Gungwa
๐ต 1309 characters
โฑ๏ธ 14:41 duration
๐ ID: 12005607
๐ Lyrics
Michato yamavavarira kuda kugura iyoyi
Manga muine chokwadi nezvitsidzirano zvenyu here?
Hukama hwamavavarira kuda kugura ihwohu
Muchazohurangarira muchikomana chidoko ichochi
Misha yamavavarira kuda kupisa iyoyi
Yakararamira vanhu vakawandisisa
Gomo ramavavarira kuda kutimba irori
Mukaita munyama muchatsimbirirwawo
Njanji yamavavarira kuda kugura iyoyi
Zvairiyo inouya nezvakamirirwawo
Gungwa ramavavarira kuda kukupa irori
Mukaita munyama munokukurwawo
Misindo yamavavarira kuda kutanga iyoyi
Mukaita munyama muchabhokodoriwa
Dyiri ramavavarira kuda kugobora irori
Vanhu nemhuka tinopfuura nepo tichinhonga mazhanje
Upenyu hwomorasirira kunge mbudzi vana vamai vangu
Nekuda kwezvisingazenge, zvichiputsa zvanga zvakatonaka
Vaikupa nei gungwa, vaikupa nei?
Vaikupa nei gungwa, vaikupa nei?
Vaishandisa mikombe nemakomichi
Vaishandisa mikombe nemakomichi
Vaishandisa zvigubhu nemabhavhu
Vaishandisa zvigubhu nemabhavhu, kukupa nyanza
Vaitimba nei gomo, vaitimba nei?
Vaitimba nei gomo, vaitimba nei?
Vairitimba nembezo nemapiki, gomo
Vairitimba nembezo nemapiki, gomo
Vachishandisa zvipunu sema-shovel
Vamwe nemigwaku sema-shovel
Waitangirei musindo, uchiutangirei?
Uchitangirei musindo, uchiutangirei?
Iwe uchiziva kuti hauzvimirire
Waithemba vamwe vachapindira
Kana waithemba vamwe vachapindira

โฑ๏ธ Synced Lyrics
[00:30.59] Michato yamavavarira kuda kugura iyoyi
[00:34.76] Manga muine chokwadi nezvitsidzirano zvenyu here?
[00:39.93]
[00:46.14] Hukama hwamavavarira kuda kugura ihwohu
[00:50.29] Muchazohurangarira muchikomana chidoko ichochi
[00:54.94]
[01:01.19] Misha yamavavarira kuda kupisa iyoyi
[01:05.83] Yakararamira vanhu vakawandisisa
[01:09.92]
[01:17.40] Gomo ramavavarira kuda kutimba irori
[01:21.76] Mukaita munyama muchatsimbirirwawo
[01:26.08]
[01:32.89] Njanji yamavavarira kuda kugura iyoyi
[01:36.87] Zvairiyo inouya nezvakamirirwawo
[01:41.14]
[01:48.69] Gungwa ramavavarira kuda kukupa irori
[01:52.84] Mukaita munyama munokukurwawo
[01:57.00]
[02:04.00] Misindo yamavavarira kuda kutanga iyoyi
[02:08.31] Mukaita munyama muchabhokodoriwa
[02:11.87]
[02:19.49] Dyiri ramavavarira kuda kugobora irori
[02:23.31] Vanhu nemhuka tinopfuura nepo tichinhonga mazhanje
[02:27.60]
[02:35.02] Upenyu hwomorasirira kunge mbudzi vana vamai vangu
[02:39.40] Nekuda kwezvisingazenge, zvichiputsa zvanga zvakatonaka
[02:47.58]
[04:38.23] Vaikupa nei gungwa, vaikupa nei?
[04:42.05] Vaikupa nei gungwa, vaikupa nei?
[04:45.10] Vaishandisa mikombe nemakomichi
[04:48.82] Vaishandisa mikombe nemakomichi
[04:52.92] Vaishandisa zvigubhu nemabhavhu
[04:56.55] Vaishandisa zvigubhu nemabhavhu, kukupa nyanza
[05:01.74]
[05:16.12] Vaitimba nei gomo, vaitimba nei?
[05:19.97] Vaitimba nei gomo, vaitimba nei?
[05:23.00] Vairitimba nembezo nemapiki, gomo
[05:26.69] Vairitimba nembezo nemapiki, gomo
[05:30.45] Vachishandisa zvipunu sema-shovel
[05:34.48] Vamwe nemigwaku sema-shovel
[05:37.74]
[05:53.69] Waitangirei musindo, uchiutangirei?
[05:57.25] Uchitangirei musindo, uchiutangirei?
[06:00.54] Iwe uchiziva kuti hauzvimirire
[06:04.24] Waithemba vamwe vachapindira
[06:07.64] Kana waithemba vamwe vachapindira
[06:11.84]