Home ๐ŸŽฌ Bollywood ๐ŸŽต Pakistani ๐ŸŽค English Pop

Ndoona Iwe

๐Ÿ‘ค Feli Nandi โ€ข ๐ŸŽผ Ndoona Iwe โ€ข โฑ๏ธ 2:51
๐ŸŽต 1419 characters
โฑ๏ธ 2:51 duration
๐Ÿ†” ID: 12138068

๐Ÿ“œ Lyrics

(Alicious)
Chero ini newe tichiwirirana, chero ini newe tichiwirirana
Chero ini newe tichiwirirana, chero ini newe tichiwirirana
Ini newe tichiwirirana, chero ini newe tichiwirirana
Ini newe tichiwirirana, chero ini newe tichiwirirana

Pavari vari zana ndoona iwe, kana pari pachaunga ndoona iwe
Nditatarike sei ndodzorwa newe, hee
Pavari vari zana ndoona iwe, kana pari pachaunga ndoona iwe
Nditatarike sei ndodzorwa newe

Ndiwe, ndiwe, ndiwe, ndiwe
Ndiwe, ndiwe, ndiwe, ndiwe

Zvandinonzwa zve (zvandinonzwa) hazvidi godobori (hazvidi muroyi)
Zvinonzwisiswa chete nevaRozvi, zvinovengwa chete nevaroyi

Vomira voti hoyi (nekuti ndiwe)
Vomira voti hoyi (nekuti ndiwe)
Vomira voti hoyi (nekuti ndiwe)
Vomira voti hoyi (nekuti ndiwe)

Mukana ndinawo, regai ndimude mwene wazvo
Nguva yacho ndiyoyi, regai ndimude mwene wazvo
Ndoona iye chete, regai ndimude mwene wazvo
Iye ndiye aba moyo, regai ndimude mwene wazvo

Ehee, pavari vari zana ndoona iwe, kana pari pachaunga ndoona iwe
Nditatarike sei ndodzorwa newe, hee
Pavari vari zana ndoona iwe, kana pari pachaunga ndoona iwe
Nditatarike sei ndodzorwa newe

Ndiwe, ndiwe, ndiwe, ndiwe
Ndiwe, ndiwe, ndiwe, ndiwe

Chero ini newe tichiwirirana, chero ini newe tichiwirirana
Chero ini newe tichiwirirana, chero ini newe tichiwirirana
Ini newe tichiwirirana, chero ini newe tichiwirirana
Ini newe tichiwirirana, chero ini newe tichiwirirana (hazvidi muroyi)

Wakasimba moyo

โฑ๏ธ Synced Lyrics

[00:08.15] (Alicious)
[00:10.86] Chero ini newe tichiwirirana, chero ini newe tichiwirirana
[00:15.96] Chero ini newe tichiwirirana, chero ini newe tichiwirirana
[00:21.35] Ini newe tichiwirirana, chero ini newe tichiwirirana
[00:26.66] Ini newe tichiwirirana, chero ini newe tichiwirirana
[00:32.72] Pavari vari zana ndoona iwe, kana pari pachaunga ndoona iwe
[00:38.09] Nditatarike sei ndodzorwa newe, hee
[00:43.53] Pavari vari zana ndoona iwe, kana pari pachaunga ndoona iwe
[00:48.85] Nditatarike sei ndodzorwa newe
[00:52.64] Ndiwe, ndiwe, ndiwe, ndiwe
[00:58.18] Ndiwe, ndiwe, ndiwe, ndiwe
[01:03.63] Zvandinonzwa zve (zvandinonzwa) hazvidi godobori (hazvidi muroyi)
[01:10.12] Zvinonzwisiswa chete nevaRozvi, zvinovengwa chete nevaroyi
[01:15.44] Vomira voti hoyi (nekuti ndiwe)
[01:18.10] Vomira voti hoyi (nekuti ndiwe)
[01:20.88] Vomira voti hoyi (nekuti ndiwe)
[01:23.67] Vomira voti hoyi (nekuti ndiwe)
[01:26.22] Mukana ndinawo, regai ndimude mwene wazvo
[01:31.23] Nguva yacho ndiyoyi, regai ndimude mwene wazvo
[01:36.82] Ndoona iye chete, regai ndimude mwene wazvo
[01:41.91] Iye ndiye aba moyo, regai ndimude mwene wazvo
[01:46.19] Ehee, pavari vari zana ndoona iwe, kana pari pachaunga ndoona iwe
[01:52.91] Nditatarike sei ndodzorwa newe, hee
[01:58.13] Pavari vari zana ndoona iwe, kana pari pachaunga ndoona iwe
[02:03.57] Nditatarike sei ndodzorwa newe
[02:07.65] Ndiwe, ndiwe, ndiwe, ndiwe
[02:12.93] Ndiwe, ndiwe, ndiwe, ndiwe
[02:18.72] Chero ini newe tichiwirirana, chero ini newe tichiwirirana
[02:23.88] Chero ini newe tichiwirirana, chero ini newe tichiwirirana
[02:29.49] Ini newe tichiwirirana, chero ini newe tichiwirirana
[02:34.70] Ini newe tichiwirirana, chero ini newe tichiwirirana (hazvidi muroyi)
[02:42.23] Wakasimba moyo
[02:43.28]

โญ Rate These Lyrics

โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†
Average: 0.0/5 โ€ข 0 ratings