Pfau Pfau
๐ต 1856 characters
โฑ๏ธ 2:46 duration
๐ ID: 12093553
๐ Lyrics
Ndozviziva kuita kwenguva
Asi zvinondirwadza kufunga (O-O-Oskid Production)
Pane vatichasuwa
Pane vachatisuwa
Zvakangondigara pachifuva
Ndiani anoda kutanga? Hapana
Ndiani anoda kusiiwa? Hapana
Handingaendi ndisina kuburitsa zviri muhana
Tese tenge takarirongera ramangwana
Zvoreva here aenda apotswa nemachena?
Asara wacho adii kungopihwa mukana
Madii zvenyu matora inini, do you mean it?
Kana kuti, kungozhamba
Munamato wangu uri kusvika here?
Kana kuti, zvingori zvechamba
Vamakatora kwedu vakakwana here?
Kana, muchatora umwe zvorwadza
Zvandakaona ndoo zvatichaona here?
Mwana wangu, baba vachitandadza
Kuti vaende ndaisamboda
Ndaiva mudiki, kana chandaiziva
Hanzi ndirufu akatora
Akuziva here kuti ndikurwadziwa
Kana ouya ndoda kuziva
Ndomumirira ndomuti ibva munzira
Kuti vaende ndaisamboda
Kuti vaende ndaisamboda
Kuti vaende ndaisamboda
Ndaiva mudoko, kana chandaiziva
Hanzi ndirufu akatora
Akaziva here kuti ndakarwadziwa
Kana ouya ndoda kuziva
Ndomumirira ndomuti ibva munzira
Kana ouya ndoda kuziva
Kana ouya ndoda kuziva
Pfau, pfau, pfau, pfau
Maziso pinduru pinduru
Nhai baba maonei?
Pfau, pfau, pfau, tasa
Mafuro mumukanwa
Ko nhai baba makadyei?
Inini wacho mandisiya nei? (Siya nei?)
Zvamafa, ini nemi tasiyanei? (Tasiyanei?)
Akutorai wacho anodei? (Anodei?)
Zvatisina chatiinacho, maparadzei? (Maparadzei?)
Nhamo muparadzi
Kutora mai vangu kuisa faraz
Une shavi rechiGunners
Kutitsemura nepakati seDhonanzi

โฑ๏ธ Synced Lyrics
[00:00.98] Ndozviziva kuita kwenguva
[00:02.95] Asi zvinondirwadza kufunga (O-O-Oskid Production)
[00:05.79] Pane vatichasuwa
[00:07.22] Pane vachatisuwa
[00:08.28] Zvakangondigara pachifuva
[00:10.63] Ndiani anoda kutanga? Hapana
[00:13.68] Ndiani anoda kusiiwa? Hapana
[00:15.85] Handingaendi ndisina kuburitsa zviri muhana
[00:18.53] Tese tenge takarirongera ramangwana
[00:21.07] Zvoreva here aenda apotswa nemachena?
[00:23.57] Asara wacho adii kungopihwa mukana
[00:26.35] Madii zvenyu matora inini, do you mean it?
[00:29.46] Kana kuti, kungozhamba
[00:31.46] Munamato wangu uri kusvika here?
[00:34.16] Kana kuti, zvingori zvechamba
[00:36.46] Vamakatora kwedu vakakwana here?
[00:39.52] Kana, muchatora umwe zvorwadza
[00:42.09] Zvandakaona ndoo zvatichaona here?
[00:44.23] Mwana wangu, baba vachitandadza
[00:47.25] Kuti vaende ndaisamboda
[00:49.24] Ndaiva mudiki, kana chandaiziva
[00:52.58] Hanzi ndirufu akatora
[00:54.53] Akuziva here kuti ndikurwadziwa
[00:57.62] Kana ouya ndoda kuziva
[00:59.54] Ndomumirira ndomuti ibva munzira
[01:02.50] Kuti vaende ndaisamboda
[01:05.58] Kuti vaende ndaisamboda
[01:07.97] Kuti vaende ndaisamboda
[01:09.92] Ndaiva mudoko, kana chandaiziva
[01:13.03] Hanzi ndirufu akatora
[01:15.22] Akaziva here kuti ndakarwadziwa
[01:18.11] Kana ouya ndoda kuziva
[01:20.29] Ndomumirira ndomuti ibva munzira
[01:23.21] Kana ouya ndoda kuziva
[01:26.23] Kana ouya ndoda kuziva
[01:27.97] Pfau, pfau, pfau, pfau
[01:30.15] Maziso pinduru pinduru
[01:31.62] Nhai baba maonei?
[01:33.02] Pfau, pfau, pfau, tasa
[01:35.18] Mafuro mumukanwa
[01:36.49] Ko nhai baba makadyei?
[01:38.60] Inini wacho mandisiya nei? (Siya nei?)
[01:41.13] Zvamafa, ini nemi tasiyanei? (Tasiyanei?)
[01:43.96] Akutorai wacho anodei? (Anodei?)
[01:46.36] Zvatisina chatiinacho, maparadzei? (Maparadzei?)
[01:49.09] Nhamo muparadzi
[01:51.42] Kutora mai vangu kuisa faraz
[01:54.08] Une shavi rechiGunners
[01:56.48] Kutitsemura nepakati seDhonanzi
[01:59.16] Kuti vaende ndaisamboda
[02:01.53] Ndaiva mudiki, kana chandaiziva
[02:04.63] Hanzi ndirufu akatora
[02:06.74] Akuziva here kuti ndikurwadziwa
[02:09.68] Kana ouya ndoda kuziva
[02:11.75] Ndomumirira ndomuti ibva munzira
[02:15.19] Kuti vaende ndaisamboda
[02:17.69] Kuti vaende ndaisamboda
[02:20.24] Kuti vaende ndaisamboda
[02:22.16] Ndaiva mudoko, kana chandaiziva
[02:25.20] Hanzi ndirufu akatora
[02:27.37] Akaziva here kuti ndakarwadziwa
[02:30.58] Kana ouya ndoda kuziva
[02:32.51] Ndomumirira ndomuti ibva munzira
[02:35.77] Kana ouya ndoda kuziva
[02:38.41] Kana ouya ndoda kuziva
[02:40.35]