Ndibateiwo
๐ต 1894 characters
โฑ๏ธ 3:36 duration
๐ ID: 12045450
๐ Lyrics
Zvinondidzungaidza (awo) zvizere
Madzikirira mupfungwa nemumoyo
Kufufutirwa neangu mashoko
Kusimudzana nokutiza mumvuri wangu
Zvinondidzungaidza (awo) zvizere
Madzikirira mupfungwa nemumoyo
Kufufutirwa neangu mashoko
Kusimudzana nokutiza mumvuri wangu
Changamire ndibateiwo, ndibateiwo, ndibateiwo (aho)

Kushunguridzika kwemumoyo
Ndikati nditaure zvonzi atanga
Ndikati ndinyarare, ane chakamugara
Ndipakure zviri mumoyo, anozviitisa

Whoa-oh (changamire ndibateiwo)
Ndimi moga munonzwisisa (ndibateiwo, ndibateiwo)
(Changamire ndibateiwo, ndibateiwo, ndibateiwo) ndimi moga munonzwisisa
Ndimi moga munonzwisisa (changamire ndibateiwo, ndibateiwo, ndibateiwo)
Ndibateiwo, ndibateiwo, ndibateiwo, ndibateiwo, ndibateiwo, ndibateiwo
Batai moyo wangu (ndibateiwo)
Batai pfungwa dzangu (changamire ndibateiwo)
Ndozviudza aniko? Ndozviudza imimi (ndibateiwo, ndibateiwo)
Ndozviudza ani? Ndozviudza imimi

Baba, ndimi moga munondiziva (changamire ndibateiwo, ndibateiwo, ndibateiwo)
Baba, ndimi mogamunonzwisisa (changamire ndibateiwo, ndibateiwo, ndibateiwo)
Ndati ndimi moga munondiziva (changamire ndibateiwo, ndibateiwo, ndibateiwo)
(Changamire ndibateiwo, ndibateiwo, ndibateiwo)

Ndimi moga munonzwisisa (changamire ndibateiwo)
Ndimi moga munondiziva (ndibateiwo, ndibateiwo)
Ndimi mogamunonzwisisa (changamire ndibateiwo)
Ndimi moga munondiziva (ndibateiwo)

โฑ๏ธ Synced Lyrics
[00:17.96] Zvinondidzungaidza (awo) zvizere
[00:22.22] Madzikirira mupfungwa nemumoyo
[00:26.99] Kufufutirwa neangu mashoko
[00:30.73] Kusimudzana nokutiza mumvuri wangu
[00:35.15] Zvinondidzungaidza (awo) zvizere
[00:39.24] Madzikirira mupfungwa nemumoyo
[00:43.48] Kufufutirwa neangu mashoko
[00:47.63] Kusimudzana nokutiza mumvuri wangu
[00:51.32] Changamire ndibateiwo, ndibateiwo, ndibateiwo (aho)
[00:59.64] Changamire ndibateiwo, ndibateiwo, ndibateiwo (aho)
[01:07.80] Changamire ndibateiwo, ndibateiwo, ndibateiwo (aho)
[01:16.78] Kushunguridzika kwemumoyo
[01:20.97] Ndikati nditaure zvonzi atanga
[01:25.02] Ndikati ndinyarare, ane chakamugara
[01:28.83] Ndipakure zviri mumoyo, anozviitisa
[01:33.62] Kushunguridzika kwemumoyo
[01:37.31] Ndikati nditaure zvonzi atanga
[01:41.79] Ndikati ndinyarare, ane chakamugara
[01:45.61] Ndipakure zviri mumoyo, anozviitisa
[01:49.73] Changamire ndibateiwo, ndibateiwo, ndibateiwo (aho)
[01:58.07] Changamire ndibateiwo, ndibateiwo, ndibateiwo (aho)
[02:06.35] Changamire ndibateiwo, ndibateiwo, ndibateiwo (aho)
[02:14.32] Whoa-oh (changamire ndibateiwo)
[02:18.92] Ndimi moga munonzwisisa (ndibateiwo, ndibateiwo)
[02:23.08] (Changamire ndibateiwo, ndibateiwo, ndibateiwo) ndimi moga munonzwisisa
[02:27.99] Ndimi moga munonzwisisa (changamire ndibateiwo, ndibateiwo, ndibateiwo)
[02:32.40] Ndibateiwo, ndibateiwo, ndibateiwo, ndibateiwo, ndibateiwo, ndibateiwo
[02:36.63] Batai moyo wangu (ndibateiwo)
[02:37.86] Batai pfungwa dzangu (changamire ndibateiwo)
[02:40.16] Ndozviudza aniko? Ndozviudza imimi (ndibateiwo, ndibateiwo)
[02:44.59] Ndozviudza ani? Ndozviudza imimi
[02:48.92] Ndimi moga munonzwisisa (changamire ndibateiwo, ndibateiwo, ndibateiwo)
[02:52.08] Baba, ndimi moga munondiziva (changamire ndibateiwo, ndibateiwo, ndibateiwo)
[02:56.68] Baba, ndimi mogamunonzwisisa (changamire ndibateiwo, ndibateiwo, ndibateiwo)
[03:00.66] Ndati ndimi moga munondiziva (changamire ndibateiwo, ndibateiwo, ndibateiwo)
[03:05.23] (Changamire ndibateiwo, ndibateiwo, ndibateiwo)
[03:06.73] Ndibateiwo, ndibateiwo, ndibateiwo, ndibateiwo, ndibateiwo, ndibateiwo
[03:11.64] Ndimi moga munonzwisisa (changamire ndibateiwo)
[03:15.97] Ndimi moga munondiziva (ndibateiwo, ndibateiwo)
[03:20.15] Ndimi mogamunonzwisisa (changamire ndibateiwo)
[03:24.39] Ndimi moga munondiziva (ndibateiwo)
[03:29.98]