Pressure (feat. Mr. Candy & Michael Magz)
๐ต 1343 characters
โฑ๏ธ 2:31 duration
๐ ID: 12138099
๐ Lyrics
Samanyanga Sounds baby, oh, yeah, yeah
(Tea) ya, ya, ya
Ndengenamwa tea, tea, tea
So ndovunduka chii, chii, chii
Magz (yei, yeah)
Uri ku-assumer, kuti inini ndirikusakura
Ndine ma-hoes, wanguka
Undikwanirewo, nyatsokwana
Uriku-assumer kuti ndini ndiri kushanduka
Iii, zvakaoma, mashura
Undikwanirewo, nyatsokwana
Uri ku-assumer, kuti ini ndirikusakura
Ndine ma-hoes, wanguka
Undikwanirewo, nyatsokwana
Uriku-assumer kuti ndini ndiri kushanduka
Iii, zvakaoma, mashura
Undikwanirewo, nyatsokwana (yeah, yeah, yeah)
Pressure (manje) pressure (manje)
Unenge une pressure
Pressure (manje) pressure (manje)
Unotoshaya, nei shaa?
Pressure (pressure) pressure (pressure)
Chirega zvekupinda mu-denial
Phone yako ndini ndanga ndinayo
Pane zvandakaona
Uri ku-assumer, kuti ini ndiri kutambura
Kuti ndiri broke, wanguka
Chibudaka mumota uda kundinzwa
Uda kudiiko Ronaldinho? Hazviko ndandichiona
Phone yako ndini ndanga ndinayo
Pane zvandakaona
Kamushekero kacho pama-dance
Uda kutipinza pama-one
Uchiyedza kundinyepera, iwe uchi-deleter ma-chats
Aiwa mudiwa ndinosekwa, asi goridhe ndinochera
Haungavatize vanoteera
Haunga-consider kwandoswera
Uriku-assumer kuti ini ndiri ku-assumer
Asi kutendeka hauna
Unonditambudza wanguda
Uchandichembedza, uchandiremedza
Asi mudiwa hazvisi necessary, 'cause

โฑ๏ธ Synced Lyrics
[00:03.85] Samanyanga Sounds baby, oh, yeah, yeah
[00:09.00] (Tea) ya, ya, ya
[00:11.73] Ndengenamwa tea, tea, tea
[00:14.14] So ndovunduka chii, chii, chii
[00:16.66] Magz (yei, yeah)
[00:20.89] Uri ku-assumer, kuti inini ndirikusakura
[00:25.48] Ndine ma-hoes, wanguka
[00:28.10] Undikwanirewo, nyatsokwana
[00:31.39] Uriku-assumer kuti ndini ndiri kushanduka
[00:35.76] Iii, zvakaoma, mashura
[00:38.44] Undikwanirewo, nyatsokwana
[00:41.79] Uri ku-assumer, kuti ini ndirikusakura
[00:46.39] Ndine ma-hoes, wanguka
[00:48.93] Undikwanirewo, nyatsokwana
[00:52.10] Uriku-assumer kuti ndini ndiri kushanduka
[00:56.66] Iii, zvakaoma, mashura
[00:59.29] Undikwanirewo, nyatsokwana (yeah, yeah, yeah)
[01:02.57] Pressure (manje) pressure (manje)
[01:05.59] Unenge une pressure
[01:07.64] Pressure (manje) pressure (manje)
[01:10.90] Unotoshaya, nei shaa?
[01:13.01] Pressure (pressure) pressure (pressure)
[01:16.19] Chirega zvekupinda mu-denial
[01:18.71] Phone yako ndini ndanga ndinayo
[01:21.32] Pane zvandakaona
[01:23.40] Uri ku-assumer, kuti ini ndiri kutambura
[01:27.93] Kuti ndiri broke, wanguka
[01:30.55] Chibudaka mumota uda kundinzwa
[01:33.20] Uda kudiiko Ronaldinho? Hazviko ndandichiona
[01:39.72] Phone yako ndini ndanga ndinayo
[01:42.22] Pane zvandakaona
[01:43.25] Kamushekero kacho pama-dance
[01:46.22] Uda kutipinza pama-one
[01:49.36] Uchiyedza kundinyepera, iwe uchi-deleter ma-chats
[01:53.70] Aiwa mudiwa ndinosekwa, asi goridhe ndinochera
[01:59.29] Haungavatize vanoteera
[02:01.75] Haunga-consider kwandoswera
[02:05.38] Uriku-assumer kuti ini ndiri ku-assumer
[02:09.79] Asi kutendeka hauna
[02:12.35] Unonditambudza wanguda
[02:15.04] Uchandichembedza, uchandiremedza
[02:17.54] Asi mudiwa hazvisi necessary, 'cause
[02:21.45] Phone yako ndini ndanga ndinayo
[02:24.14] Pane zvandakaona
[02:25.13]