.87] Kumberi kunei?
[00:51.11] Kunyangwe mvura yekutambudzika
[00:54.66] Payaidzika nematama ndaivepo
[00:58.28] Kuva munyaradzi
[01:01.29] Ndini ndaive munyaradzi
[01:05.67] Kuva munyaradzi
[01:08.60] Ndini ndaive munyaradzi
[01:13.13] Akazondisiya ndirimo munhamo ndega
[01:16.51] Tokonyana, tanga tatokonyana
[01:20.41] Ko seiko Mwendamberi mayaura mega?
[01:24.28] Takonana, tanga tatokonana
[01:27.50] Ndakamuti chiriyo, tosangana mberiyo
[01:31.45] Takanyana, tanga tatokanyana
[01:34.85] Homwe yakazosara yozara nemazana
[01:38.95] Tapokana, tanga tatopokana
[01:42.45] Asi watokanganwa kamhepo kaitirova muchando?
[01:46.38] Gumbeze rimwe chete rawaiziva ndini wako
[01:50.02] Wakambotsva maoko nekapoto kasina mubato
[01:53.52] Mbuya yakakurapa takaiwana tafamba chinhambo
[01:57.33] Inga watovaraidzwa nemaruva semavara eshato
[02:01.18] Dai ndaive nemari nguva yacho, ndaingoronga muchato
[02:04.83] Vaizongotiona tapota nesango
[02:08.50] Dai ndaiva nemari nguva yacho, ndaingoronga muchato
[02:12.13] Vaizongotiona tapota nesango
[02:15.53] Paizouya mhepo ndini ndaive bako
[02:19.58] Kunyangwe mvura yekutambudzika
[02:22.97] Payaidzika nematama ndaivepo
[02:27.05] Kuva munyaradzi
[02:30.09] Ndini ndaive munyaradzi
[02:34.14] Kuva munyaradzi
[02:37.48] Ndini ndaive Munyaradzi
[02:41.76] Akazondisiya ndirimo munhamo ndega
[02:45.45] Tokonyana, tanga tatokonyana
[02:49.03] Ko seiko Mwendamberi mayaura mega?
[02:52.75] Takonana, tanga tatokonana
[02:56.04] Ndakamuti chiriyo, tosangana mberiyo
[03:00.10] Takanyana, tanga tatokanyana
[03:03.56] Homwe yakazosara yozara nemazana
[03:07.47] Tapokana, tanga tatopokana
[03:11.01] Haiwa hurombo mukoma, ndainge ndakashoreka
[03:14.88] Asi muhana tainge tavaka hukama
[03:19.15] Ndoyedza kuvata wanike kwayedza
[03:21.71] Varume, koo inga kwachena?
[03:23.83] Asi handina chiedza
[03:26.01] Zvese zviye, zvese zviye
[03:29.67] Kwaingova kutungana kwembudzi varume
[03:33.39] Anouya kuhope ndirere
[03:37.09] Hope dzacho ndedzerume rudzi varume
[03:40.79] Zvese zviye, zvese zviye (here zvaguma)
[03:44.52] Kwaingova kutungana kwembudzi varume (here zvapera)
[03:48.23] Anouya kuhope ndirere (zvaguma)
[03:51.78] Hope dzacho ndedzerume rudzi varume (here zvapera)
[03:58.65]

โญ Rate These Lyrics

โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†
Average: 0.0/5 โ€ข 0 ratings