Unotyei
๐ต 1563 characters
โฑ๏ธ 3:33 duration
๐ ID: 12139303
๐ Lyrics
Zuva rakatanga zvakanaka
Ndangariro nepfungwa dziri pakanaka
Mufaro nekutenda kana nechandaivhunduka hapana
Pasina nguva, munhu hakuna
(Wamakasiya nezuro amira kufema)
Pasina nguva, munhu hakuna
(Wamakatarisira wenyu ayenda)
Unotyei, unotyei?
Unotyei, unotyei?
(Ndangariro dziri mberi handi dzako)
Wagumirwa here, wapererwa here?
(Ndangariro dziri mberi handi dzako)
Wagumirwa here, wapererwa here?
(Ndangariro dziri mberi handi dzako)
Vana ava ndovapei?
Chekubata ndochiwana sei?
Dai ndawana zano ndaziva zviri mberi
Zvinodai ngei?
Pasina nguva, munhu hakuna
(Wamakasiya nezuro amira kufema)
Pasina nguva, munhu hakuna
(Wamakatarisira wenyu ayenda)
Unotyei, unotyei?
Unotyei, unotyei?
(Ndangariro dziri mberi handi dzako)
Wagumirwa here, wapererwa here?
(Ndangariro dziri mberi handi dzako)
Wagumirwa here, wapererwa here?
(Ndangariro dziri mberi handi dzako)
Ha-a-a hanzi, "Nyarara"
Ha-a-a hanzi, "Chema uine tariro"
Ha-a-a hanzi, "Shingirira"
Ha-a-a hanzi, "Inguva"
Pasina nguva, munhu hakuna
(Wamakasiya nezuro amira kufema)
Pasina nguva, munhu hakuna
(Wamakatarisira wenyu ayenda)
Unotyei, unotyei?
Unotyei, unotyei?
(Ndangariro dziri mberi handi dzako)
Wagumirwa here, wapererwa here?
(Ndangariro dziri mberi handi dzako)
Wagumirwa here, wapererwa here?
(Ndangariro dziri mberi handi dzako)
Zvakamira seiko, tozviita sei? He-he-hey
Zvakamira seiko, tozviita sei? He-he-hey
Ha-a-a hanzi, "Nyarara"
Ha-a-a hanzi, "Chema uine tariro"
Ha-a-a hanzi, "Shinga"
Ha-a-a ha-a-a hanzi, "Inguva"
Pasina nguva, munhu hakuna
Pasina nguva, munhu hakuna
Alicious

โฑ๏ธ Synced Lyrics
[00:00.06] Zuva rakatanga zvakanaka
[00:02.80] Ndangariro nepfungwa dziri pakanaka
[00:06.69] Mufaro nekutenda kana nechandaivhunduka hapana
[00:12.76] Pasina nguva, munhu hakuna
[00:16.08] (Wamakasiya nezuro amira kufema)
[00:19.07] Pasina nguva, munhu hakuna
[00:22.12] (Wamakatarisira wenyu ayenda)
[00:25.62] Unotyei, unotyei?
[00:31.87] Unotyei, unotyei?
[00:34.76] (Ndangariro dziri mberi handi dzako)
[00:37.74] Wagumirwa here, wapererwa here?
[00:41.06] (Ndangariro dziri mberi handi dzako)
[00:43.91] Wagumirwa here, wapererwa here?
[00:47.16] (Ndangariro dziri mberi handi dzako)
[00:50.08] Vana ava ndovapei?
[00:52.36] Chekubata ndochiwana sei?
[00:55.85] Dai ndawana zano ndaziva zviri mberi
[00:59.63] Zvinodai ngei?
[01:02.14] Pasina nguva, munhu hakuna
[01:05.31] (Wamakasiya nezuro amira kufema)
[01:08.18] Pasina nguva, munhu hakuna
[01:11.44] (Wamakatarisira wenyu ayenda)
[01:14.59] Unotyei, unotyei?
[01:21.03] Unotyei, unotyei?
[01:23.98] (Ndangariro dziri mberi handi dzako)
[01:27.31] Wagumirwa here, wapererwa here?
[01:30.16] (Ndangariro dziri mberi handi dzako)
[01:33.25] Wagumirwa here, wapererwa here?
[01:36.46] (Ndangariro dziri mberi handi dzako)
[01:38.92] Ha-a-a hanzi, "Nyarara"
[01:45.15] Ha-a-a hanzi, "Chema uine tariro"
[01:51.23] Ha-a-a hanzi, "Shingirira"
[01:55.92] Ha-a-a hanzi, "Inguva"
[02:03.74] Pasina nguva, munhu hakuna
[02:06.80] (Wamakasiya nezuro amira kufema)
[02:09.80] Pasina nguva, munhu hakuna
[02:13.11] (Wamakatarisira wenyu ayenda)
[02:16.32] Unotyei, unotyei?
[02:22.34] Unotyei, unotyei?
[02:25.59] (Ndangariro dziri mberi handi dzako)
[02:28.68] Wagumirwa here, wapererwa here?
[02:31.67] (Ndangariro dziri mberi handi dzako)
[02:35.05] Wagumirwa here, wapererwa here?
[02:37.91] (Ndangariro dziri mberi handi dzako)
[02:41.64] Zvakamira seiko, tozviita sei? He-he-hey
[02:47.74] Zvakamira seiko, tozviita sei? He-he-hey
[02:52.36] Ha-a-a hanzi, "Nyarara"
[02:58.49] Ha-a-a hanzi, "Chema uine tariro"
[03:04.48] Ha-a-a hanzi, "Shinga"
[03:10.30] Ha-a-a ha-a-a hanzi, "Inguva"
[03:17.29] Pasina nguva, munhu hakuna
[03:22.96] Pasina nguva, munhu hakuna
[03:27.14] Alicious
[03:31.69]