Home ๐ŸŽฌ Bollywood ๐ŸŽต Pakistani ๐ŸŽค English Pop

Handichambokufunga (feat. Ti Gonzi)

๐Ÿ‘ค Qounfuzed โ€ข ๐ŸŽผ Handichambokufunga (feat. Ti Gonzi) โ€ข โฑ๏ธ 5:20
๐ŸŽต 2416 characters
โฑ๏ธ 5:20 duration
๐Ÿ†” ID: 12102573

๐Ÿ“œ Lyrics

Takazvikurumidzira
Takazogumira munzira
Howu hooo

Love hurts, love inoti costeyi
Ukaita munyama, unoleadwa astray
I don't wanna remember those days
Rudo hapachina rudo hapa Thursday

Dai ndisina kubvira ndakakuona dai ndakapona
Handichisina basa nekukuona toitei pacorner?
Maproblems acho anga akuita Lot
Saka ndikacheuka ndinenge ndacheukira salt

Taimhanya saBolt but iwewe waispeeder
Neni ndichizviwanza kutrya kumhanya necheetah
Sha zvawakandiita ndotenda mazviita
Mari waindidya kuita kundifeeder

Ndiwe wakazondinyepera asi waiti tisanyeperane
Dai takangoenderera asi wakazozvinetera
Wakandipa ma empty promises (oooooh oh)
Vanhu vese vaiti wazviwanira chibhoo Misses (oooooh oh)

Zvakazoguma chiona handichambokufunga (oooooh oh)
Handichambokufunga (oooooh oh)
Asi ndaimbokufunga (oooooh oh)
Ndatone dzimwe pfungwa (oooooh oh)

Hapana zuva raipera ndisina kukuona
Kana ndikatadza manheru ndaifona
Zvakatombondiremera wangu iwe (iwe)
Ndakatombokuchemerawo asi hauzvizive (iwe)

Ndichiti zvawandisiya ndichazodiwawo nani
Waiti tisazochinja asi ndiwe wakazochinja
Wakandipa ma empty promises
Vanhu vese vaiti wazviwanira chibhoo Misses

Zvakazoguma chiona handichambokufunga (oooooh oh)
Handichambokufunga (oooooh oh)
Asi ndaimbokufunga (oooooh oh)
Ndatone dzimwe pfungwa (oooooh oh)

Mira nditaure shuwa hapachina chekunyara
Moving on was hard ndaitotadza kana kurara
Kuudza vanhu kuti zvazopera sha ndaitonyara
Vamwe vachiti babie rako ipfuti, ndaimbogaya kurova bara

To come and apologize and take the blame hangu
Ndoti babie zvese zvawakanditira yaiva problem yangu
Asi ndakazofunga kaviri semunhu ane mbiri
Handingaite serious nemunhu asiri

Ndikati ndichirikukuda ndingareve nhema sha
Ndongokutaurawo dzimwe nguva ndisina nyaya tichibhema sha
Ndaisada zvipere asi newe hona ndaingochema sha
Waindiita mwana ndiwe wakandipusha pasina prema haaa

Ndiwe wakazondinyepera asi waiti tisanyeperane
Dai takangoenderera asi wakazozvinetera
Waiti tisazochinja asi ndiwe wakazochinja
Waiti tisazochinja asi ndiwe wakazochinja

Asi ndaimbokufunga
Ndaimbokufunga ndakazongosiyanawo
Wakandipa ma empty promises
Vanhu vese vaiti wazviwanira chibhoo Misses

Zvakazoguma chiona handichambokufunga (oooooh oh)
Handichambokufunga (oooooh oh)
Asi ndaimbokufunga (oooooh oh)
Ndatone dzimwe pfungwa (oooooh oh)

Maempty promises (oooooh oh)
Chibhoo Misses (oooooh oh)
Handichambokufunga
Ndakazongosiyanawo newe
(Casper Beats)

โฑ๏ธ Synced Lyrics

[00:02.91] Takazvikurumidzira
[00:09.47] Takazogumira munzira
[00:11.50] Howu hooo
[00:13.35] Love hurts, love inoti costeyi
[00:16.64] Ukaita munyama, unoleadwa astray
[00:20.75] I don't wanna remember those days
[00:22.87] Rudo hapachina rudo hapa Thursday
[00:25.77] Dai ndisina kubvira ndakakuona dai ndakapona
[00:28.94] Handichisina basa nekukuona toitei pacorner?
[00:32.37] Maproblems acho anga akuita Lot
[00:34.77] Saka ndikacheuka ndinenge ndacheukira salt
[00:38.09] Taimhanya saBolt but iwewe waispeeder
[00:41.43] Neni ndichizviwanza kutrya kumhanya necheetah
[00:44.73] Sha zvawakandiita ndotenda mazviita
[00:47.98] Mari waindidya kuita kundifeeder
[00:50.86] Ndiwe wakazondinyepera asi waiti tisanyeperane
[00:57.02] Dai takangoenderera asi wakazozvinetera
[01:03.17] Wakandipa ma empty promises (oooooh oh)
[01:07.82] Vanhu vese vaiti wazviwanira chibhoo Misses (oooooh oh)
[01:13.76] Zvakazoguma chiona handichambokufunga (oooooh oh)
[01:22.50] Handichambokufunga (oooooh oh)
[01:29.57] Asi ndaimbokufunga (oooooh oh)
[01:35.43] Ndatone dzimwe pfungwa (oooooh oh)
[01:41.96] Hapana zuva raipera ndisina kukuona
[01:48.26] Kana ndikatadza manheru ndaifona
[01:55.01] Zvakatombondiremera wangu iwe (iwe)
[02:01.19] Ndakatombokuchemerawo asi hauzvizive (iwe)
[02:07.63] Ndichiti zvawandisiya ndichazodiwawo nani
[02:14.13] Waiti tisazochinja asi ndiwe wakazochinja
[02:19.97] Wakandipa ma empty promises
[02:24.92] Vanhu vese vaiti wazviwanira chibhoo Misses
[02:30.63] Zvakazoguma chiona handichambokufunga (oooooh oh)
[02:39.44] Handichambokufunga (oooooh oh)
[02:45.53] Asi ndaimbokufunga (oooooh oh)
[02:52.09] Ndatone dzimwe pfungwa (oooooh oh)
[02:58.99] Mira nditaure shuwa hapachina chekunyara
[03:01.99] Moving on was hard ndaitotadza kana kurara
[03:05.26] Kuudza vanhu kuti zvazopera sha ndaitonyara
[03:08.46] Vamwe vachiti babie rako ipfuti, ndaimbogaya kurova bara
[03:11.53] To come and apologize and take the blame hangu
[03:15.04] Ndoti babie zvese zvawakanditira yaiva problem yangu
[03:18.34] Asi ndakazofunga kaviri semunhu ane mbiri
[03:21.52] Handingaite serious nemunhu asiri
[03:24.77] Ndikati ndichirikukuda ndingareve nhema sha
[03:28.08] Ndongokutaurawo dzimwe nguva ndisina nyaya tichibhema sha
[03:31.20] Ndaisada zvipere asi newe hona ndaingochema sha
[03:34.44] Waindiita mwana ndiwe wakandipusha pasina prema haaa
[03:37.40] Ndiwe wakazondinyepera asi waiti tisanyeperane
[03:43.67] Dai takangoenderera asi wakazozvinetera
[03:49.96] Waiti tisazochinja asi ndiwe wakazochinja
[03:56.27] Waiti tisazochinja asi ndiwe wakazochinja
[04:02.97] Asi ndaimbokufunga
[04:09.33] Ndaimbokufunga ndakazongosiyanawo
[04:14.80] Wakandipa ma empty promises
[04:19.13] Vanhu vese vaiti wazviwanira chibhoo Misses
[04:26.01] Zvakazoguma chiona handichambokufunga (oooooh oh)
[04:34.32] Handichambokufunga (oooooh oh)
[04:41.33] Asi ndaimbokufunga (oooooh oh)
[04:47.34] Ndatone dzimwe pfungwa (oooooh oh)
[04:54.54] Maempty promises (oooooh oh)
[05:01.91] Chibhoo Misses (oooooh oh)
[05:06.76] Handichambokufunga
[05:10.58] Ndakazongosiyanawo newe
[05:15.26] (Casper Beats)
[05:17.49]

โญ Rate These Lyrics

โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†
Average: 0.0/5 โ€ข 0 ratings