Guta Reutiziro (Live at the City Sports Center)
๐ต 1532 characters
โฑ๏ธ 6:41 duration
๐ ID: 12381648
๐ Lyrics
Ndakanzwa nezvaro ndiri kure
Kuti guta iri rakanaka ah
Mukova waro
Wakazarurirwa vose
Vakaneta nekuremerwa
Ini ndikatizira imomo
Hey
Ndakagamuchirwa
Muguta reutiziro
NdiJesu
Mune hupenyu
NeRugare
Ini handibude imomo
Ini ndakamanyira kuna Jesu
Guta rangu reutiziro
Ini ndogara muna Jesu
Guta rangu reutiziro
Ini ndakamanyira kuna Jesu
Guta rangu reutiziro
Ini ndogara muna Jesu
Guta rangu reutiziro
Guta iri rakanaka
Uye rinochengetedza
Vagari varo
Haritenderi mhepo
Dzakaipa
Kuti dzindibate ndirimo
Oh
Rakashongedzwa uye
Rinorindira vagari varo
Oh
iGuta rinofamba neni
Mazuva ose
Ini handibude imomo
Ini ndakamhanya (Let me see you!)
Ndakananga kuna Jesu
Newe chimhanya
Mukana wacho uchiripo
Ini ndakamhanya
Ndikaponeswa naJesu
Newe chimhanya
Nzvimbo yako ichiripo
Ini ndakamhanyira
Kuna Jesu
Guta rangu reutiziro
Ini ndogara muna Jesu
Eh
Guta rangu rehutiziro
Hey!
Ini ndakamanyira kuna Jesu
Kuna Jesu
Guta rangu reutiziro
Haa
Ini ndogara muna Jesu
Muna Jesu
Guta rangu reutiziro
C'mon, C'mon
C'mon, C'mon
C'mon
Hey!
Chimhanya
C'mon
Chimhanya
Hey, hey
Chimhanya iwe
Hey
Mhanya iwe
Mhanya iwe
C'mon, c'mon
Chimhanya
Mhanya iwe
Mhanya iwe
Hey
Mhanya iwe
Hey, ndinorarama
Ndirimo
Ndinobudirira
Ndirimo
Ndinopora
Ndirimo
Ndosimukira
Ndirimo
Nokusingaperi
Ndirimo
Muna Jesu
Guta rangu reutiziro
Ndinorarama
Ndirimo
Ndinosimukira
Ndirimo
Ndinopora
Ndirimo
Ndobudirira
Ndirimo
Nekusingaperi
Ndirimo
Muna Jesu
Guta rangu reutiziro
Chimhanya!
Chimhanya!
Chimhanya iwe!
Mhanya iwe
Mhanya iwe!
Chimhanya!
Mhanya iwe!
Mhanya iwe!
Mhanya iwe!
Kuti guta iri rakanaka ah
Mukova waro
Wakazarurirwa vose
Vakaneta nekuremerwa
Ini ndikatizira imomo
Hey
Ndakagamuchirwa
Muguta reutiziro
NdiJesu
Mune hupenyu
NeRugare
Ini handibude imomo
Ini ndakamanyira kuna Jesu
Guta rangu reutiziro
Ini ndogara muna Jesu
Guta rangu reutiziro
Ini ndakamanyira kuna Jesu
Guta rangu reutiziro
Ini ndogara muna Jesu
Guta rangu reutiziro
Guta iri rakanaka
Uye rinochengetedza
Vagari varo
Haritenderi mhepo
Dzakaipa
Kuti dzindibate ndirimo
Oh
Rakashongedzwa uye
Rinorindira vagari varo
Oh
iGuta rinofamba neni
Mazuva ose
Ini handibude imomo
Ini ndakamhanya (Let me see you!)
Ndakananga kuna Jesu
Newe chimhanya
Mukana wacho uchiripo
Ini ndakamhanya
Ndikaponeswa naJesu
Newe chimhanya
Nzvimbo yako ichiripo
Ini ndakamhanyira
Kuna Jesu
Guta rangu reutiziro
Ini ndogara muna Jesu
Eh
Guta rangu rehutiziro
Hey!
Ini ndakamanyira kuna Jesu
Kuna Jesu
Guta rangu reutiziro
Haa
Ini ndogara muna Jesu
Muna Jesu
Guta rangu reutiziro
C'mon, C'mon
C'mon, C'mon
C'mon
Hey!
Chimhanya
C'mon
Chimhanya
Hey, hey
Chimhanya iwe
Hey
Mhanya iwe
Mhanya iwe
C'mon, c'mon
Chimhanya
Mhanya iwe
Mhanya iwe
Hey
Mhanya iwe
Hey, ndinorarama
Ndirimo
Ndinobudirira
Ndirimo
Ndinopora
Ndirimo
Ndosimukira
Ndirimo
Nokusingaperi
Ndirimo
Muna Jesu
Guta rangu reutiziro
Ndinorarama
Ndirimo
Ndinosimukira
Ndirimo
Ndinopora
Ndirimo
Ndobudirira
Ndirimo
Nekusingaperi
Ndirimo
Muna Jesu
Guta rangu reutiziro
Chimhanya!
Chimhanya!
Chimhanya iwe!
Mhanya iwe
Mhanya iwe!
Chimhanya!
Mhanya iwe!
Mhanya iwe!
Mhanya iwe!
โฑ๏ธ Synced Lyrics
[00:19.94] Ndakanzwa nezvaro ndiri kure
[00:23.11] Kuti guta iri rakanaka ah
[00:27.53] Mukova waro
[00:29.66] Wakazarurirwa vose
[00:32.75] Vakaneta nekuremerwa
[00:35.25] Ini ndikatizira imomo
[00:44.10] Hey
[00:45.66] Ndakagamuchirwa
[00:49.20] Muguta reutiziro
[00:52.89] NdiJesu
[00:55.56] Mune hupenyu
[00:59.18] NeRugare
[01:01.27] Ini handibude imomo
[01:07.32] Ini ndakamanyira kuna Jesu
[01:13.92] Guta rangu reutiziro
[01:19.97] Ini ndogara muna Jesu
[01:26.96] Guta rangu reutiziro
[01:32.94] Ini ndakamanyira kuna Jesu
[01:39.56] Guta rangu reutiziro
[01:45.61] Ini ndogara muna Jesu
[01:51.96] Guta rangu reutiziro
[02:02.08] Guta iri rakanaka
[02:05.36] Uye rinochengetedza
[02:09.85] Vagari varo
[02:12.03] Haritenderi mhepo
[02:15.84] Dzakaipa
[02:17.91] Kuti dzindibate ndirimo
[02:24.88] Oh
[02:27.84] Rakashongedzwa uye
[02:30.59] Rinorindira vagari varo
[02:35.03] Oh
[02:36.88] IGuta rinofamba neni
[02:41.41] Mazuva ose
[02:43.16] Ini handibude imomo
[02:49.55] Ini ndakamhanya (Let me see you!)
[02:56.16] Ndakananga kuna Jesu
[03:02.42] Newe chimhanya
[03:08.75] Mukana wacho uchiripo
[03:15.03] Ini ndakamhanya
[03:21.32] Ndikaponeswa naJesu
[03:28.24] Newe chimhanya
[03:34.50] Nzvimbo yako ichiripo
[03:40.60] Ini ndakamhanyira
[03:43.01] Kuna Jesu
[03:48.02] Guta rangu reutiziro
[03:53.43] Ini ndogara muna Jesu
[03:58.69] Eh
[04:00.38] Guta rangu rehutiziro
[04:05.17] Hey!
[04:06.65] Ini ndakamanyira kuna Jesu
[04:11.00] Kuna Jesu
[04:13.43] Guta rangu reutiziro
[04:17.64] Haa
[04:19.46] Ini ndogara muna Jesu
[04:23.69] Muna Jesu
[04:26.08] Guta rangu reutiziro
[04:28.90] C'mon, C'mon
[04:30.19] C'mon, C'mon
[04:31.46] C'mon
[04:31.94] Hey!
[04:33.89] Chimhanya
[04:35.90] C'mon
[04:37.13] Chimhanya
[04:38.90] Hey, hey
[04:40.47] Chimhanya iwe
[04:42.29] Hey
[04:43.17] Mhanya iwe
[04:44.49] Mhanya iwe
[04:45.64] C'mon, c'mon
[04:46.60] Chimhanya
[04:49.31] Mhanya iwe
[04:50.59] Mhanya iwe
[04:52.02] Hey
[04:53.22] Mhanya iwe
[04:57.70] Hey, ndinorarama
[04:59.93] Ndirimo
[05:01.65] Ndinobudirira
[05:02.80] Ndirimo
[05:05.02] Ndinopora
[05:06.22] Ndirimo
[05:08.35] Ndosimukira
[05:09.52] Ndirimo
[05:11.26] Nokusingaperi
[05:12.40] Ndirimo
[05:15.49] Muna Jesu
[05:17.26] Guta rangu reutiziro
[05:24.18] Ndinorarama
[05:25.40] Ndirimo
[05:27.55] Ndinosimukira
[05:28.64] Ndirimo
[05:30.74] Ndinopora
[05:31.94] Ndirimo
[05:34.04] Ndobudirira
[05:34.98] Ndirimo
[05:37.04] Nekusingaperi
[05:38.11] Ndirimo
[05:40.87] Muna Jesu
[05:42.92] Guta rangu reutiziro
[05:51.02] Chimhanya!
[05:54.24] Chimhanya!
[05:57.26] Chimhanya iwe!
[05:59.97] Mhanya iwe
[06:00.79] Mhanya iwe!
[06:03.48] Chimhanya!
[06:06.22] Mhanya iwe!
[06:07.12] Mhanya iwe!
[06:09.78] Mhanya iwe!
[06:14.58]
[00:23.11] Kuti guta iri rakanaka ah
[00:27.53] Mukova waro
[00:29.66] Wakazarurirwa vose
[00:32.75] Vakaneta nekuremerwa
[00:35.25] Ini ndikatizira imomo
[00:44.10] Hey
[00:45.66] Ndakagamuchirwa
[00:49.20] Muguta reutiziro
[00:52.89] NdiJesu
[00:55.56] Mune hupenyu
[00:59.18] NeRugare
[01:01.27] Ini handibude imomo
[01:07.32] Ini ndakamanyira kuna Jesu
[01:13.92] Guta rangu reutiziro
[01:19.97] Ini ndogara muna Jesu
[01:26.96] Guta rangu reutiziro
[01:32.94] Ini ndakamanyira kuna Jesu
[01:39.56] Guta rangu reutiziro
[01:45.61] Ini ndogara muna Jesu
[01:51.96] Guta rangu reutiziro
[02:02.08] Guta iri rakanaka
[02:05.36] Uye rinochengetedza
[02:09.85] Vagari varo
[02:12.03] Haritenderi mhepo
[02:15.84] Dzakaipa
[02:17.91] Kuti dzindibate ndirimo
[02:24.88] Oh
[02:27.84] Rakashongedzwa uye
[02:30.59] Rinorindira vagari varo
[02:35.03] Oh
[02:36.88] IGuta rinofamba neni
[02:41.41] Mazuva ose
[02:43.16] Ini handibude imomo
[02:49.55] Ini ndakamhanya (Let me see you!)
[02:56.16] Ndakananga kuna Jesu
[03:02.42] Newe chimhanya
[03:08.75] Mukana wacho uchiripo
[03:15.03] Ini ndakamhanya
[03:21.32] Ndikaponeswa naJesu
[03:28.24] Newe chimhanya
[03:34.50] Nzvimbo yako ichiripo
[03:40.60] Ini ndakamhanyira
[03:43.01] Kuna Jesu
[03:48.02] Guta rangu reutiziro
[03:53.43] Ini ndogara muna Jesu
[03:58.69] Eh
[04:00.38] Guta rangu rehutiziro
[04:05.17] Hey!
[04:06.65] Ini ndakamanyira kuna Jesu
[04:11.00] Kuna Jesu
[04:13.43] Guta rangu reutiziro
[04:17.64] Haa
[04:19.46] Ini ndogara muna Jesu
[04:23.69] Muna Jesu
[04:26.08] Guta rangu reutiziro
[04:28.90] C'mon, C'mon
[04:30.19] C'mon, C'mon
[04:31.46] C'mon
[04:31.94] Hey!
[04:33.89] Chimhanya
[04:35.90] C'mon
[04:37.13] Chimhanya
[04:38.90] Hey, hey
[04:40.47] Chimhanya iwe
[04:42.29] Hey
[04:43.17] Mhanya iwe
[04:44.49] Mhanya iwe
[04:45.64] C'mon, c'mon
[04:46.60] Chimhanya
[04:49.31] Mhanya iwe
[04:50.59] Mhanya iwe
[04:52.02] Hey
[04:53.22] Mhanya iwe
[04:57.70] Hey, ndinorarama
[04:59.93] Ndirimo
[05:01.65] Ndinobudirira
[05:02.80] Ndirimo
[05:05.02] Ndinopora
[05:06.22] Ndirimo
[05:08.35] Ndosimukira
[05:09.52] Ndirimo
[05:11.26] Nokusingaperi
[05:12.40] Ndirimo
[05:15.49] Muna Jesu
[05:17.26] Guta rangu reutiziro
[05:24.18] Ndinorarama
[05:25.40] Ndirimo
[05:27.55] Ndinosimukira
[05:28.64] Ndirimo
[05:30.74] Ndinopora
[05:31.94] Ndirimo
[05:34.04] Ndobudirira
[05:34.98] Ndirimo
[05:37.04] Nekusingaperi
[05:38.11] Ndirimo
[05:40.87] Muna Jesu
[05:42.92] Guta rangu reutiziro
[05:51.02] Chimhanya!
[05:54.24] Chimhanya!
[05:57.26] Chimhanya iwe!
[05:59.97] Mhanya iwe
[06:00.79] Mhanya iwe!
[06:03.48] Chimhanya!
[06:06.22] Mhanya iwe!
[06:07.12] Mhanya iwe!
[06:09.78] Mhanya iwe!
[06:14.58]