Home ๐ŸŽฌ Bollywood ๐ŸŽต Pakistani ๐ŸŽค English Pop

Munyaradzi

๐Ÿ‘ค Alick Macheso โ€ข ๐ŸŽผ Tsoka Dzerwendo (Ayayaa) โ€ข โฑ๏ธ 9:11
๐ŸŽต 1739 characters
โฑ๏ธ 9:11 duration
๐Ÿ†” ID: 12035527

๐Ÿ“œ Lyrics

Wabata musoro, wabate rushaya, wapfekanidza maoko
Wanyadziswa neiko, chaita ushaye mufaro seiko?
Munyika ine vamwe, dunhu rine vararami mkoma

Unowanikwa misi yose wakagumbata misodzi pamatama
Washungurudzwa neiko, chaita ushaye mufaro seiko?
Munyika ine vamwe, dunhu rine vararami hanzvadzi

Ukadzudzikana tsvaga shamwari utaure nayo ichikutandadza
Ukadzudzikana tsvaga shamwari utaure nayo ichikutandadza

Zvidhudhurudzi zviriko hongu, asi chikuru kuzviziva
Uchinge wazviziva ndundurudzana nazvo
Matambudziko ariko, achinge auya
Iwe umire, Mwari ndivo mhinduro

Pagumi hapashayi vaviri vanomira newe vachikunyaradza
Pazana hapashayi makumi maviri vachamira newe vachikutandadza

Ukadzudzikana tsvagana naMwari upfugame unamate, vachakunyaradza
Ukadzudzikana tsvagana naMwari upfugame unamate, vachakunyaradza
SaMunyaradzi, variko Munyaradzi, Munyaradzi
Variko Munyaradzi vachakunyaradzawo

Wabata musoro, wabate rushaya, wapfekanidza maoko
Wanyadziswa neiko, chaita ushaye mufaro seiko?
Munyika inavamwe, dunhu rine vararami mkoma

Pagumi hapashayi vaviri vanomira newe vachikunyaradza
Pazana hapashayi makumi maviri vachamira newe vachikutandadza

Ukadzudzikana tsvaga shamwari utaure nayo ichikutandadza
Ukadzudzikana tsvaga shamwari utaure nayo ichikutandadza

Ukadzudzikana tsvagana naMwari upfugame unamate, vachakunyaradza
Ukadzudzikana tsvagana naMwari upfugame unamate, vachakunyaradza
SaMunyaradzi, variko Munyaradzi, Munyaradzi
Variko Munyaradzi vachakunyaradzawo

Zvitsudzo zviriko, zvichinge zvauya
Irwa umire, upire kuna Mwari
Zvitsudzo zviriko, zvichinge zvauya
Zvakanangana newe, irwa umire

Zvitsudzo zviriko, zvichinge zvauya
Irwa umire, upire kuna Mwari
Zvitsudzo zviriko, zvichinge zvauya
Zvakanangana newe, irwa umire

โฑ๏ธ Synced Lyrics

[00:21.83] Wabata musoro, wabate rushaya, wapfekanidza maoko
[00:26.08] Wanyadziswa neiko, chaita ushaye mufaro seiko?
[00:29.31] Munyika ine vamwe, dunhu rine vararami mkoma
[00:34.76]
[00:40.37] Unowanikwa misi yose wakagumbata misodzi pamatama
[00:44.25] Washungurudzwa neiko, chaita ushaye mufaro seiko?
[00:48.06] Munyika ine vamwe, dunhu rine vararami hanzvadzi
[00:53.80]
[00:57.72] Ukadzudzikana tsvaga shamwari utaure nayo ichikutandadza
[01:05.25] Ukadzudzikana tsvaga shamwari utaure nayo ichikutandadza
[01:13.60]
[01:20.03] Zvidhudhurudzi zviriko hongu, asi chikuru kuzviziva
[01:24.52] Uchinge wazviziva ndundurudzana nazvo
[01:28.14] Matambudziko ariko, achinge auya
[01:32.00] Iwe umire, Mwari ndivo mhinduro
[01:35.48]
[01:42.50] Pagumi hapashayi vaviri vanomira newe vachikunyaradza
[01:49.51] Pazana hapashayi makumi maviri vachamira newe vachikutandadza
[01:56.42]
[02:03.82] Ukadzudzikana tsvagana naMwari upfugame unamate, vachakunyaradza
[02:11.03] Ukadzudzikana tsvagana naMwari upfugame unamate, vachakunyaradza
[02:17.89] SaMunyaradzi, variko Munyaradzi, Munyaradzi
[02:23.18] Variko Munyaradzi vachakunyaradzawo
[02:26.57]
[03:45.67] Wabata musoro, wabate rushaya, wapfekanidza maoko
[03:49.85] Wanyadziswa neiko, chaita ushaye mufaro seiko?
[03:53.50] Munyika inavamwe, dunhu rine vararami mkoma
[03:57.53]
[04:00.13] Pagumi hapashayi vaviri vanomira newe vachikunyaradza
[04:07.24] Pazana hapashayi makumi maviri vachamira newe vachikutandadza
[04:13.96] Ukadzudzikana tsvaga shamwari utaure nayo ichikutandadza
[04:21.30] Ukadzudzikana tsvaga shamwari utaure nayo ichikutandadza
[04:31.98] Ukadzudzikana tsvagana naMwari upfugame unamate, vachakunyaradza
[04:38.90] Ukadzudzikana tsvagana naMwari upfugame unamate, vachakunyaradza
[04:45.79] SaMunyaradzi, variko Munyaradzi, Munyaradzi
[04:50.77] Variko Munyaradzi vachakunyaradzawo
[04:54.63]
[07:02.64] Zvitsudzo zviriko, zvichinge zvauya
[07:06.49] Irwa umire, upire kuna Mwari
[07:09.89] Zvitsudzo zviriko, zvichinge zvauya
[07:13.23] Zvakanangana newe, irwa umire
[07:16.64]
[07:20.50] Zvitsudzo zviriko, zvichinge zvauya
[07:24.36] Irwa umire, upire kuna Mwari
[07:27.79] Zvitsudzo zviriko, zvichinge zvauya
[07:31.07] Zvakanangana newe, irwa umire
[07:34.59]

โญ Rate These Lyrics

โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†
Average: 0.0/5 โ€ข 0 ratings